MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS WhatsApp Channel

MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS

13.2K subscribers

About MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS

HERE WE FIND ONLY SHONA NOVELS FROM MAMA NATIE

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/4/2025, 5:43:50 AM

https://chat.whatsapp.com/HNL3Wy6hXMNC3Jknolx7Wl *UNREQUITED LOVE โคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉน* *Written by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€077 8315695 or 077 4565330* *Book riya ravako kusub group maihweee huyai unzwe ugodzokera zvako. Zvanhasi tatanga vadikani mwana wese huya kusub tione ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ* *Our book is now onsale vadikani. Check out for the payment details below* *Zim side* *$1.50 or 100zig on 077 8315695 Memory Gumbo* *Etym 2 us buddie or netone motenga mopara motora picture moisa kuwhatsaap number inoti 077 4565330 or 0776081143* *S.A side 30 rand voucher* Ott,blue, one for you, easy load or kazang motora picture motumira kuwhatsaap number inoti 077 4565330 or 0776081143. *Vasikana nevakomana kusub kuchanaka zvako hatidi kuudzana nhema. Tamuka hanzi chipoko chemboko saka huyai tibatsirane tiinzwe nyaya yake naOfficer kuti vakaguma papi. Ini madeko kutorota Nancy asungiswa naTamuka nhaimi haaa Tamuka ka neni ndakumutya ini. ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ* vamwe vatovako ko iwe wadii mudikani aiwa kusub huya tinakirwe tese book roda tese iri yuwii Vari kuvhura hombe kusub uko apa hapade kusara munhu wese iva nenharo kuti handidi kusara tione๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ

โค๏ธ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ 6
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/3/2025, 1:43:54 PM

Vasina kuverenga iro follow backup channel yedu ndokwatichariisa

โค๏ธ ๐Ÿ™ 7
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/5/2025, 12:12:21 PM

Regai tichitoota zvekuvhota chaiko book rawana mavotes akawanda kusvika manheru na6 ndoratava kuisa.

๐Ÿ‘ ๐Ÿ”ฅ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ™ 6
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/5/2025, 7:49:51 AM

Makadii makadii team. Tinofara kukuzivisai kuti nhasi taisa promotion kune vari kuda kuuya kuverenga book redu UNREQUITED LOVE nevamwe. $1,60 zig or 20 rand nhasi muri kuverenga nevamwe. Etym or ecocash nhasi huyai muverenge nevamwe zvenyu makasununguka. 077 8315695 ndonumber yemunyori wenyu ecco nekuisa proof zvese saka say hie neproof yako woyenda kusub group.

โค๏ธ ๐Ÿ˜ข 2
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/2/2025, 8:24:35 AM

16 yaako kusub group wsara wasara ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ฎ 7
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/5/2025, 7:51:47 AM

Kune vachangotibata ndinofara kuva nemi muno ngativei ready kusangana nebook redu A LOVE MISUNDERSTOOD riri free book. Kana wava ready warimirira book isa kaemoji kako book rikutanga kuuya nhasi 2 chapters a day saka mwana wese ngative active tione๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ

โค๏ธ ๐Ÿ™ ๐Ÿ‘ โค ๐Ÿ”ฅ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ฎ 75
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/5/2025, 4:37:03 PM

Ndichiri kutanga kufunga zvekunyora ndomabook acho ekutanga iwaya mamistakes arimo mogadzirisawo muchiyenda . Vanoda koisa macomments tichaisa comments group and also tichaisa imwe Chapter kupapast 8 ikoko

