Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’• WhatsApp Channel

Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•

9.0K subscribers

About Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•

Welcome to Authoress Tannia Novels Muno tinonyora zverudo zvega zvega kudzidza mhando dzemaRelationships and love ๐Ÿ’“: To those who are interested in short stories which are romantic and help you learn some of the life experience for any questions contact...0775882289 For Adverts with affordable prices contact....0775882289 by the end of the day you reach a wide range of audiences ๐Ÿ’š

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/28/2025, 2:32:33 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaEvj7i4Y9lvRum7wC3I *COLLEGE LOVE ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ โค๏ธ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“* Written By Authoress Tannia โœ๏ธ Contact......0775882289 *All rights reserved. Everything in this book is some of experience and imagination. No part of this book will be reproduced in any other form of mechanical or electrical means of production without the empower from the writer.* READ AND SHARE *Sorry veduwee l was sick for the past week that's why book ranga rambomira . Thank you for your best wishes l m fine now and also l thank you for being patient with me and for loving me . I love you all mafans angu book redu rakuuya manje* Chapter 1๏ธโƒฃ4๏ธโƒฃ *MILA ๐Ÿ’“* Takamukira kukwira bus kuenda kumusha kwana Xavier honestly l wasn't happy at all handisati ndamboenda kumusha ini. Xavier aizviona kuti ndaisafara so aiedza nenzira dzese to make sure l smile tikafamba aibva abvunza kana ndichinzwa nzara. Takafamba mahours kani from Masvingo to Kwekwe paya zvekuti takazosvika kuma 1pm chaiko. Takaburuka paBus stop yekumusha kwavo makumbo angu aive atozvimba nemaSneakers andaive ndakapfeka. Ndakaudza Xavier because ndaive ndakutotadza kufamba nekurwadziwa ndokubva ndabvisa bhutsu dziya ndikapfeka mapush paya. Ndakapiwa rimwe bag raisanyanyorema Haro kuti ndibate Xavier aive akatakura monarch rangu nerimwe bag rairema plus chikafu chataive tatenga chaive musaga racho l could see kuti murume weshuwa because aive akazvibata zvese. Takaburuka pamashops paya tichiri kutofamba Xavier akabva atomanyirwa nemumwe musikana akafanana naye zvisingaite. " Bhudhi nhaimi apa ndichangosvika haaaaaa saka ndanyatsoCalculator time bhoo kaaaaah. " Kkkkkk eeeeh wagona chaizvo ndaremerwa yoooh waita wauya wototakura bag ramaiguru vako iri ini ndotakura chisaga ichi ndicho chikunyanya kurema. " Hiiiii nhaimi ndivo maiguru ava ummmm haaaaaa apa mazoremera maStreets manje ende vakanaka maiguru makadii," akadaro musikana uya ndakabva ndaziva kuti ndiyo hanzvadzi yaXavier yaive achitaura nezvayo kuti vanozotigashira. " I m good and you tete," ndakadaro. " I m okay ini aaaaah manje mototaura neshona maziboora ngoma ari kuno haazive chirungu ichi kkkkkk haaaaaaa Maka anotsva gore rino blaz ndimi makanosimudza simbi iyi maiguru henyu kutaura chokwadi makanaka zvisingaite haaaaaa ini satete l have approved this," akadaro musikana uya achibata musoro wangu ipapo ndaitove neFrontal. " Shilah vazvinzwa maiguru vako chitakura bag tiende Kumba kani vanozorora vaneta she is not used to this. " Aaaah manje vanofanira kujaira hanty vatove mukadzi wenyu here nhasi namhamha hameno apa havasi kuzviziva vatori murima zvavo. " Ummm hope hauna kuvaudza zveshuwa. " Handina ini ndatonyeba pandageza kuti ndichamboenda kumba kwanaRopa friend yangu otherwise vanga vachitoda kuziva you know mhamha . " Haaaaaaa tonotangira ipapo," akadaro Xavier. " Babe hausati waanenzara here . " Ndinayo ini ndakuda kudya. " Aaaah but unotaura kaaah nhai veduwee pane kufa nenzara ukuda kudyei apa tisati taenda kumba. " Ndoda maChips nedrink. " Aaaaah zvinogutsa here izvozvo maiguru pano pane panobikwa futi sadza rinonaka plus munhu wacho anogona kubika pachine kadistance so zvinoda makaguta. " Okay tete but sadza rinobikwa outside handirifarire handei ndinodya rice it's better. " Okay fine so handei tinodya then tozoenderera mberi nerwendo rwedu," akadaro Xavier. Takaenda paibikwa paya ini natete ndokugara hedu Xavier achinotenga chikafu chacho akazouya neplate yerice nebeef apa ndainyatsonzwa kutoida nedrink riri Juice then iye natete vakadya sadza nepork nemadrinks. Tete vairatidza kuti munhu akasununguka zvisingaite takazosimudzira journey after tadya. Takafamba but yooh taisasvika veduwee ini ndaive ndaneta Ini ndakasara kumashure ndakamira ndakazoona Xavier amirawo ndokuburutsa chisaga