
NATURAL ZIM HOME REMEDIES🇿🇼
June 13, 2025 at 09:15 AM
*Jeko Gono*
*Tsvaga mutamba monokwatura makwande woisa mumvura pota uchinwa mvura yacho pese paunoenda ku period*
Kuvaviva kuzasi
Inwa garlic 🧄, zvinobatsira zvikuru unocheka kutwuita tuma piece wonwa
*Siya like woenda hako 👍*

❤️
👍
🙏
🤣
15