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜ฎ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข 24
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/5/2025, 4:35:43 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaFbTiBGufIuI1fU6u2y https://chat.whatsapp.com/I6WOrxqqzqKFTTgBFQTeQj https://chat.whatsapp.com/I6WOrxqqzqKFTTgBFQTeQj ZVEMOYO Story by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’ CHAPTER 1 Hezvo nhaiwe Magret ukati haundishure here iwe shuwa ungabva watora dress rangu rakanaka shuwa wopfeka shuwa apa nekundikumbira kwacho hauna futi chii newe Me: am sorry kungoti ndazoda kubuda apa hembe dzangu dzese dzanga dzakasviba Chero dzakasviba mhani hauna kana kodzero yekutora nhumbi dzangu iwe indava wakangwarqngwanduka zvisina nebasa rese Me: ndosaka ndri kutoti sorry kutaridza kuresva manje kana makungoramba makundiudzirira mashoko moda ndichidii aah imi Hezvo iwe mwana waEdson wakajaidziwa zvachose iwe ndiyani waunopindura kudaro Me: kana murimi mukutaura neni makundibvunza futi wandri kupindura saka makutopenga chete Nhasi ndoda kumirira baba vako vabve kubasa ndivaudze zvaunondiita pano pamba uri benzi nhai Me: saka tese topenga Haa ava Mai ava vaisambondiziva mushe zvachose ava ndoitwa Magie ini musikana weparuzevha apa. Ini zita matondinzwa kare kuti ndini ani. Ndakazvarwa namai vangu vachibva vashaya ndokusara ndichigara nagogo Mai vamai nekuda kwekuti ndakanga ndasiiwa ndichiri mudoko . Baba vangu vakanbogarawo kwenguva vasina kuroora zvavo vachibva vazoroora . Hazvina kundirwadza nekuti Mai vangu vakanga vasisipo chingatorwadza kuti Mai vako vorambiwa baba voroora mumwe mukadzi. Baba vangu vaishanda Muzvishavane zvavo ndimo maivaigara nemukadzi wavo ini ndichigara nambuya vangu kwaMataruse kuniva ndiko kwaiva kumusha kwamai vangu. Chikoro baba vangu vakandipinza kusvika ndanyora form 4 yangu ndokupasawo zviri nane vachibva vati ndiyende kumberi but nekuda kwekuti basa ravaishanda rakanga risingavape mari yakati ooh ndakaona zvakangonaka kumbomirawo vambopinza vadiki vangu vakanga vari kumashure kwangu. Mukufamba kwemazuva baba vangu vakambonditi ndiuye kutaundi ndimboionawo hangu so ndiko kwandakabva ndayenda zvangu kuna mainn vangu. Mainn vangu vaisava munhu ari rough zvachose vaitova mumhu ari bho . Vaingondibata mabatiro avanoita vavo vana kusvika this day randakasara nsombofunga kubuda zvangu kuyenda mutown ivo hameno kuti vakanga vayendepiwo ndichibva ndstora dress ravo ndokupfeka zvangu. Ndakabuda ndokutanga kufamba ndichitenderera mumastreet ndichimboonawoka taundi ko ndaiiz8va here ini ndaingoziva kundeya mumamisha kwamtaruse. Ndakafamba vasikana kusvika ndonzwa kuti ndaneta apa ndakanga ndakunzwa nzra ndichibva ndaona rimwe boys rakanga rakagara apa richitova nefood zvaro ndikazvishingisa kukonapo ndokusvika ndakuti Eee team team madii madii zvenyu Vakomana vaye vakatondotarisa zvekupererwa zviye asi ini ndakati handitombokwatiswe neziso ini and ndokaiva kahunhu kangu ikako ndaisavhubduka vhunduka zvekudaro hamheno ndakanga ndakasikwa sei Pandakaona vakomana vaye varamba vakanditqrisa ndakabva ndatonyatsoswedera ndikati Asi mukukwata kundigreeter here nhai boys Mumwe wacho akanditarisa achibvaa anditi Umbori aniko iwe musikana iwe. Kana wakazvitqrisa unoona sekuti pane vanhukadzi here pano paunoramba wakasimbirira Ndakanyatsoswedera pedyo ndichibva ndanhonga katakeaway kaiva kumber kwavo kemachips ndichibva ndanhonga necascade juice ndokuti Matospaka so team ndabaiwa nenzara mufunge Ndakadaro ndakutofamba zvangu kuda kubva paari. Vakomana vaye ndofunga hazvina kuvaitira mushe zvekuti ndakangonzwa ndabatwa zvine hasha mukati nemumwe akanga wacho achibva andipa mbama yakandinzwisa hasha ndichibva ndaita wekunamira machips andanga ndavatorera iwayo kumeso zvese nepahembe . Akanga achitsvuka zvina kuda itomato sauce yaiva mumachips ake iwayo hameno. Pandakapedza kumuzora ndakabva ndati Next time hauzvidzokorore futi. Imhosva here kunzwa nzarq kwangu kwaungatondirovera Mukomana uye akanga akutoda zvekundixhivha nezvibhakera hake asi nenyaya yekuwanda kwavanga vakaita ndakaona kuti kutiza ndiko kutozvibataira kwakasimba saka ndakangoita wekusundidzira achibva adonha nemagaro ini ndokutoivhurira speed yembwa nhatu ndakayenda zvangu. Mukomana