chaaive akatakura ndokuuya pandiri. " Babe are you okay waneta here tizorore. " Eeeeh ndaneta ini aaaaah kure hatisi kusvika wani. " Takutosvika maiguru manje manje pamberi apo chingoshingai tonozorora tasvika pamba. " You know she is pregnant so makumbo ake anozozvimba NeBP doctor vakati she shouldn't be stressed hatizororei tozoenderera mberi after some minutes," akadaro Xavier takabva tatogara. Takagara paya akaisa makumbo angu pamusoro mumakumbo ake ndokutanga kumassager takazorora hedu he is all l want in a man and respect, love problem Mari ndopasina manje haaaaaa. Takagara for some minutes ndokuzosimudzira hedu takuenda kumba kwacho takangofamba kadistance kadoko ndokubva tatosvika. Takapinda pamwe pamba paive pari naniwo pane dzimwe dzimba dzandaiona. Takasvika paya paive nevamwe mai vaive pamumvuri nevamwe baba hameno vaiitei vachitoona Mai vacho vskabva vamanyira Xavier vachimumbundira. Takasvika paya Xavier greeted them and l also did the same. " Shilah une secret iwe so paya wanga uchitoziva kuti brother yako ikuuya asi iwe kana kutaura zvako. " Yes mom it was supposed to be a surprise sezvatatoita. " Kkkkk wagona zvako iwe daiemai vako vatoudza dunhu izvezvi kuti mwana wangu ari kuuya. " Haaaaaa imi kaaaaah saka mukuti chii takamirira maintroductions hedu ," vakadaro Mai vaya face iyi ndakaiziva but ndaiiedza kufunga kuti ndakaizivira kupi but ndaive ndaita kukanganwa ndaiedza kunyatsofunga kuti ndakaionera kupi face iyi. " Oooh mhamha and baba uyu anonzi Mila musikana wangu so nyaya iripo ane nhumbu uku kutouya tese kutoreva kuti zvakaziikanwa kumba kwavo so ndakutora maresponsibilities atove mukadzi wangu ndozonoroora ndikangowana mari. " Over my dead body hakuna zvakadaro 2mins idzodzi dzawanga wangoenda kubasa manga matozivana nguvai nemusikana uyu zvekusvika pakutokuitira nhumbu haisi yako l m sure chete. " Mhamha mukaona ini ndakukuudzai kureva kuti ndikuziva kuti nhumbu ndeyangu mwana akatakurwa ndewangu l know hazvisi izvo zvamaitarisira but zvakatoenda nepamwe. " Une mashura chete pano pamba pangu pane muroora mumwe chete anova Maka haaaaa zvematakanana aya handisi kutambira haapagare pano. " Mhamha Maka wacho maybe Mwari vaona kuti haandiitire ndaitomuda kuti mufare muwane muroora wamunonzwanana naye but mukapa Mila mukana wekumuda uyu muchaona kuti haana kumbosiyana naMaka atori bhoo zvisingaite ndiye wandada ini wandasarura yakatodeuka. " Ndati pano haapagare pano panoti Maka haana kumbofanana naMaka munhu uyu haana chaanogona handifunge chero kuwacha anogona nenzara idzi vanhu vekutown chavanogona kungoisa nzara idzi nebvudzi raakatoisa netsiye angagona kutakura bucket here iyeyu. " Mhamha anodzidzira kani imi mukushora Mila musina kumbomudzidza wani. "Ndati haasi kupagara pano ngaadzokere zvake. " Aaaaah iwe Mai Xavier kwana iwe iye Maka akambokudyisa chiiko uyu mwana wamushorei hautombomuzive plus pano pamba panoti ini ndini baba pano saka Mila uyu akuzogara pano anoendepi achisiya murume wake . " BaXavier kaaaaah imi muno.......... " Chibva watonyarara hako muroora akuzogara pano instead yekufara muzukuru wawaigara uchichemera aapedyo kuuya iwe wakusvora unoziva kuti Mwari vazviitirei here iweka. " Haaaaa uyu musikana handitombomude hapana chamunotaura chandikuwirirana nacho honestly. " Mhamha mukungotaura wani kuti imi hamumude ini ndiye wandinotoda l m sorry for disappointing you hangu ASI mukadzi wangu hakuna kwaari kuenda kana musingamude tobva tese neni pano munenge matodzinga neniwo. " Vachimbomudzinga vakamira sani Ini ndini baba pano ndatotaura muroora akuzogara pano by fire by force that's final. " Aaah hooo tichaona hedu ngaagare hanty ndezvenharo here tichazviona wangu muroora ndiMakanaka pano. Haaaa pamba pana Xavier panotove nemadrama what's so special about Makanaka wacho wavanoda mai ava but chaindinetsa the face wasn't new ndaiedza kurangarira kuti ndakambovaona kupi but ndaitadza kutoziva. "Pano hapasikuzogarika hako zvekuuya nechinhumbu pano ndoda kuzviona," vakadaro Mai vacho vachindinongedza. " Mhamha kaaah handide kukonana nemi nekuda kwemukadzi wangu hatide kuzonzi vamwe totaurisa ndakuudzai chokwadi pano. " Xavier uyu l carried him for 9 months ndikamuchengeta there is not even a day raakandipindura sezvaari kuita nhasi mwana wangu l raised him well asi just because he met you few months idzodzo mwana wangu atochinja hunhu uchandiguta pano iwe. Ndakangoramba ndakanyarara ini l wasn't in the mood for the drama havandizive zvavo End Of Chapter 1๏ธโƒฃ4๏ธโƒฃ Authoress Tannia loves you all guys keep commenting and supporting

