Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 07:55 AM
Hie Mimi,, pliz hide my id,, ndibvunzirewo kunevamwe kuti zvinoita here,, nezuro ndakabata phone yemurume wangu ndikaona arimu group revabereki to a certain school ku area kwatinogara but vedu vana avadzidze ikoko,, group rakanyatsonyorwa kuti Xxx primary school parents,, then ndakamubvunza akati ndakangopiwa link nemhunu ndikajoiner but am afraid kuti maybe kune mwana wake anodzidza ikoko ndisingazive. Am really stressed andina kurara husiku https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N Send views to: +263716706773 Mimie❤️ +263785678126 Canny❤️ +263716397348 Gee +263773628373 Karen +263716592996 Queen
😂 3

Comments