
MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
27.4K subscribers
Verified ChannelAbout MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
https://wa.me/+263777458163 DM for more information and advertising with MaiTj & Chloe... Step into my Storie world of words, where love, drama, and imagination meet. Where stories meet passion and offer a glimpse into the life of an author. Get ready to fall in love with my characters and stories. On this channel, I'll share exclusive content Monday through Saturday. 🌍 INSPIRED TO CHANGE PEOPLE'S LIVES"
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q *COMMENT OF THE DAY** Ayewa mai vanopa comment ava inzwai comment yavo iyo Uyu wamunoti Sarah uyu imhuka hwaiko iyi nhaimi ini ndaishayira mupanda wekuyiisa aaaaaa zvivindi zvakagocha ,zvikarostwa,zvikazobikwa stew akazviwanepiko maihwe iyi ndo ny'any'a , nhundiramutsime , mharapatsetsetse dutyamututya ,mhengera Mumba handisat ndomboona benzi ramai rakaita sa Sarah ,heya Dimara kanotove ka benten 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 kachirova poto bambo vangu Gordon Makati vavava chaunodyara ndochaunokohwa wakakohwaka kuramba mkdz wawakanga wapihwa namwari uchida mombe yemashanga iyo nhaka unochifeeler wazofendei kn urihofori yerume hnt unozviti varume tinohura hezvoka hure Riya rakukuhurira Mumba mako haa iwe uri dutye chairo , iyezvino urikutorerwa hupfumi hwako wakati vavava ndokut uzive kut magaro aunoda Aya hapana nezviripo madhodh* ega ega 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 wamuwana yakanyura ka gud for you Gordon ,🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 nhai Sarah mnj zvazvadai uchaitasei nhaiwe ko zvaunotove muroyi anotoroya masikati neusiku ASI iwe unoti kufunga kwako unohwinha hre nyaya iyi coz Senduma arikuziva Madhiri ako haaa iwe ndakushayira mupanda kn uchirambwa namai vakakutakura 9 months ko ini ndingakudiii ASI ndinoda kutombokudzemura chete iwe uri benzi remnhu nhai nxaaaaaa Satan wemnh

*Ayewa imbopai mai Tadi malikes mai varikufambirana nebook ava 💃* 💃

*Eight o'clock sharp chapter 4 yava kuuya get prepared ndava irikupisa💃💃 *

Mamuka sei henyu vangani vaenda kuchurch nhasi

Kufunga kwenyu munhu waniko uyu arikudyiqqa apo Dimarah🤣 Sendumah👍


*Ndounza book nguvaiko ravapo ndoda kuona kuti vanoda book vanosvitsa 1k here , handei tione* isa emoji yenguva yauri kuda kuti book riuye 1.30pm🤣 2.00pm 👍 3.00pm ❤️ Mhanya nelike yako # 1k patime yamuri kuda kuti book riuye

*Kuliker hakunetsi ita long press chapter yako wibva wachooser imoji yaunoda wato liker*

