Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 08:05 AM
Hie Mimie...Baba avo ngavasaite kunge mwana mudiki. Hazvidi muporofita izvo kuti mudzimai wavo ava kuita chipfambi. Zvakangonaka kusiya ,vakadzi havapere ava. Ndokusaka vakadzi vakasikwa vakawandisa ,inyaya yekuti vakawanda vacho misoro yavo yakazara chihure chega chega. Ngaatsvage girlfriend now achitoita assessment yake kuona kuti angarooreka here. Vakadzi vanoshanda vakawanda asi haunzwe tunyaya nyaya ,uyo waanaye ndorinonzi Huuuuuuuuuuuureeeeeeeeeh!
😢 1

Comments