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿšฎ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ”ฅ ๐Ÿ˜’ 390
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/25/2025, 7:46:06 PM

Hello my favourite fans guys munyori wenyu wasn't feeling well all this while kune vamwe venyu vaifona l told them but now l m better toenderera mberi nebook redu. I just want to thank those who prayed for me to heal

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ‘ ๐Ÿšฎ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜Š ๐Ÿ˜ ๐Ÿ˜’ ๐Ÿ˜ฎ 185
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/19/2025, 6:53:37 AM

Mundiregererewo l know book redu ratove nemadays pane zvikuitika but today l will make sure kuti rauya book please forgive me l know tine curiosity tese

๐Ÿ˜ข ๐Ÿ‘ โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿšฎ ๐Ÿ‘Ž ๐Ÿ˜ก 186
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/14/2025, 2:06:55 PM

Haaaaaaa ndodeleter hangu chapter 14 yandanga ndanyora yozouya makuda because 297 reactions since morning here veduwee

๐Ÿ˜ข โค๏ธ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ญ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ ๐Ÿšฎ ๐Ÿ”ฅ ๐Ÿ–• 143
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/14/2025, 6:34:53 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaEvj7i4Y9lvRum7wC3I *COLLEGE LOVE ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ โค๏ธ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“* Written By Authoress Tannia โœ๏ธ Contact......0775882289 *All rights reserved. Everything in this book is some of experience and imagination. No part of this book will be reproduced in any other form of mechanical or electrical means of production without the empower from the writer.* READ AND SHARE Chapter 1๏ธโƒฃ 3๏ธโƒฃ The following day ndakabuda muhospital makuseni l was fit like nothing happened ndakatozvishaya ini. Ndakatosvika kumba nekugeza ndikatoenda kuchikoro nadad. Ndichipinda Ayanda looked at me l just ignored her ndikanogara kwangu ndega minding my business. Pabreak phone yangu yakapinda message and it was Mr Xavier vachiti ndiuye kuoffice kwavo. Ndakabuda ndokuenda kuoffice kwavo ndakawana vari vega paya. " Where is Mr Liam. " Oooh his wife came so vaenda kubreak . " Ooh l see how are you. " I m good ini l m supposed to ask you murwere how are you feeling. " I m fit today kkkk. " How are the babies. " Ummmm l think they are okay," ndakadaro ndichibata dumbu rangu. " I know we both never wanted this from the start everything was a mistake but l won't deny my responsibilities because of that vana havana mhosva. I have a girlfriend ariko kumusha kumba kwedu anoziikanwa nevanhu vese my mom like her and l know now ndatodai itori mhosva kumba kwedu they will be disappointed but this is God's plan so hapana zvatingaite. " So what do you plan we do. " Just take you as my wife l don't have money to marry you yet but ndotsvaka l know you don't want that you even denied your ex for 5k ini l don't have money at the moment honestly mari yandinayo itori shoma and l was saving it for something else but now l don't have a choice but to use now that l m going to have a family. " I never wanted kutiziswa. " It's fine ndouya kuzokumbira kumba kwenyu zvisati zvaipa what about that. " That's better thanks for not denying it. " Hey it's okay l believe these kids are a blessing so tell me aren't you hungry. " I just feel like eating something hameno zvandikuda ini KkkkkK maybe maheu," ndakadaro. " Kkkk hayas you are fun take this wonotenga," akadaro achinditambidza $5 ndokubva ndatobuda hangu. Madays aifamba and turned into a month apa dumbu rangu ndaitoona kuchinja apa Mr Xavier vaiti pane mari yavari kuda kuwedzera. Yaitove weekend kuchitonhora then l received a text from Mr Xavier vachiti l should come to his house he wanted to talk to me about something. Ndakabva ndatomuka ndaive ndakarara ndokugeza paya and wore something warm ndakanyebera mom kuti ndaienda kumba kwanaAyanda ndokubva ndatoenda paya. Ndakasvika kumba kwaMr Xavier ndokuknocker no one answered and l just opened the door but l didn't see him ndakazonzwa mvura ndikaziva kuti he was bathing. I waited ndakagara hangu pabed since it was 1room netoilet. The room was nice haimboite seinogara bhachura he is very smart honestly. Paakabuda mubath he was shocked to see me . " Hey you scared me , you are here is everything ok. " What do you make," l asked. " Like you just came without informing me. " But you said l should come. " Kkkkk l said that when . " You sent a text here," ndakadaro ndichimuratidza. " I never sent that l lost my phone yesterday kuchikoro kubasa. " What do you mean . " Yes l lost it so l didn't call you. " Then who is using your phone if you don't have it. " Me l texted you aaaah we need to talk guys," akadaro Martha achipinda padoor tese