
Lobola & Weddings Outfits, Javas,MakeUp & Decor
June 22, 2025 at 11:22 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb52zHX4o7qVJMSeVl0M
https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m
https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m
🍳🍅 *Cooking Cooking Cooking*🍳🍅
👩🏻🦰 *Mudzimai wanhasi ngaagone kubika* 👩🏻🦳
🚿 *let's start neHygene handiti here*
-Mudzimai akakwana ngaatange ageza first wozobika. Makuseni seni uchigadzirira Daddy Breakfast pamwe kugeza kungatora nguva.....brush your teeth, wash your face, put Vaseline on yo lips.
*Breakfast* 🍞🍳🥪🥞
- Try to Decorate plate yaDaddy slice yechingwa cut it iite kaTriangle kwete kungoisa chingwa chakadaro askana...
-Daddy ngavapiwe lunch ukaona achiiramba haina zvinoAppetiza that's y achiramba kuenda nayo kubasa.
*Potatoes can be cooked in Different Ways*
*Fresh Chips* 🍟
-paunoisa mafuta mupoto yaunoda kubikira just add Royco iriNormal pachazoibva machips anenge aKalika
*Potato Wedges*
-cut 2tyms akareba
-boil them
-deep fry till aGold Crisp
*Cubed Potato*
- cut medium cubes
-boil them
-Fry them mupan isinganamiri kusvika atsvukira ane zvimaCrisp
-u can add any spice u want
*Mashed Potato*
-cut small cube
-boil until tender aibvisa
-add fresh cream
-margarine
-black pepper
-mix them
*nb* this can be cooked in different ways.
*Potato Stew*
-boil potato cubes
-cook soup uchangoisa madomasi🍅 then put maPotatoes aya wait some mins
-then fry
-add spice
*nb* this can be cooked in different ways.
🍗 *Roasted Chicken* 🍗
- boil chicken
- drain water
-add spice
-deep in hot oil
*OR*
-boil chicken
-drain water
-deep in bitten eggs
-deep in flour
-deep in hot oil
*nb* u can only deep in flour if u want
*OR*
-fry chicken isati yabikwa
- add 🍅🧅etc
- spice
-fry kusvika yatsvukira
-add water
-leave it to boil
-kusvika mvura yapera
- fry again
- kusvika yatsvukira inenge yatoita wotobura hako.
*nb* even paStew u can use this method.
🥘 *Chicken Stew* 🥘
-use pan isinganamiri
-fry isati yabikwa
- kusvika yatsvukira add spice
-add water bring it to boil kusvika yapera
- fry fut kusvika yatsvukira
-budits nyma mupan
- cook soup in that pan
- yave boe turn off stove and put nyama iya
- usapindure siya yakadaro
- wotovhara yaibva.
❤️
😂
😢
6