
๐๐๐๐๐ Socialites ๐๏ธ
May 19, 2025 at 02:57 PM
Hie Chopisa TV viga
Xaaa vana vedu ava kaa mmm ndavatadza chokwadi ๐คunoziva l have 2 children 22 gul and boy 17. This gul l have been struggling kut aende ku University and she was doing good but xaa last l saw video re sekis tapi ku yake xaa l can't imagine kut ndakazvara mwana akadai apa video racho riri kutenderera ukuziva I'm so shy kana kubasa chaiko nezvakaita mwana uyu nhy imi Abiyangu vana ava vanozviwanepi xaa kana zvakayiita pa video racho kaa haa kana mai vacho handina kubvira ndaona vachidaro ๐คทhasha dzandinadzo so ndikuita kushaya kut ndodii chaizvo ne this shjt! sometimes vana vakomana better haa kutoita zvii style zvandisati ndaona kumunhu asina kana cent kumba kuno haa Abiyangu ndozvandaitirwa ne mwana l can't even face her right now ndouraya munhu ndodii nhy abiyangu๐ฑ