we were shocked to see her akatobata phone yaXavier. " You ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ....," ndakadaro ndichishamisika. " Yes me kkkk surprise ๐Ÿ˜…๐Ÿ˜Š," akadaro Martha akapfeka kano kasiketi kadoko zvekuti paakagara pasofa zvidya zvese zvaive panze. " What are you doing here Martha, with my phone in my house. " Relax we just need to talk here . " Talk about what exactly," akadaro Xavier nehasha. " Hey Hun relax okay l just want us to talk about your baby mama, you and l ," akadaro tese takavhunduka tichitarisana naXavier. " What did you say ," akadaro Xavier. " Stop pretending l know everything that Mila is pregnant for you and you accepted the pregnancy so l m here for us to make a deal. " What deal...," akabvunza Xavier. " Hey Hun it's for the two of us your baby mama and l ," akadaro. " Martha what do you want," l asked ndakachiller. .." aaaah this pregnancy is humbling you very well woooh anyways you know if it gets out your father will be disgraced kunzwa kuti une nhumbu l can do that it can go viral pachikoro pese infact munyika and your baby dad basa ropera he won't be able kushanda mugovernment futi motambura so l want you to leave him for me yes he will support everything zvinenge zvichidiwa nemwana but ari wangu," akadaro Martha. " What are you saying. " I mean he will be all mine," akadaro Martha akamira infront of Xavier achimupuruzira chest apa Xavier aingove neDT muwaist semunhu aibva kunogeza. " What are you even saying does that make sense. " I don't care it makes sense or not but that's what l want. I want him all by myself," akadaro achiisa malips Ake pane aXavier ipapo Xavier held her hands ndokumutenderedza achitarisa structure and l was confused. " Is that all l have to do so that l won't lose my job? " Yes Hun that's all," akadaro Martha achisekerera. " Deal accepted then ," akadaro Xavier and l looked at him and akangonditsonya. " I can't take this," ndakadaro ndichibuda hangu kudzokera kumba yes Xavier aive anditsonya meaning he is planning something but what if zvikamukurira he is almost naked they can make out anytime," ndaizvifunga ndichienda kumba ndakakwira lift ndokuenda kumba ndichisvika l went straight to my room ndakavhunduka ndichiwana mom vangu vakagara pabed pangu vachichema ndakaona pamakumbo pavo pane maAbortion pills, tsamba yekuti ndine nhumbu, maprotections, maMorning after pills, maPills aya andaiwana pandakapedzisira kuita abortion ndakaita kupera simba ndichivaona vakazvibata. " Mom l can explain," ndichipedza kudaro ndakapiwa mbama yekuti chero ini ndakavhunduka apa ndiri light in complexion ndakarohwa pachitoita red ipspo ipapo. " What the hell is all this unemashura here iwe Mila. " Mom please...," ndakadaro ndakavatarisa apa ndakabata dama randaive ndarohwa. " I have called your father you will explain all this to him l m disappointed you are disgrace what have we done to offend you l trusted you as my only daughter your brothers will hear about this. " Mom please don't tell anyone. " Shut up you stupid idiot what nonsense all this while acting like a saint kana urikumba izvo wakaziva varume kare abortion pills how many did you kill ," vakadaro mom vangu vakatsvuka maziso nehasha zvekuti handisati ndambovaona vskadai. " I m sorry. " Sorry for what exactly.... Sorry yekuti wakabvukudzwa kudhara here all this while we are expecting kuti uchatidadisa and all you do is sleep around and abort babies you left this morning uchiti ukuenda kwanaAyanda uchinyeba she was here looking for you. Your friend, your mate is engaged she is getting married nemuchato asi iwe you are being lose uchiri vhurira munhu wese makumbo oooooh come here," vakadaro mom ipapo ndaive ndakuchema mashoko avo airwadza. Ndakaramba ndakamira kure. " Iwe imbwa ndati huya pano," vakadaro mom vachiuya kwandiri vakasvika vachivhura sweater yandaive ndakapfeka ndokuona dumbu rangu raive ratokura zvaive pachena kuti l m pregnant. " Heeeeeyyyyyyiiiiiiii God what have l done to deserve this Mila you have killed me inhumbu kaaaaiyi ndati inhumbu kaiyii Mila," vakadaro mom vandibata collar vakatanga kundizunza zunza. " Hun is everything okay," vakadaro dad vachipinda ipapo ndakamanya kuvhara dumbu mom vakangonditarisa vakatora zvinhu zvavaive vaisa pabed ndokukanda kunadad. Zvimwe zvakadonha dad vakanunga ndokutanga kuverenga. " Zvabvepi zvinhu zvese izvi. " Mobvunza hure ratikugara naro," vakadaro mom nehasha vachibva vabuda muroom vachiita kurovera door ipapo vakadzoka vakauya pedyo neni my phone rang ndikatarisa it was Mr Xavier. " Answer the call ," vakadaro mom vakandipa ziso. Ndakuda kudaira vakabva vati ndiise paloud . " Mila.... " Yes what is it ," ndakapindura ndakatarisa mom and dad vaiita kuvira nehasha. " Don't mind Martha okay l will sort everything out myself l will come there before your parents