akaivhurawo yake akanditevera hamawee. Ndakambotanga ndichiti kuds achadzokera asi aitoiya heavy zvake mwana wemunhu. Haa ini apa ndipo paibuds shave rangu kuti dhu manje. Ndaiita kumhanya ndichicheuka ndichiona ariko kumshure. Panguva iyoyo ndakatoona kuti kuyenda kumba ndiyo yega plan yaigona kundibatsira apa nekuti shuwa kana aizondibata after kuneta kwese kwaaita hapaizomira zvakanaka kana kamwe. Ndakashinga kumhanya kusvika ndanosvika kumba and iyewo akatoguma pagate chaipo mukomana uyu . Pandakapinda mugate dakafema hama dzangu ko zvandanga ndazvipesa nhasi. Pandinopindawo mukati ndipo pondosangana neshura rekupopoterwa nemai iyi. Ndakanyatsoona kuti yaisamboziva rimwe divi rangu rehurough Mai iyi nekuda kwekutokwangwamuka kwayanga yakuita. Ndakaipindura zvayaida kunzwa izvozvo ndikanzwa yakuti nsouya ndichiudza baba vako ndikangoti kure neni uko. Shuwa nemaneto andaitonzwa wkumhanyiswa munhu akutaura zvinwewo haa imi ndiregei zvangu Ndakasiyana navo ndokutang kuita basa rangu ndakanyarara kusvika pakasvika vanikina vangu kubva kuchikoro. Manheru baba vachiuya vakabva vaudziwa zvakanga zvaitwa naMagret vachibva vati havakwanise kundirova asi vakandipa punishment yekuti ndaizovatevera everyday nechikafu chavo kubasa kwavo apa hanzi netsoka futi. Ndakadhinhiwa hangu handimbokuvharii baba yakandisvota iyi. Ndakazonovata ndakaita kutsamwa apa manheru kuzorota ndabatwa nemukomana uye wekundidzingirira zuro uye. Aoa akansibata axhibva atanga kundirova kwete zvekutamba. Panguva yandairota kudaro ndakangoyerekqna ndaridza mhere yakanzwikwa imba yese zvekuti munhu wese akanuka akauya kwandajva ndichibva ndavanyepera kuti ndarota hope dzakashata dzandivhundusa ko zvaitaurika kuti ndarota ndichirohwa here apa nemunhu wandadenha ndirini futi Mangwana makuseni kuchiyedza baba vakabuda vechikoro vakabuda kuyenda ini ndokusara namama avo vakatotanga kugadzira chikafu chababa chebreak hanzi unoyenda pabreak nepalunch nechikafu chavo. Handina marambiro saka ndakatovati gadzirai ndiyende. Musi uyu ndakangopfeka dzangu hembe chero dzaiva sharu ndokutobuda lucky kubasa kwababa ndaikuziva zvangu saka hazvina kundinetsa. Ndakanosvika ndokubva ndsiya food yavo zvakanaka oanguva yandanga ndakubuda ndakabva ndasangana nemukomana uye wekunditandanisa zuro apa anga akapfeka suit yake zvake. Paakandiona akabva amira ini ndokuramba ndichifamba. Ndakazoona akutevera ndikaziva nyaya yazuro yamuka. Kuti ndimhanye mutown zvaisatomboita kana kamwe ko ndikadhumhiwa nemota ndikafa zvangu. Chii chiri nane kurohwa nekudhumhiwa nemota. Mukomana uye akanga akuuya heavy sechipipipi chinomhanya kotsvaka vanhu . Panguva yandanga ndakubuda mutowm akanga ava pedyo neni zvekuti bdakaziva kuti nhasi kungwara kweee kwaizopedziwa nemambama. Panguva yaanga asara about 20 mtres kuti asvike pakanva padarika kombi iyo yaitodaidzira rukesheni rwekwedu ndokubva ndatopinda apa kukangamwa kuti handina mari. Mukomana uye akabva apa windy sign yekuti amire achibva amhanya kuuya achibva atopindawo mukati muye achibva auya kugara paside neni. Ndisina zvandaitwa ndakanga ndakutochema ndega. Iye haana kana kuita basa neni zvake aitoita as if asina zvandakamuita. Patakasvika oandaidzikira ndakabva ndakumbira kusiiwa kombi ichibva yamira zvayo. Ndakadzika ndokibva ndanzi naxonductor ndipei mari yangu sisi. Panguva iyoyo ndipo pandakaziva kuti ndakanga ndakwira kombi ndisina mari. Mukoma vaye vakanga vatodzikawo vakamira pedo neni chaipo zvekuti kana kutiza handina matiziro . Mukomana uye ndofunga akatozviona kuti handina kana nemari achibva abudisa mari yake ndokupa conductor neyangu kombi ichibva yasimudziwa. Mota ichingosimuka mukomana uye akabva andipa bhutsu nemudumbu asina kana zvaataura . Vasikana ndakachizorohwa zvandainge ndisina kana kufungira nemukomana uyu. Ndakatanga ndichingorohwa ndichiwa ndakanyarara ndikapedzisira ndaikwetsura mhere ndakanga andatoona ndaurawa nebenzi iri. Kwakanga kwangova kuchema asi ndskanga ndatorohwa kare . Vanhu vakazomhanya vachiuya vachibva vabata mukomana uye haana kumbomirira kutaura nevanhu akabva atofuratira ndokuyenda. Yaa mukomana uyu akanga andirova hake asi mirai muone zvandichamuita ooo ndonzi Magie ini End of 1 Love you team ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ

โค๏ธ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ โ˜ โค ๐Ÿค 141
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/3/2025, 1:43:25 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb6XCoK0G0XmUY97Tu2Q *Pinda muchannel ugariremo book moto iri haride vanosara* https://chat.whatsapp.com/I6WOrxqqzqKFTTgBFQTeQj *MY AMAZING MOTHER INLAW๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•๐Ÿง•* *Written by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’0778315695* *Chapter 1* *Rutendo* Ndainge ndakaita yekukwinya skirt ndichiita kupepereka ndakangana kumba ndichitiza zvaiuya nekumashure kwangu. Nhai makamboonepi vanhu vane mota vanoda kutaura neni nezvandri izvezvi. Aya ndiwo mabhinya anotoda zvemusoro wangu aya manje nhasi vazonyangira yakasvunura Rutendo ishamwari yemhepo havambofa vamubata zvachose. Ndaiita kunzwa sendinosundidzirwa ndichiyenda zvangu ndichinotenukira mukakova. . Ndakanocheuka ndaona ndayambuka kakova ndikaona kuti kwakanga kusisina anotovera ndikati mwari kudziwai ndakanga ndaounyuka kubhinya ranga rakanditsoma iri. Ndakatsauka zvangu ndakuyenda kogara padombo raiva padivi pemugwagwa ndombotura mafemo ko ndakanga ndamhanyazve vasikana wee. Ndakagara paye zvekuti ndakatotanga kunzwa kukotsira zvangu kusvika ndaisa musoro wangu pakati pemakumbo ndiye hutu netuhope ndakadaro . Ndakavata zvangu kutorota hope dzekupenga chaidzo. Nhaimi ndingarota munhu wandisina kumbobvira ndaonana naye kumeso kwake shuwa . Munhu anga anditatanidza ndiye wandanga ndava kurota manje apa kutorota ndakamubereka ndichitamba naye chikudo aaah dzimwe hope dzoda kubikirwa doro idzi. Kkkk dzimwe hope dzokusetsa kana iqe mwene wadzo chokwadi. Ndakapatika kubva kuhope ndokuseka ndega zvangu ndichisimuka kudzokera kotarisa mombe dzandanga ndadzingirirwa ndikasiya musango . Ndaitoroverera kamheterwa kangu ndichirova pasi zvangu. Panguva yandanga ndava kumakwenzi kwakanyanya ndakanzwa munhu akagadzirisa huro kumashure kwangu . Kunoti cheeu kudai ndakaona mumwe murume or mukomana achitobuda nemugwenzi and achitoratidza kuti anoda nezvangu. Manje pandri inonzi can't get paspeed haana zvaanondiita uyu ndikamutarisa ndoona ari mwana. Ndakaibata nguvo yangu ndoivhura speed ndakatarisa kumberi chero kwaiva kumakwenzi ndaizosvika ndoona yekutamba ndava mberi. Ndakairova munhasvu ndakatarisa sango . Ndichingoti pamberi ndakaona mota yaiva kumberi kwangu and ndofunga ndiye vaye vanga vambonditatanidza iyi . Kucheuka kwandaita ndihitarisa wekumashure kwangu ndakaona munhu ava kutosvika chaiko zvekuti panga pakutoda action apa zvisiri izvozvo ndaibatiwa ndikaxhekwa rakacheka nyika. Ndakamanya ndakatarisa kumota kuye ndaiva ndafunga kunomutambisa fuva pamota ipapo mirai henyu muone zvandichamuitisa . Ndakasvika pamota ndichibva ndada kunocheuka kuti ndione kuti anga ava papi asi handina kumuona kuti ayenda nepi. Chandakatozonzwa kukwevewa kumashure kwangu and ndakakweverwa mumota futi. Kuti ndiite action it was too late door ranga ratovharwa ndatoiswa mukati. Ndichingoti dzii paseat ndakaona ava kubudisa chimwe chinhu kuda ndiyo pfuti yacho ko ndaimboiziva here kuti yakaita sei but mukufunga kwangu ndakangoti ndiyo ini. Akaibudisa achibva anditendekera akati kungoita any noise wayenda iwe. Yaa ndanga ndichimbozviidza ndini asi apa zvazoyenda nepamwe chaipo. Ndakangoti zii ndakabata kumeso nemaoko maviri hana ichibika manhanga. Murume uye akamutsa mota yake ndokutanga kurova