
MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
19.4K subscribers
About MASIZIVA FOR THE WORLD... NOVELS
Advertising with masiziva call me on 0786559002 Then what'saap ๐๐0784969980/0776645854
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

https://whatsapp.com/channel/0029VaLrFuODjiOcOqcLcR1L Link re channelโ๏ธโ๏ธโ๏ธ ๐ฑ๐ฑ0786559002 THE DARK LIFE ๐๐ CHAPTER 12 Laika "Nyaya yacho yanga yashata veduwee Saka ndaida kusvika ndichiti chiiko kwaana Tarisai kwacho haa oana Tarisai ndakaita dzungu risina basa Dai ndakangoti mirei zvishoma ndinodai ndakangoona paida uyu. "Ndakatanga kufamba ndichikwira kuenda asi Hana yangu yairova kushaya kuziva kuti ndoita sei,ndakafamba uku ndaimbopota ndichichema kuri kutya zvangu nyaya dzangu. "Pandanga ndakuona dzimba dzavo ndakatya kusvika Saka ndakabva ndakwira mumuti vaiva pedyo neipapo ndokubva ndatanga zvangu kudeedzera. "Maswera seiii??,I said ndichideedzera Saka panze panga paine kamwana kaitamba ipapo kakabva katarisa mumuti ndokubva kandiona ndikakabvunza kuti pamba penyu pana Ani akataura kuti pana sekuru namainini. "Ndakashaya kuziva kuti sekuru vanga vachitaurwa ava ndevapi nekuti ini pandakadanana Naye Tarisai haana kumbotaura kuti kumba kwavo kuna sekuru hoo nhai Saka anga achida mundinyepera manje hakuna Musha unovakwa nema secrets ndichadzoka kumba ndoda kumubatira nyaya iyoyo. "Pasina time sekuru vacho vanga vachitaurwa vakabuda Mumba asi vanga vari vechidiki zvekuti vanga vari mupfanha kwandiri asi vanga vaine zvima muscles kuita sekuti munhu uya anoenda ku gym apa vaiita zvavo zvekuzvidhonza" "Eeh ndianiko Ari mumuti umo,he said Hana yangu ndokubva yati bamuuu nekuti voice racho ranga rakakora kani zvekuti wega waitokwata Saka ndakaona kuti pano ndikaita zvekunonoka kudavira ndinoparohwa pano Saka ndakabva ndakurumidza kuti ndini" "Ndiwe Ani,he said achitofamba kuuya kumuti wandanga ndiri uya Saka ndakabva ndatanga kuburuka zvakanaka nekuti ndakaona kuti ndikaita zvedzungu dzungu ndinodonha. "Ndakangoti ndichiti dzii pasi sekuru Vaya vachibva vatosvikawo apa vanga vakaisa maoko muhomwe" "Ndimi vapfanha vanoba huku kaa imimi ko mumuti muri kutsvagei,he said ndikati no handibe huku ini pane zvandanga ndauya zvangu kunotaura,I said iye akati kutaura kuti chii uye kunaani uye mumbori Ani. "Veduwee mibvunzo yacho anga Ari mahwani Mufunge henyu apa nyaya yacho manje yandanga ndafambira ndiwo anga atori mahwani asi panga pasina zvekuita Saka ndakabva ndati handeyi Mumba sekuru,I said iye akabva ati" "kuenda kumba kunotorei hee ndinoenda Mumba nemunhu wandisingazive here ko kana uri bhinya. "Ndakataura Naye zvakaita kuti abvume kuenda neni kumba kwacho asi ainge akatondibata hembe kusvika tasvika kumba kwacho apa ndanga ndaita kudikitira nekuti ndaitozviona ndega kuti apa patoshata apa. "Sekuru ndauyawo ndini murume waTarisai ndauya kuzokuudzai kuti mwana waTarisai ashaika,I said. "Wati chii mupfanha iwe wati mwana wehanzvadzi yangu washaika hee ndizvo zvawataura here kana kuti ndashaisha kunzwa,he said ndikati manzwa chaizvo sekuru. "Gegegee une mafunnies uri kuzvinzwa here Saka kukwira mumuti kwavaita vanga uri kuda kuzama kuita sei,he said ndikati sekuru ndiregerereiwo ndanga ndichitya kusvika pano,I said. "Wakaroora hanzvadzi yangu hauna kana kumbounza ne$20 chaiyo yekuti ndisu tine mwana wedu, zvadaro hanzvadzi yangu yakaita mimba