Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 08:31 AM
Hi ndine confession yangu chitupa viga....Veduwe murume vangu akaita gerofrend zvekusvika pakutiza musha akambonogara naye kumba kwake veduwe ndakarwadziwa kuzvika pekupedzisira ndakaudza vanatete vanowa hanzwadzi dzake hapana matanho awakatora ndakazotonzwa nemakuhwa kuti vakanga vakutoziwa girlfriend iyoyoo...zvisineyi agarako kwemwedzi ndakazonzwa munhu akufona sorry zvako maichimwana ndakatadza ndakudzoka kumba handiziwi kuti kwanga kwaswinya hr kwamaRwei...ndakangoti dzokai henyu adzoka kuderoo vehama ndaingoti ndikamutarisa akarara moyo vangu vaiita seune chironda...adzoka kuderoo hawana kusiyana naMarweyi vake vakaramba vachidanana handina kuramba ndichimuvhunza ndakasiya vachiita Rudo rwawo...ndakazomugaira hora ndakanda kune vamwe mbuya vanoita zvekubatsira ndikataura nyaya yangu ..vakatii unoda kuti ndimuite sey murume vako ndakangoti mbuya sungai munhu kuti isasa Mira kunze ...veduwe mbuya vakaita saizvozvo ndakaenda. nejira rangu ravanga vandiudza kuti panguwa yamunoita bonde mupukute naro Kasi iwe usazvipukuta ndakaita saizvozvo vakagadzira jira Riya ndikadzokera naro kumba vakatii unotsaga pekuriisa.. rimwe zuwa shasha yakadzokera futi kwamugerofrend blambi bvararamba kumuka ndakazoona msg yakaiswa navamugerofrend hanzi https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N Send views to: +263716706773 Mimie❤️ +263785678126 Canny❤️ +263716397348 Gee +263773628373 Karen +263716592996 Queen
😂 2

Comments