Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 08:06 AM
Kona ane Mwana zvebasa rei otadza hr kuchengeta Mwana wake achakuudza kana nguwa yakwana USA mhanya hako kudakuziva vamwe vana vanozoto Uya parufu murume. Kana achinge afa uye mugroup munongopindwa even usina hama imomo uye iri ndere kumusha kwavo kune hama dzake dzakawanda

Comments