hauna zvako kumbotaura, zvadaro makaita masungiro enyu mega kumba ikoko pamusoro pacho wakaroorera hanzvadzi yangu umwe mukadzi wepiri apa kuno wanga usati wazivisa. "Kutaura Chokwadi mukwasha unodheerera wanzwa here ndati unodheerera izvezvi wauya wega pano ukasvikira zvako mumuti Saka ureva here kuti kumba kwenyu uko hakuna vana sekuru vanoziva nyaya kuuya wega kuratidza kuti unozvitemba kana kuti uri munhu ane hundururani asingawirirane nevamwe manje Rega ndikuudze ndichidaisoo" "Ini kumba kwenyu uko handiuyeko kusvikira maita chivanhu chaicho Saka Mai vako vakusiya uchiuya wega kuno vanga vari kuzama kudii hee unodheerera fani mupfanha iwewe simuka ipapo uende kunotora vanhu vakuru chivanhu chichiriko,he said ndikabva ndati "Makajaidzwa maningi kuda kudya kwenyu ikoko manje ndanga ndangouya kungokuzivisai chete asi handina kana help yandiri kuda kubva kwamuri ini ,mwana ndewangu afa manzwa here Saka ndichaziva zvekuita sababa vemwana kana zvakubatai muchaenda kumapurisa hamunyare kuda kutohwandira kamari keshop yangu makajaidzwa maningi mwana ndakuenda kunotoviga chikuru kutaura kwandaiita,I said ndichitobuda padoor. " Haa ndakamupedzera akangosara achidzungudza musoro Soo. "Ndakaenda Kumba ndichimhanya sezvo kuchinzi mwana mudiki haavati Mumba ndichisvika kudai Mhamha vakabva vati" "Zvauri wega wani mwanangu ko vana sekuru vacho varipi,she asked ndikati mhamha vana sekuru ndataura navo ngativige mwana tione vanhu ava vabve pano nekuti ini handina grocery ririkuzotorwa kushop baa kuti vanhu ava vadye nekuti urwu rufu rwemwana mucheche Saka vanhu vakaungana kudaro kunge pafa munhu mukuru kaa kuri kuda kudya haa hazvibude. "Une Chokwadi here nezvaunotaura Nero hee nei usina mukanwa iwewe Saka uri kuzama kuti kana uri wega unozvigona here iwewe chiiko nhai iwe Nero hee manje Chokwadi chandiri kuda kukuudza ndechekuti mwana uyu haasi kuzovigwa vana sekuru vake vasipo zvirinane utsvage vana samukuru vaviri uende kunobvisira muroora uyu nhasi chaiye then kana mapedza mochitaura nyaya yenyu,mom said. "Munoziva ndakanzwa kubitirirwa Soo"Imi Mhamha nei muine godo neni hee Mari yacho iri kupi ,Saka Moda kuti ndibhuroke ndizvo mese mobva mafara manje ini handina Mari yandiri kuzobvisa baa iri idambudziko iri haisi party kaa iyi kana vana sekuru vacho vakaramba kuuya ini ndiri kuenda kumapurisa nekuti vari kutoshungurudza mweya wemwana wangu,I said. "Hameno Nero mwanangu wakuda iwewe wakuziva chakanaka nechakaipa ini handipo handiti unozviti unoziva Saka uchadzipedza wega nyaya dzako,she said. "Ndakatoona kuti hapana anga achada kumira neni Saka ndakatoona kuti better kutomira Mira zvangu ndega nekuti inofa kwangu. "Ndakapfeka zvimabhon'a zvangu ndokumhanha kupolice sezvo paifambika zvapo netsoka ,ndakasvika zuva Rava kuvira ndokubva ndataura nyaya yangu mapurisa ndokuti" "Rega ndikunyorere tsamba zvirinane kuti muzosare muchitongana zvenyu asi mwana aradzikwa. "Yaa ndipo pandakaona kuti mapurisa achiri kugona basa ndakaisa Paper rangu muhomwe ndokubva ndatodzoka kumba apa pasi petsoka panga pakurwadza ndakaita sendichachema. "Ndichibva ipapo ndakaenda kumba kwaana Tarisai zvakare ndikasvika " "Wadzoka futi here iwewe ini ndakuzokutema mnje nekuti uri kuda kujairira,he said ndikabva ndangoti "Handina chekutaura nemi ini asi ndangokuvigirai tsamba yekumapurisa iyo ini handina kupusa ndinoshanda nemutemo,I