
๐๐๐๐๐ Socialites ๐๏ธ
1.5K subscribers
About ๐๐๐๐๐ Socialites ๐๏ธ
๐ป๐๐๐๐ ๐๐๐ ๐๐๐๐๐ ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐ธ๐๐๐๐๐ ๐ฌ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐ต๐๐๐ Jockes
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

๐ ๐๐ป ๐๐ป ๐ค๐ป Every Girl when she's alone at home

Hie Chopisa TV viga Xaaa vana vedu ava kaa mmm ndavatadza chokwadi ๐คunoziva l have 2 children 22 gul and boy 17. This gul l have been struggling kut aende ku University and she was doing good but xaa last l saw video re sekis tapi ku yake xaa l can't imagine kut ndakazvara mwana akadai apa video racho riri kutenderera ukuziva I'm so shy kana kubasa chaiko nezvakaita mwana uyu nhy imi Abiyangu vana ava vanozviwanepi xaa kana zvakayiita pa video racho kaa haa kana mai vacho handina kubvira ndaona vachidaro ๐คทhasha dzandinadzo so ndikuita kushaya kut ndodii chaizvo ne this shjt! sometimes vana vakomana better haa kutoita zvii style zvandisati ndaona kumunhu asina kana cent kumba kuno haa Abiyangu ndozvandaitirwa ne mwana l can't even face her right now ndouraya munhu ndodii nhy abiyangu๐ฑ

Iwe unotoona kuti munhu wako anokutumira maLink ekunenge kuchihwiniswa airtime but iwe busy kumuitira nhumbu It's fine๐ช

Madii koo king haa muface wangu handichada ndaku dater ne channel renyu thanks wena ๐๐๐๐

https://whatsapp.com/channel/0029VaoCXQp8F2pLAb3G8Q1L

*To those who hustling for their future families,may God bless your hustles in the mighty name of Jesus AMENโค๏ธ*

๐จ๐ฟโ๐ฆฑ *18:00 - Come Out Babe* ๐ฉ๐ฟโ๐ฆฐ *23:45 - Sorry Was Cooking* ๐จ๐ฟโ๐ฆฑ *23:47 - "I'm Still Outside."* ๐ฌ๐๐๐ซก

*Ukangonzwa pakunzi idzi ndidzo dzeWhatsapp idzi ndidzo dzemaCalls siyana naye๐๐* *React n Share๐ค*