CHIROXX BLU๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ฆMemes &Jokes ๐โผ๏ธ
49.4K subscribers
About CHIROXX BLU๐ฟ๐ผ๐ฟ๐ฆMemes &Jokes ๐โผ๏ธ
_Tinokunakidzai 24/7๐โผ๏ธ_ *_For Advertising DM : Chiroxx Blu nowโคต๏ธ_* wa.me/263789868305?text=Advert โข Group Filling โขChannel Growth โขBusiness Adverts *โขNBโฆโฆ :* Advertising in 2๏ธโฃ _*Big*_ channels โ _*Confessions โคต๏ธโคต๏ธโฌ๏ธbaya link iriโ *_ https://wa.me/message/DLVRKEQPLLS4K1 For hype๐ค๐ฝโขโข http://wa.me/263717059112?text=Hype
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
*Nyangwe ndiri stepfather zvino ndinyararewo here mwana akabereka chidhori chake ne nduwe yangu*?๐๐ _Ha kana ndimiwo ๐๐๐_
*Mugeri::::mbuya ndokugerai staera ipi?*๐๐ *Ambuya:::::: d00g staira mwanangu inodayi kufarirwa nevarume mukore uno๐๐*
Ndozokudzwai muchiti haana kupihwa vale ๐ฅบ๐ฅบ๐๐
Ndavati endai munotora handbag tiende ku town. Pavadzoka vaona ndaendaโฆvambonzwawo kaPain kataiinzwa tiri vana๐
Munhu wemukadzi haufanirwe kudya sadza everyday unofanirwa kudya ka1 pamwedzi kwete kuita kunga mukorokoza https://whatsapp.com/channel/0029VaEuE02CMY0IPHNStN2K
Ladies muchatiuraya 1 day nebhutsu dzenyu idzi๐น๐น๐โโ๏ธ
Haaa ndoziva hangu Kuti kurota uchiita bonde kushandiswa asi vamwe varoyi vanonaka gyzzz Ahh ๐คญ๐ฅฑ๐ฅฑ
Ramba uchihura Melissa Mai vachagumira kuona mombe pachi paper Che Lacto ๐ฅด๐ฅด
*Ndakwira bhazi tikuenda kumusha ndaka bata box rangu repizza ndakuda kuvhura kamwana kakagara namaivako paside neni kakuchema amai vacho vakuka nyaradza vachiti nyarara inga yakuto vhurwa vanokupao ndodii hama pakadai kuchinja seat akuite bhazi rakazara๐๐* https://whatsapp.com/channel/0029VaEuE02CMY0IPHNStN2K
*Hapana chakaipa kuroora mukadzi asiri mhandara as long uchimuda asi problem inozotanga kana matsamwisana okuti "handina kuzivira murume pauri"*๐น๐น๐น๐น _Ipapo BP inotobata, kana usingazivi bvunza ini wacho๐ฅฒ๐ญ๐_ peace kwamuri ikoko๐คญ๐ค kwete kuzoti asi kidd amboti...๐ฅน๐คบ https://whatsapp.com/channel/0029VaEuE02CMY0IPHNStN2K