
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 07:28 AM
Hie mimie hide my id nyaya yangu iripakuti ndine mukadzi asi problem iripo kubva paatanga kuenda kubasa akachinja n ndikamutsiura kuti saka basa rako ndiro rakubva raita kuti ukanganwe kuti une murume here mari yacho yaanoshanda anoshandisa zvaanoda asi kana akuda mafuta ekuzora nezvimwe zvinoda mukadzi anoti nditengereiwo asi iye anoenda kubasa zvimwe zvese zvemumba ndini ndinoita asi hazvione ndakambomuudza kuti kana pane munhu akukufurira akukukanganisa neshamwari dzinoparadza imba iye anenge achiti handina shamwari asi ndofunga ndega asi pakumutsiura anenge achiti vanhu vanozotii vakanzwa uchitaura zvauri kutaura anonyanya kuteedzera zvevanhu kudarika zvaunomuudza izvezvi anogara ari pafone akangobva kubasa pafone chete ende akufamba nayo pese paanenge ari kana kuti kana achibuda anoiviga kana kuisa paflight mode kana asina zvaari kuita pafone anozvipinzirei busy izvezvi haachasununguke nefone yake ndakamuti iwewe kana uchiona kuti vanhu vauri kutaura navo pafone vakakosha kudarika imba chienda unogara navo haadi saka handizive zvaanoda mazuvaano ndakungonyarara n iye akaona ndakanyarara ndipo paanoda kuzotaura neni saka munhu akadaro ndomuita sei
https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N
Send views to:
+263716706773
Mimie❤️
+263785678126
Canny❤️
+263716397348
Gee
+263773628373
Karen
+263716592996
Queen
😂
🥹
3