vazviziva l promise l will clean all this messy. " Well your bad takuzviziva l want to see you today in 30 minutes time kungoramba kuuya ndikukusungisa and basa rako rikupera," vakadaro dad. " Aaah Sir ," akadaro Xavier achiratidza kuvhunduka. " I said in 30 minutes time," vakadaro dad vachitocutter call vakabva vatotora phone yangu. Ndakabva ndadhonzwa ndokuendwa neni kuDining ndakagariswa pasi paCarpet hanzi takamirira murume wako ndainzwa kuzvinyarira honestly. " Don't mention zvekuti ndaimbobvisa nhumbu please," ndakadaro vese vakanyarara. " Kototadza nei dzaive dzisiri dzake here. " Yes dzaive dzisiri iyi ndiyo take if akaziva kuti ndaimbobvisa ndozorambwa dad. " Hakuna imba inovakwa nenhema ini ndikutozotaura zvese iwe waimbobvisirei handide kunyepa ndikuzotaura zvese l have already called doctor Watson. " Mom it's my past akazviziva zvinoita here. " Iwe imbwa iwe nyarara," vakadaro mom vachida kutondisimukira kuti vandirove asi dad vskavamisa dad vangu vaive vakanyarara. " What was Xavier talking about," vakabvunza dad. " There is this girl wandinodzidza naye so akuzviziva so he threatened us today achiti ndofanira kusiya Mr Xavier iye odanana navo so that she won't expose us to the world. " So what did Xavier. " That he will sort everything out so that Martha won't expose us. " By accepting the condition here," vakabvunza Dad. " No l don't know how but he didn't accept the condition he just acted like he did he will lose his job tikaitira Martha dzungu of which his job is his only source of income. " Hun go and pack her bags," vakadaro dad vangu . " Dad please...... " Shut up kuita nhumbu kureva kuti wakura Mila mwanangu handide kumbokunyebera hanty unoona Mr Watson basa rikutozopera l m going to make things right myself. " But dad he has a family it's all my fault please don't punish him for my mistakes. " If l don't he will keep doing it to other kids," vakadaro ipapo mom vakabva vatodzoka neMonarch rangu rikatomiswa paside neni. Dad vaingotarisa time. " Munhu wako akanonoka nhasi achanyatsoona matrue colours angu ," vakadaro dad ipapo padoor pakabva paita knock . Mom vakaenda kudoor ndikaona vakuuya Mr Xavier vaive kumashure kwavo airatidza kuti akutya. " Sir good afternoon. " Afternoon sit down," vakadaro dad. " Lucky wabata time you were going to regret Dai wanonoka. " Sorry sir .. " Handisi kuda kutaura zvakawanda kutosheedzwa you must know mhosva yako already. " Yes sir. " So mukufungei nazvo. " Ndozvandiri kuda kugadzirisa. " Since imi muri two manonoka kugadzirisa ndozvigadzirisa ini imi matove mukadzi nemurume bag iro rarongedzwa uchisimuka pano motobva mese asi ini wangu mwana haatorwe mahara ndinongokupa nguva shoma shoma ndoda kuzokuona wakuzoroora ukaona ndakukuteera uchanyatsoona kuti hunhu hwangu hwakamira sei. I will give you a transfer wochinja wotsvaka basa kumwe because kana nyaya yenyu ikabuda kunze izvezvi basa rako rinopera and Martha wawanga uchitaura naye l will deal with her myself mangwana handide vanhu paCampus motoonesana kwekunogara muri vaviri. " Dad ........ " From now onwards watokura Mila mwanangu watove mai vemusha uchiona so imi doctor Watson your licensed has been banned l want you to resign on your own because mukaona ndazopindira ndanzwa kuti you are still going to work hamufe makada kundiona futi muhupenyu hwenyu hwese. Hameno Hun do you want to add anything. " Yes Mila mwanangu watokura wonoshinga mumba mako nemurume wako hapana munhu anodzoka pano as long usina kuzobvisirwa zviome zviite sei zvakawanda tozoraira waroorwa motonoonesana weather wararama sei gumbo rako pano hatiride and imi mukwasha kungoramba mwana wangu motosungwa kwedu hatiitirwe izvozvo munhu anotakura munhu wake eeeeeh l think that's all dad kana zvichibvira ngava chienda," vakadaro mom ndakanzwa misodzi yangu kuzara mumaziso kunzwa kuda kuridza zimhere but l couldn't do anything mom vakandikandira phone yangu. Xavier akabva atotakura bag rangu ini ndichiteera ndainzwa kuda kunyatsochema but tasvika pabus stop ndichingochema. " Mila saka uchakwira kombi uchingochema here vanhu vanozofunga kuti pamwe ndakurova kaah atleast chingoshinga we didn't plan this tese but hapana plan," akadaro Xavier ndokubva ndapukuta misodzi ipapo kombi yakabva yatomira ndokubva tatokwira kuenda kumba kwake. Since ini basa ratopera ndotobva pano which means takuenda kumusha mangwana chaiye l should do zvinhu fast ndotsvaka basa ndotsvaka mari ndozonoroora you heard your dad vanga vari serious vasingaseke. " But handisati ndamboenda kumusha ini plus kugara kumusha aaaaah. " We don't have an option for the mean time ndikawana mari tozodzoka kutown totanga kurenter now hapana option kutongoenda kumusha. " Ummm veduwee..... " I m sorry but we don't have another option. End Of Chapter 1๏ธโƒฃ3๏ธโƒฃ Authoress Tannia loves you all guys keep commenting