pasi neroad yaiva musango imomo. Akafamba distance yakati kure achibva amisa mota zvikanzi Zita ndiyani Me" Ru---Ru----Rutendo Him" zvakanaka buruka tione Ndakaburuka mumota muye ndokubva ndamirisana naye iye achibva andikweva ruoko kupinda neni mumakwenzi. Takafamba chinhambo kupinda mumakwenzi imomo . Tava mukati akabva andimisa zvikanzi Ndikuda makumbo ita action tione " Kunzi ndikuda makumbo kwakandivhundutsa ini. Nhai mwari saka kana ndikachekwa makumbo acho muno musango ndozobuda sei shuwa. Uyu munhu aiva nehutsinye hake uyu iii. Ndakatanga kuyeredza misodzi ndokubva ndamuti "Kana muchida kungouraya madii mauraya henyu nekuti shuwa mukandibvisa makumbo ndozodii ndobuda sei muno musango ini Akanditarisa zvekuita seari kushamisika achibva ati "iwe usada kundipusisa wazvinzwa makumbo ako ndowada kuyendepi nawo ini. Ndikuda kudya muchero uri pakati pemakumbo apo kasira tione indava uchiita sekuti hauna kumbokwi*** iwe kasira apo. Ndakazvikwenya.kwenya ndoshaya zvekuita iye ndofunga akatozviona kuti ndapererwa achibva ati Unodei kukwi**** or kuurayiwa sarudza zvaunoda nekuti maitiro ako aya wakundiidza benzi Me" kana muchindikwir*** muchindisiya ndri mupenyu ndikwire****i henyu hazvina basa chikuru kufema. Akauya kwandiri murume uye ndokubva andipekura kadhirezi kangu ako kandaiva ndakapfeka ndokundikurura kabhurugwa kandaiva nako ako kanga kakatozvidhakirwa neweti zvako ko handi ndaimbopota ndichiti kana ndikanzwa husimbe hwekumuka mahusiku ndongozviwetera here apa kugeza ndaisatombova nebasa nako zvachose saka nsaingofamba ndichinhuwa wetti netsvina zvangu.. Ndaiva ndakatomutarisa hangu ndichida kuona zvaaida kuita zvacho kuti zvii nekuti pane zvaaiindiita zvaiva zvitsva kwndri. Paakapedza kundibvisa kapant nekadhirezi ndakaona ava kunanavira zvizamu zvangu zvakanga zvichototangawo kubuda nhaimi. Zvakatanga kusvinyangiwa svinyangiwa zvimwe zvaitorwadza zvazvo. Ndakatanga ndakangonyarara ko handi gidi raivapo here rekuti ukangochema chete watoyenda. Pandakanzwa kuti mazamu angu ava kunyanya kupisa ndakabva ndati Mukundiita zvinorwadza mukoma. Akasiya zvekumabata zvechirough ndikaona ava kubata zviri soft saka kundiita rough anga achizama kuda kudii manje. Zvaanga ava kutondiita this time zvanga zvava nekasense mbichana soo. Zvakanga zvichiita kakundinakidzira ini zvekuti ndakanga ndatsinzinira ndakamira kudaro ndichinyataonzwa kuti hupenyu hwava kuyendeka. Akambosiya 1 hand pamazamu hameno zvaaiita ndikazonzwa ava kumashandisa ese and panguva iyoyo akabva andiradzika pamusoro pehembe dzake dzaanga awaridzira ini ndokutovvatawo zvangu . Akatanga kundipuruzira hake zvishoma zvishoma. Ndaimboona achida kuisa musoro wake pamazamu asi aisazoisa maybe aikurirwa nemweya waibuda pandri. Ini zvekugeza ndaisageza hama dzangu handitombokuudzei nhema. Mvura akanga ari muvengi wangu and ndofunga tichangofa takamakana nemvura yacho. Akazoisa zvigumwe zvake kunoita wiwi kwangu aaah ipapo ndakamboda kuchema asi ndakazofunga gidi ndokubva ndanyarara kuti zii. Hey zvinhu zvacho zvairwadza izvi. Ndakanga ndangosunga chiso changu ini. Paakabudisa ruoko rwake kuwiwi kwangu akabva anditarisa ndokuti Musikana akanaka sewe ndewekugeza kwete kubuda mweya munhu wemukadzi soo hazvina kunaka munhu kadzi geza Me" ehoi. Akawedzera kuvhura makumbo angu ndokubva ayenda pakati pawo ndokubva andipa ruoko rwake akati ndinoda uruise pamuromo pako wazvinzwa. Kana zvandichakuita zvikarwadza unongoruma