Confessions🇿🇼Zm
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 22, 2025 at 07:01 AM
                               
                            
                        
                            Hie Mimie  plz hide  ndine zvinhu zvogara zvichindinetsa pamurume wangu hameno kt zviriko hr zvekuti murume anoradza kushaiwa hanya newe  zvekutoti pamwe pacho unenge uchitonzwa kuda kukwirwa   wotomubatawo otoramba kurara newe anokukwira iye achoda chete  so zvinogara zvichindidya moyo kt chiii chaizvo  pamwe pacho paanenge achida anongita zvimwe zviya zvekuti anzi aita  chechipiri  haana kn nguwa yekubvunza kt izvo waenda kwawaenda wadzoka nguwai  kn pakupfeka chaipo haana basa kt ndapfeka zvakaita sei  ini ndozvinoita kuti ndimuti haana basa neni handiziwe kana ndiri wrong wedare mondigadzirisawo
https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N
Send views to:
+263716706773
Mimie❤️
+263785678126
Canny❤️
+263716397348
Gee
+263773628373
Karen
+263716592996
Queen