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ 8๏ธโƒฃ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ฆ ๐Ÿ”ฅ ๐Ÿ˜ญ 946
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/13/2025, 11:48:37 AM

*advert by authoress Tannia โœ๏ธ* *MaValentine hampers with cheap prices manyai manyai munotenga nemaprice akadzika zviri paDiscount zvese izvo* https://whatsapp.com/channel/0029VaywnvLL7UVRmeORaW1o *Join Avon for free today and become an Avon Representative* ๐Ÿ“ Buy Imari perfume set (perfume, body lotion, rollon) for $11 โ˜† Sell at $23 *Profit: $12 ๐Ÿ˜œ* ๐Ÿ“Buy Suncreen SPF 30 at $6 โ˜† Sell at $12 *Profit: $6* ๐Ÿ˜‰ With sunscreen you will make money, since we are entering summer ๐ŸŒž! *NEAVON KUTORA MARI KWEGA KWEGA ๐Ÿ’ƒ ๐Ÿ’ƒ* Want a side hustle or a full time hustle, Join Avon today and become an Avon Representative. ๐Ÿ’ƒ๐ŸผJoining is freeโ— ๐Ÿ’ƒ๐ŸผAvon products are of good quality and yet affordable. ๐Ÿ’ƒ๐ŸผAvon is a well known brand hainetsi kutengesa ๐Ÿ’ƒ๐ŸผAvon inezvinhu zvinequality inozvitengesa yegaโ— ๐Ÿ’ƒ๐ŸผUnokwanisa kuzviordera zvinhu zvako ne Discount ye2๏ธโƒฃ0๏ธโƒฃ% https://chat.whatsapp.com/FPbtzH879zrG0iLjrPaweS ๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…๐Ÿ’„๐Ÿ’…

โค๏ธ ๐Ÿ‘ 7
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/13/2025, 4:45:22 AM

Chapter 13 yavepo mukanyatsoReacter nekuCommenter kuComment section ndotosender masikati chaiwo so do your best to get it guys l love you all

