
MAI TJ& CHLOE STORIES 🇿🇼Shona Novels🇿🇼🇿🇼
June 15, 2025 at 06:39 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaKIIo1JZg44E9EC810q
*COMMENT OF THE DAY**
Ayewa mai vanopa comment ava inzwai comment yavo iyo
Uyu wamunoti Sarah uyu imhuka hwaiko iyi nhaimi ini ndaishayira mupanda wekuyiisa aaaaaa zvivindi zvakagocha ,zvikarostwa,zvikazobikwa stew akazviwanepiko maihwe iyi ndo ny'any'a , nhundiramutsime , mharapatsetsetse dutyamututya ,mhengera Mumba handisat ndomboona benzi ramai rakaita sa Sarah ,heya Dimara kanotove ka benten 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 kachirova poto bambo vangu Gordon Makati vavava chaunodyara ndochaunokohwa wakakohwaka kuramba mkdz wawakanga wapihwa namwari uchida mombe yemashanga iyo nhaka unochifeeler wazofendei kn urihofori yerume hnt unozviti varume tinohura hezvoka hure Riya rakukuhurira Mumba mako haa iwe uri dutye chairo , iyezvino urikutorerwa hupfumi hwako wakati vavava ndokut uzive kut magaro aunoda Aya hapana nezviripo madhodh* ega ega 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 wamuwana yakanyura ka gud for you Gordon ,🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 nhai Sarah mnj zvazvadai uchaitasei nhaiwe ko zvaunotove muroyi anotoroya masikati neusiku ASI iwe unoti kufunga kwako unohwinha hre nyaya iyi coz Senduma arikuziva Madhiri ako haaa iwe ndakushayira mupanda kn uchirambwa namai vakakutakura 9 months ko ini ndingakudiii ASI ndinoda kutombokudzemura chete iwe uri benzi remnhu nhai nxaaaaaa Satan wemnh
😂
❤️
👍
🙏
😮
❤
💦
😢
🤗
🥰
108