https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q. *GARA URI MUCHANNEL USASARE PAMUTAKUNANZVA* https://chat.whatsapp.com/JwQjuPX1PDxGQJ5bK2sWHh main grup redu iri *BOOK 📚30* *SEED OF LUST* BY MAI TJ & CHLOE Chapter 4 Sendumah Ndakabuda mu hospital ndazara nehasha handidi kunyepa nekuti l have been patient for so long ndichiva respecter nekuti mukadzi wavababa asi apa vainge vava kundipinda personal zvaive zvanyanya ndainge ndisiri kuda kuvaratidza the other side of me zvachose ndainge ndirisi kuda Ndakaita kufumer nehasha ndichipinda mumota mangu ndokubva ndarova steering nehasha kwava kuti.. "Damn it !! Damn it !! She thinks she is clever right .l have been quiet ndichida kuvapa time yekuti vachandi respecter manje vatadza.Manje toda kusvitsana kumapena vangakaura ava mai ava vakanyeperwa ndonzi Sendumah ini nxaa !!" Ndakarova steering again ndokubva ndamutsa mota zvehasha ndichibva ndamutsa mota ndakananga kumba kwangu and l have been debating kuti what will be my next move nekuti hondo yavanga vatanga iyi vainge vandidenha nekuti ndainzwa mandiri kuti ndainge ndisati ndava ready kuda kuvabudira musaga zvachose.. Ndakasvika kumba ndikazvikandira pabed ndokubva ndaona state yainge ina mudhara kuti kudonha ndekweshock yemari chete here kana kuti pane zvimwe.Ehe ndaive ndaudzwa mari yekuwanda handidi kunyepa ndainge ndatora yose zvekuti vasimuke kubva ipapo panotora kunetsa handidi kunyepa but ndaisada kuvapa mari yacho nekuti motive yemukadzi wavo ndaive ndaiziva chaiko.Ndakatura befu ndakatarisa mudenga hope dzikandirambira kubata .Fone yakabva yapinda message ndokubva ndaitora kwava kuona iri message from Dimarah yakanzi.. "Wanga uchizama kuita sei iwewe indava usina respect namhamha .Hona wangobva pachipatara saka urikuti zvifambiswe sei " Ndakamboi ignore asi ndakaona kunge ndava kumujaidza ndokubva ndati.. ."kana waona kuti hausi kuzvikwanisa vasiye vakadaro vafire muchipatara imomo inga vanhu vazhinji vanongozofa wani saka chashamisira chii pakufa kwavo varege vafe handiti ndibaba vangu vari ikoko iwewe focuser namai vako" Then kwavakutumira ndichibva ndaita switch off my phone kwava kumanikidzira hope kuti dzibate.Early in the morning ndakamuka ndokubva ndaprepare kuti ndibude ndaitoda kuenda kuallied timbers kunotora timber yangu ikoko yekugadzirisa construction company yangu.And ndakazviudza kuti mari yababa vangu ndiyo yandiri kuzoshandisa and ndakazviitira inini asi for him too nekuti chainge chisiri kuzivikanwa nababa vangu kuti vainge vari kumorwa vakarivara havo. On my way friend yangu akabva afona aive ne law firm yake mutown.l picked up his call ndokubva ndati.. "Advocate James" "Man uripi iwe ?" "Kumasango wangu ndikungwavha ka." "Ndine deal newe ndikuda kunoroora weekend unogona here kundiperekedza " "Heede someone afunga kubuda mugota finally wafunga kukanda pa kitchen wangu unozvigona here zvevakadzi izvi Haa ini zvekuroora zvirikure neni vakadzi ishit dzimwe nguva ava" "Kana wakuda mukadzi ucharoora hako.uuye urarire kumba kwangu kwete kuzondiudza kuti haupo " "Iribho ndanga ndagara ndiri kuda kuuya kumba kwako ikoko ndine dzandatsikisa asi " " lets hope hadzisi hombe dzekuti unoda kuzondishandisa kuti ndikununure " "Apa kana mujeri togona kupinda tese apa " Takabva taseka hedu ndokubva ndadropper call iya ndikarova mota kunanga ku allied timbers.Ndakaita madeals angu ndakatozobva kuChimanimani manheru chaiwo zvekuti ndakasvika kumba kwangu na 10pm.dzemanheru I fixed myself black coffee iyi ndiyo yainditora saka ndaitoda chinhu chinondimutsa kubva mukuneta mangu.Ndakagara asi ndokubva ndangonzwa ka sudden feeling mandiri ndokubva ndaita kuvhunduka kwava kuti.. "Sendumah wakagara kudai enda kuhospital unoona state yababa vako.But it was late now visit yatopera ka apa" I deep sighed ndichifunga kuti ndodii manje imwe pfungwa yakanditi unonovaona mangwana asi imwe pfungwa yakandibata ipapa yakandiudza kuti Sendumah enda kumba kwababa vako unotora all ma documets ese