NATURAL ZIM HOME REMEDIES🇿🇼
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 22, 2025 at 05:44 AM
                               
                            
                        
                            *Remedy yema*  *SARE*
*Kudonhedza ma sare*
Panodikwa  
Bucket,
mvura 2 litres, garlic,3 lemons ,salt one tablespoon ne 3 teaspoons parrafin.
*Mashandisiro*
Isa mvura 2 litres,wokachakachaka garlic woisa, wosvinira juice yema lemon 3 woisa salt one tablespoon woisa parrafin 3 teaspoons.
boil kusvika zvakubudisa steam wodira mu bucket wotanangira steam ipinde kuzasi ,
Ita izvi 2 days chete dzichitevedzana.
*KANA UINE PAMUVIRI KANA KUTI URI KU PERIOD USAITE IZVI*
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            ❤
                                        
                                    
                                    
                                        3