
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 07:21 AM
Hie
Replying kune uyo asiri virgin but dating muface ari virgin...haaa inini hangu it was vice verse because I was the one anga ari virgin and he was not..it was a disadvantage kwandiri because iye aitohura achiziv kuti ndatongova munhu asiri virgin but panyaya yako pari tricky because one day your guy will embarrass you achit ndakakuona Uri gomba boys havanei nekuti wakarara nevangani but as long usiri virgin haa pakashata