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿฅฐ ๐Ÿ’œ ๐Ÿ˜ ๐Ÿคฒ 90
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/13/2025, 3:35:20 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaEvj7i4Y9lvRum7wC3I *COLLEGE LOVE ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ โค๏ธ๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“๐Ÿ‘ฉโ€๐ŸŽ“๐Ÿƒ๐Ÿ’“* Written By Authoress Tannia โœ๏ธ Contact......0775882289 *All rights reserved. Everything in this book is some of experience and imagination. No part of this book will be reproduced in any other form of mechanical or electrical means of production without the empower from the writer.* READ AND SHARE Chapter 1๏ธโƒฃ2๏ธโƒฃ *MILA ๐Ÿ’“* " If you had waited dai zvisina kumboitika izvi now he knows l M carrying his baby. " I M sorry l didn't know he .......... " Haaaaaaa haiwawo ," ndakadaro ndichibva pana Ayanda. Ndakadzokera muclass. Day rakazopera ndaitosvotwawo zvangu yaive Friday so ndaitofara kuti paWeekend ndomboedza kubvisa. Weekend iya handide kunyepa l tried zvakawanda kubvisa. I even used Colgate because ndakanzwa kuti inobvisa futi but it didn't work. Monday yacho it was Valentine ndakatoenda kuchikoro to my surprise Joel he didn't even called aive achinja honestly but l just brushed it off ndikati maybe he want to surprise me. Ndakaenda kuchikoro bhoo bhoo paya ndaisataura naAyanda ndaive ndakamutsamwira nenyaya yaMr Xavier . Ndaive ndakatogara muclass pabreak paya ndakazoona kamwe kamusikana kemakuhwa kakuuya pandiri. " Mila you need to see what is happening outside. " What do you mean . " I know you don't like me but your best friend and your boyfriend kkkkk haaaaaa ende Ayanda haaite," ndichinzwa izvozvo ndakabva ndatobuda ndichismiler ndakafunga kuti ndaitirwa kasurprise kaaaah since iri valentine. Ndakabuda paya ndichiteera musikana uya kunodai kunoona Ayanda akabata maruva achiita kufara aive nekagift bag too kuratidza kuti maive nezvimwe zvinhu Joel achingondiona akabva atopfugama paya. "Ayanda the love of my life will you give me the honor to marry you," akadaro Joel akapfugama akatarisa Ayanda. " Oooooh my God babe yeeeeeeeees why not l will marry you ," akadaro achiisa ruoko rwake akabva atopfekedzwa ring iya achifara achiscreamer akabva angokaruka acheuka tichisanganidzana maziso. " Mila..........," akadaro. " So this is what you do behind my back dating my boyfriend. " Who is your boyfriend someone who can't marry you with 5k or have you forgotten that l m poor mukomana anotengesa maPhone haaaaaa," akadaro Joel. " Joel ........ " Joel .... You even call me by my name in front of everyone because you are ashamed but kana ndichikuitira zvinhu Mila l know everything ndine zvimwe zvinhu zvinondirwadza zvandinoziva so don't even start kuti Joel Joel ok and don't even try to blame Ayanda here. " Who are you , you are not like this so you two planned this behind my back. " Stop acting like a victim okay l know everything l know that you have been......," asati apedza kutaura ndakanzwa mweya wangu kupera because zvaive zvichiitika ndaisazvinzwisisa zvese izvi ndakangonzwa mweya kupera mumajoint kutonzwa kuti l can't breathe the rest l don't know what happened. Ndakazomuka kutoona my mom, dad, Mr Xavier, Ayanda , Doctor Watson ndakatarisa mudenga kudai ndakazoona kuti l was in hospital. " Baby girl you are awake," vakadaro mom vangu. " Ayanda leave right now," ndakadaro neshungu iye haana kumbopikisa akabva atobuda. " But why she has been here waiting for you to wake up . " She must go ," ndakadaro ndakatarisa kuside ndainzwa moyo wangu kurwadza kuti my best friend here of all the people okay fine Joel wacho ndaisamuda hangu but somehow ndaimuda futi just that ndaingofeeler kuti haasi weclass yangu chete. My parents left vachinoona doctor ndokubva ndasara naMr Xavier. " I m sorry about everything l had to lie to them l didn't mention everything about your friend what did you do to her that made her betray you like that. " I didn't do anything," ndakadaro ndichichema ndakatarisa Mr Xavier. " I never knew she will do that to you with the way you guys are very close. " Yes l admit somehow l was wrong l always say bad things about Joel but l loved him honestly yes l was ashamed to call him my boyfriend in front of people because of his job . " You shouldn't have done that hona vanhu paaProposer kunaAyanda nhasi havana kumbozvitarisa if you love someone you don't have to think kuti vanhu vachazoti chii l m telling you," vakadaro Mr Xavier. ." I should have treated him good honestly aaaaaah," ndakadaro ndichiedza kugadziridza makumbo angu but pane zvandakanzwa ndikavhura blanket randaive ndakafuga ndakaona makumbo angu akazvimba. " Jesus Christ what happened to me. " BP yako l m sure yakwira. " Didn't you managed kubvisa nhumbu paweekend. " ๐Ÿ™„ Didn't you say haimbobve ," ndakadaro ndakapa Mr Xavier ziso rekusvotwa. " Oooh hey l m sorry if your parents see this watobatwa kuti une nhumbu l heard zvinoitika kana BP yemunhu ane nhumbu usually ikakwira makumbo ake anozvimba. " So what do l do. " Wotoramba wakafuka blanket you have to spend a night here so that your parents won't notice this aren't you close with your family doctor you should do something and forget about your boyfriend maybe you were not meant to be. " But why would he choose my best friend of all the people. " You don't understand fat maybe