Lobola & Weddings Outfits, Javas,MakeUp & Decor
Lobola & Weddings Outfits, Javas,MakeUp & Decor
June 21, 2025 at 07:27 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O *MUNOITA SEI KUTI* *VADIWA VENYU* *VASACHIVA CHIVA* Tora kashinda pa brugwa rake rine tsvina wotora kashinda pa brugwa rako renetsvina wogara nazvo pasi wotaura zvese zvausingade kuti aite munzira , kubasa nekwa anotandarira uchiisa Bute riye reMatare ochitaura zvese ipapo uchiombera pashinda idzodzo. Asacheuke vamwe vakadzi/varume Ade iwewe woga Anyare kutaura nevamwe vakadzi/varume Aune runako nezvese zvaanochiva pauri woga Kana wapedza tora shinda idzodzo dzakasungana kudaro wodzi sonerera mukati me pillow yake yaanotsamira . Chero ukaitsamirawo hazvina kuipaba. Musaitire munhu wamusingade nekuti kuzo muramba kwacho ibongozozo hazviperi zvakanaka . Dare iri rinokurudzirwa Kuti muitire Madzimai/Varume venyu vamakagarisana navo mudzimba or boyfriend/girlfriend yamava kuda kuwanana nayo.Ndatenda https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
❤️ 👍 🙏 4

Comments