
CHIROXX BLU🇿🇼🇿🇦Memes &Jokes 😂‼️
March 1, 2025 at 07:52 AM
*Ndakwira bhazi tikuenda kumusha ndaka bata box rangu repizza ndakuda kuvhura kamwana kakagara namaivako paside neni kakuchema amai vacho vakuka nyaradza vachiti nyarara inga yakuto vhurwa vanokupao ndodii hama pakadai kuchinja seat akuite bhazi rakazara😓😓*
https://whatsapp.com/channel/0029VaEuE02CMY0IPHNStN2K
😂
😢
🎧
41