you were just their path to meet so forget about them and focus on yourself and the babies when you get better we need to talk. " Okay then," ndakadaro ipapo mom and dad vakabva vadzoka nadoctor. " Doctor what is wrong with me," ndakabvunza. " It's just that maAlcers ako haasati awana treatment these are just symptoms. " Ooooh l see because ndangonzwa kurwadza mudumbu mbichana doctor l m not feeling very well can l spend the night here then ndozodzokera kumba maybe mangwana. " Yaaah l wanted to mention that l m sure mangwana unomuka waabhoo," vakadaro doctor. Vana mom vakazooneka vese naMr Xavier ndokuenda. But Mr Xavier vaitaura neni paPhone comforting me kusvika ndabatwa nehope ini. Ndakarara ndakatanga kurota ndavingwa nemumwe mukadzi muchipatara nemumwe musikana. " Koiwe wakaita sei nhumbu yemwana wangu," akadaro mukadzi uya akanditarisa. " Excuse me," ndakadaro. " Ndikureva iwe watove nenhumbu how Xavier haaiitise nhumbu. " Who are you, are you crazy," ndakadaro. " Mhamha musikana uyu tichaita sei naye because Xavier ndewangu. " Tichauraya tuvana twaakatakura because pasina tuvana utwu hapana maproblems. " Excuse me why do you want to kill my babies," ndakadaro ndichibata dumbu rangu. Mukadzi uya akabva asimudza ruoko rwake runemazinzara ndokubva aita zvekubaya dumbu rangu achiita sepane chaari kubvuta mudumbu mangu ipapo ndakanzwa pain nekutopepuka ndakaona ndichibleeder apa ndainzwa kurwadziwa ndakaridza mhere doctor vakauya kuwana ndakutobleeder. " What happened. " Hapana ndangomuka ndakubleeder ," ndakadaro. " This is a miscarriage. " I don't want it to happen," ndakakaruka ndadaro. " But why this is what you wanted all this while. " I feel like l want these kids now l don't have a boyfriend so l just love these kids. " Then l will give you mamwe mapills which will stop this ipapo my pastor called ndakatozvishaya. " Hello Pastor. " Your enemies are at work sister Mila we need to pray like now let me call your mom tiite prayer tiri pamwe ndangoratidzaa kuti you are in danger," vakadaro pastor ndakatozvishaya. Ndakabva ndatomisa doctor ndokubva ndatanga kunamata nevamwe yes ndairwadziwa the pain was too much asi ndakangoshinga kunamata nevamwe we prayed for about an hour tese kusvika pastor vazotanga kuimba ndokuzoudza doctor kuti you can go ahead and do whatever which will save her. Zvese izvi zvaiitika which means Pastor vaive vatoratidzwa pamweya Kuti ndine nhumbu nhaimi havazoudze mom and dad manje here ndaive ndakungotya. I stopped bleeding after ndapiwa rimwe pill nadoctor so ndokugeza hangu ndikachinja masheets aive pabed akabviswa pakaiswa mamwe ndokubva ndadzokera mumachira. " Why usisade kubvisa now," vakadaro doctor vakanditarisa. " I don't know l just know l want to keep them now. ". There is something special about your babies honestly l feel that for the first time moyo wangu uchindirambira kubvisa panyaya dzeabortion today you almost lost them but something saved them, you tried abortion it didn't work there is something special. " Hapana chiri special apa doctor muridzi akataura kuti kumba kwavo nhumbu hadzibviswe. " So why nhasi yapotsa yabva pasina zvawaita. " I don't know l just had a dream this woman abata dumbu rangu nemazinzara achibvuta dumbu rangu. " Ummmmm Mila you need to be careful that's a bad dream kunze kune varoyi ummmm pane mumwe anoziva nezvenhumbu iyi here. " No it's just you , my friend, the owner of the pregnant and l chete. " You need to be careful honestly anyways l m happy makumbo ako aserera mangwana unomuka atove bhoo and please tauriranai nemuridzi wenhumbu before your parents vazviziva because ichanetsa nyaya iyi chero ini basa rogona kupera. " Harimbopere ini ndikabatwa kuti ndine nhumbu act like hamutombozvizive motoshamisika. " Kkkkkkkk okay good night," vakadaro doctor vachienda ndaive ndaita luck kuti vaive panight shift that day . Ndakasara ndokubata phone yangu hangu l texted Mr Xavier don't know why but l felt like texting him. To my surprise he quickly replied. " Aaah you haven't slept yet. " No ndatomborara but Kuti l just woke up kushaya hope don't know why. " Ooooh mukufungei asi. " Kufunga vana vangu kuti are they safe Mai vacho vakuda kuvauraya kkkkk hayas," ndichiona message iyi ndakabva ndafunga Kuti apa l almost lost them. " Ummmm l m not planning to abort again. " Ummm really can we talk about it tommorow in person. " It's okay. " Okay take care ๐Ÿ˜," ndakaona message and l just smiled ndokubva ndaisa muchinjikwa ndokurara handina kuzorota zvakashata futi. End Of Chapter 1๏ธโƒฃ2๏ธโƒฃ Authoress Tannia loves you all guys keep commenting and supporting

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ”ฅ โ™ฅ๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿฅฐ 687
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/12/2025, 10:28:58 AM

*Don't be confused nemabooks andikuunza ndichideleter they are not mine so l m just hyping with other writers ukawana raunenge wafarira you join using link that's all chapter 12 yedu iri munzirarndambonyora half ndozopedzisa rouya*

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ ๐Ÿšฎ ๐Ÿคฒ 43
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
Authoress Tannia's Novels๐Ÿ’•๐Ÿ’•
2/11/2025, 1:41:41 PM

Mareactions guys ngaawedzerewo chapter yanhsi yanga iri bhoo wani

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ฎ 35
Link copied to clipboard!