emba neema companies ababa vako neeku bank.Handizive zei ndainzwa ka feeling ikaka mufunge .Ndakasimuka manheru iwaya ndokubva ndatora ma car keys angu kwava kurova road ndakananga kumba kwababa vangu ku Malborough. Pfungwa dzangu dzakangondiudza kuti vanhu vari ikoko havasi vekutruster zvachose saka ndakarova mota ndakananga ikoko.. Ndakasvika ndokubva ndaisa passcode yekuti ndipinde ndokubva gate ravhura.Malights aive ari on.Ndakanoisa mota yangu mucar park kwava kumbotora nguva ndirimo.Ndaingonzwa kusagadzikana chaiko handidi kunyepa kutadza kuziva nei chaizvo ndikazviudza kuti Sendumah get hold of yourself chiiko newe iwewe.Ndakazabudamo after some minutes ndokubva ndaburuka.Ndakanosvikovhura door rekusitting , tv yaingova on kuratidza kuti pane aiona.Ndakabva ndatora remote kwava kuita switch off.Ndakatanga kukwidza upstairs , kwasara about four steps kuti ndisvike ndokuona door remu bedroom raDimarah richivhurwa kwava kumira ndichibva ndaona vari amai vake vakabudamo vasina kupfeka zvikandinetsa kuti nemhaka yei vabudamo vasina kupfeka.Pasina nguva door rakavhurwa zvekare ndokuona Dimarah akabuda zvekare akapfeka boxer ndikarohwa nehana kuti ko zvirikufamba sei chaizvo.Havana kundiona nekuti they where heading kubedroom.kwababa vangu vari vese uku Dimarah achiseka.Ndakazara ne confusion ndokubva ndatanga kukwidza ndichivatevera ndichida kumboona kuti varikumbozvifambisa sei kuti mai nemwana vanobuda musame room vasina kupfeka ndokudii ikoko. Ndakatanga kuvatevera kubedroom ikoko nekuti maitiro avainge vaita ipapa.haana kundiita mushe chaizvo.Ndakafamba ndokubva door ravhurwa vose vakapinda.I was in deep amuse nechiitiko ichi handidi kunyepa ndokubva ndada kuknocker door richibva ravhurwa ndokubva ndaona varivo vamonera towel ndokubva tatarisana pasina anotaura neumwe vachibva vati.. "Urikudei hee? Husiku huno urikudei ? So.you have decided to follow me here urikudei ? Apa handina kupfeka urikudzikusa maziso ako uchibva neni kumusoro kusvika kuzasi chinangwa chako chiri chei urikuda kudiii?" Vaingotaura zvakawanda ini wacho ndokubva ndadzika navo zvesure ndokubva vati.. "Oooh right wakabva kare uchindichiva ka ? Unogadzika maziso ako pamazamu angu nemagaro kuti zvidii?" Ndakanyatsoona kusakwana kwemukadzi mukuru ndakavatarisa zvekare ndokudzika navo kusvika kumakumbo ndokukwidza zvekare ndokubva ndati.. "Dimarah arikutsvagei imomo?" "Iweka urikuti kudii?" "Musanditore sedzisingafunge ndati Dimarah ari kutsvageiko mubedroom imomo.Ibvai ipapo ndoda kupinda ndoda kuziva kuti arikuitei' Ndakadaro ndazara nehasha asi handina kuda kuita pressure navo ndakadya easy mushe mushe ndokubva ndadongorera vachibva vandi blocker vachibva vati.. "Unouya pamba pangu pano uchida kutonga uri saani?!.vachamuka baba vako ndoda kuvaudza kuti waindivinga uchindipindira mubedroom.mangu ndoda kuvaudza wakapusa stereki!!." Vakadaro vachida kuvhara door vakati vandibhowa mhani ndokubva ndaribata nesimba kwave kuti.. "Dimarah apinda mumba imomo.ngaabude ndisati ndashooter pano" "Unopenga iwe uri mwana wemwba inoburisa masiriri!" Mai ava vainge vakundipinda zvisingaite.Ndakatoona kuti pane zviripo nekuti kapanokiro kacho kavakaita zvaive pachena kuti pane zviri kuitika ndokubva vabata door riya nesimba iniwo ndokuribata nesimba ndokubva vada kundirova ndichibva ndabata ruoko rwavo.Apa ndaive ndafunga pakuru ndokubva ndakandira ruoko rwavo pasi ndokuti.. "Dimarah ngaabude ndamuona achipinda mumba imomo ndoda kuziva kuti hunhu rudziiko.kuti mai nemwana munofamba musina kupfeka uye under one roof kuti zvidii?" "Iwe ndiwe usina kuchakwana nekuti wakafumuka.ukuda kundibata ka unondichiva nekuti..." Handina kuvapa mukana wekuti vapedze kutaura ndokubva ndabata towel.riya kwava kuribvisa nechisimba richibva radonha pasi vachisara vasina kupfeka ndokubva vangoti......... 🌍Inspired to change people's lives End of chapter

Ngatimhanyei nemalikes acho ndoda kuisa 4 apo

Maswera seiko vanganiko vadzoka kuchurch tikande chapter 4