ruoko irworwo kwete kuita noise nekuti munomu musango Haa apa anga azozviipesa manje ndaida kumuruma zvekuti haafe akazoda kana nekundiona kwese mirai henyu muone. Ndakanyatsorubatirira ruoko ndaida kuti asazobhubha kana ndava kuruma and chero akazobhubha arwadziwa ndinenge ndakarubata mirai henyu muone nhasi ndinobva nako kakanda. Akatanga kundibaya baya pawiwi pangu hameno chii chaanga anacho chaindibaya kudaro. Ndakazonzwa ava kuti chiruma tione. Ndakashama muromo wangu ndichida kuruma asi ndisati ndanyatsoruma ndakateverwa namarwadzo akabuda nekuwiwi kwangu uku zvekuti kana kuruma ndakatozomuruma zvimwe zvandakatozonyara kana neni. Ndakanga ndamuruma mwana wevanhu ndofunga ndakanga ndatodambura imwe tsinga chaiko nekuti ropa racho rakabuda rakanga rakawandisa. Iniwo uku kwaaiita zvaaiita ndaiita kunzwa kuchirwadza iye achitamba ari pamusoro pangu nhaimi ndiko kukwirwa kwacho kwaanga achibvira here uku Ndakakazoona rume rava kusunga chiso ndikanzwa rakugomerera ndikatoshaya kuti zvii zvakuitwa manje. Panguva diki yakatevera akabva azowira hake paside pangu achiita kufemereka. Paakazobvisa chaanga achindibaya nacho akabva atora hembe yake iyo yanga yakaita kutsvuka neropa kuda ranga rabudawo mandri ko ndombozviziva here kuti zvaifamba sei. Akaishansisa kundipukuta ikoko kwacho achibva azondimutsa hake ndokubva ndapfeka hembe dzangu ndokubva ndatanga kunanaira ndichifamba ndichibva paari ndakudzokera. Iye ndakambomusiya aripo ndikazoona ava kutevera achimhanya akabata hembe yake akanga angopfeka trouse chete nevest hembe yakanga isingapfekeki neropa. Akasvika akandibata ndokubva anditi Wofamba bho ini handichadzokere kwandabva newe ndakumhanyira kuyenda handi. Mari iyi wozotenga mazepi wodya and usaudza vanhu zvatabva kuita izvi hazvitaurwe wazvinzwa. Ini nekufarira ka5 kandanga ndapiwa ndakagutsurira musoro wangu ndokukagamuchura zvangu ndokutotanga kufamba ndichidzokera kwandanga ndabviwa neni. Ndakasvika kuye ndokutsvaka mombe dzangu ndokudziwana zvangu ndokubva ndatopinda muroad kuyenda kumba. Ndakanga ndava kutofunga kwamai Tino kwaitengeswa mazepi nezvihwitsi nhasi vaizonondionawo nhasi. Ndanga ndajaira kungonyemudzirwa nevamwe nekuda kwekuti ndaisawana mari yekutenga manje nhasi zvandaiwana kudai mirai henyu muone apa ndabva ndatowana maus futi kwete vanosindidadira vapiwa mabond nevabereki vavo. Ndaiita mombe dzekutoviza chaiko ndainzwa nguva yakandisiya ini. Marwadzo aye andanga ndichimbova nawo akanga apedzewa nemari ndakanga ndichamanzwa here. Ndakanosvika kumba ndokuvharira mombe ndokutoyendera kwamai Tino kugate ikoko kana ndaipinda ndikanoyeneka mama vaizoda kundivhunza kuti waiwanepi mari zvandanga ndisingade ko handi mukoma vanditi ndisanotaura here zvatange taita. Ndakarova bara ndoyenda zvangu kwamai Tino kumazepi nhasi ndinomarikita mirai muone. Ndinoda kunomatenga anokwanirana pamari yangu ndigonomagarira muchisango umo. Mazepi nhasi ndinongoita ekuminya zvihwitsi ndichibhubhunura handimbosvozvi kana kusvika ndaguta mirai muone zviye zvekuti mazepi haagutse inhema dziye vanhu vanongonyara kitaura kuti vanenge vaaina mari inotenga anoita kuti vasare vaguta manje ini mdawana yangu yakati oo mirai muone chichizokupai testimony yekuzvimbirwa nemazepi nezvihwitsi End of chapter 1 Pakadii apa. Toyenda here naRutendo uyu or tomusiya pachipedo *Kana zvakanaka pinda muchannel ndomunouyira book redu saka baya folliw usadarikwe nemamwe machapters*

