
NATURAL ZIM HOME REMEDIES🇿🇼
June 22, 2025 at 08:44 AM
*MAWUYU BASA RAWO MUKURAPA*
(Anoshanda zvakasimba kuti muviri udziye kana ukadya zvemukati zviya.
Goko racho riya rinoshanda zvikuru kurapa meno. Sei?? Unopisa Goko racho then wotora matsito acho or dota wozorera pazino racho rine mhango or Crack rinopera richipfupfunuka pasina kurwadza.
Goko rewuyu kana ukaritora ukaridzvura then wobhoyilisa kwenguva yakati rebei ukazonwa mvura yacho zvinobatsira zvikuru kumadzimai kugeza chibereko zvekuti tsvina munotoiona.
Kana uine mafibroids unotora Goko racho zvakare woridzvura then wotora zvawadzvura worarisa mumvura wozonwa mvura yacho after 24hours chokwadi ose mafibroids anobuda.
Kumadzimai kudya mawuyu kunoita kuti ugare uine health discharge pasina hwema------kureva kuti plain youghurt +garlic+Ginger kuzvidya=health discharges and good smell
Ukatora mhodzi dzemawuyu ukapwanya mune nzungu ska ukadya nzungu idzi zvinoyamura pakuti chibereko chigashire mbeu kuti ukasike kubata mimba------kunana baba kudya nzungu dzacho zvinosimbisa mbeu dzikwanise kutuhwina
