
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 07:45 AM
Fone yake handina basa nayo asi munhu anozviona ega kuti zvandiri kuita hazviite n achazopepuka ava kumba kwavo ndipo panonyatso kushanda pfungwa cz kana uri mumba unoona kunge kuita chihure zvinhu zvakanaka asi zvikomba zvinokuda uri pamurume kungotaura kuti takasiyana rudo hapasisina saka munhu kana uri mumba koshesa imba mafriends ndeeyi mumba
Form hide wemukadzi