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ โค 93
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
MAMA NATIE ZIM๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ SHONA NOVELS
6/2/2025, 6:04:41 AM

https://chat.whatsapp.com/HNL3Wy6hXMNC3Jknolx7Wl *UNREQUITED LOVE โคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉนโคโ€๐Ÿฉน* *Written by Mama Natie ๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿ’๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€๐Ÿช€077 8315695 or 077 4565330* *Book riya ravako kusub group maihweee huyai unzwe ugodzokera zvako. Zvanhasi tatanga vadikani mwana wese huya kusub tione ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ* *Our book is now onsale vadikani. Check out for the payment details below* *Zim side* *$1.50 or 100zig on 077 8315695 Memory Gumbo* *Etym 2 us buddie or netone motenga mopara motora picture moisa kuwhatsaap number inoti 077 4565330 or 0776081143* *S.A side 30 rand voucher* Ott,blue, one for you, easy load or kazang motora picture motumira kuwhatsaap number inoti 077 4565330 or 0776081143. *Vasikana nevakomana kusub kuchanaka zvako hatidi kuudzana nhema. Tamuka hanzi chipoko chemboko saka huyai tibatsirane tiinzwe nyaya yake naOfficer kuti vakaguma papi. Ini madeko kutorota Nancy asungiswa naTamuka nhaimi haaa Tamuka ka neni ndakumutya ini. ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ* vamwe vatovako ko iwe wadii mudikani aiwa kusub huya tinakirwe tese book roda tese iri yuwii Vari kuvhura hombe kusub uko apa hapade kusara munhu wese iva nenharo kuti handidi kusara tione๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ๐Ÿ’ƒ ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ๐Ÿฅณ

โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ™ 3
Link copied to clipboard!