said ndichikanda paper Riya pamberi Pavo " 'Hoo Saka wazotofunga zvekumapurisa hee pawakaroora hanzvadzi yangu iri under age wakaenda kumapurisa here manje hauna kungwara iwewe tichapedzerana. "He said achisunga bhutsu dzake,ndakatoseka zvangu nekuti Aida kuzviita munhu akangwara maningi ndakazomuona akutevera Mumashure mangu ini ndokubva ndafambisa nekuti ndaisada kufamba navo step imwe chete. "Takasvika kumba mwana akatorwa akaenda kunochererwa kumataka ndokudzoka zvedu sekuru Havana chavakambotaura vakabva vadzoka kumba kwavo aah vanhu vepi vanongoda zvemahara kuti mwana wacho ndini ndanga ndamuuraya here ini damnit vanhu ngavaende kumabasa kwete kuda kungochiva shop yangu iyi. "Tichibva kumakuva ndakabva ndadeedzwa mukitchen "Nerosoni ndati ndikuudze kuti for now hazvisati zvakuita kuti uvate nemukadzi wako mudiki uyu unofanirwa kumirira mukadzi mukuru kuti ropa rake rekuzvara ritange rapera then Wotanga vavata nemukadzi mukuru wozopedzisira nemukadzi mudiki,vamwe mbuya said. "Munoziva ndakanzwa kusvotwa haa ini kutaura Chokwadi Tarisai ndanga ndisichatomude ini aah kuchatanga zvee kukwira pamusoro Patarisai aah ko akaita zvee mimba ini ndiri kuda kuti aende kumba kwavo haa Maya izvo ratova drama iro. 'Ndakanyepera zvangu kubvuma ndokubva ndabuda kunze ndokubva ndangoti sverere ndokuenda kumukadzi mudiki "Ummm Nero kukara Mari here iwewe hee waona zvaita here kuvhura shop iye mwana wako ashaika nhasi asi chii Nero imari here ,. "Umwe muchinda akadaro ndichisvika pashop ndikabva ndamuti bambo siyanai neni imimi munoda kuti chingwa changu chandahodha ichi chishate here hee ko mwana wcho achadzoka here handiti atofa here,I said iyewo haana zvaakazotaura akabva atopfuura. "Haa ini ndaisamboda zvekuitirwa dzungu ini ndaigona kudzikamisa munhu Hana. "Ndakapinda kushop Madam vakabva vandibvunza kuti "Ko vanhu vari kumboti chii ndikabva ndangovaudza kuti ndanzi ndinofanirwa kutanga ndavata na Tarisai kurapira chivanhu here ndisati ndavata newe. "Aah Saka iwe wati chii handiti takawirirana here kuti she must go Saka zvekuvata mese izvi ndezvekuita sei manje hee asi uchiri kumuda kani,she said ndikati noo shaa kutouya kwauri kudayi ndatogumirwa ufunge ko ndoitawo sei. "Xaa iwewe vata Naye achiri kubuda ropa kudaro kuitira kuti asaita mimba handiti chiri kudiwa kuti utange vavata Naye usati vauya kwandiri,she said ndikabva ndasekerera hangu haa apa anga auya nepoint manje. "Ndakabva ndatobuda kudzoka kumba asi ndakasvika vanhu vapera kudzoka kudzimba dzavo asi ndakanetseka kuona Tarisai achichema zviya zvekuchema zviya apa aingobata mudumbu "Kana munhu azvara jeko rinorwadza Mufunge chinyarara zvako chizukuru,vanodaro vamwe mbuya. "Hamno kuti raiita maarwadzireiko jeko racho munhu achichema kuita sekuti anopenga kudaro ndakabva ndamudeedza akabva aramba zviya zvekukwidza mapfudzi zviya" "Enda kune murume wako hautsamwe uchidaro, vanodaro vamwe mbuya ndichibva ndasekerera zvangu. "Akauya asi zvairatidza kuti kufamba kuri kumunetsa Saka ndakabva ndanyeperawo kumubata ruoko kuita sekuti ndine rudo maningi ndokubva tapinda muroom ma zack. "Rara apa tione ,I said"Munoda kudii ndiri kurwadziwa,iwe ndati rara apa wanzwa here hausi kuda here handiti ndoda kukurapa here kuti jeko ripere. "Akavata akabva abvisa zicotton ranga rakazara ropa ndikabva ndaenda pamusoro pake apa hey manga muri mudam kani" "Bamunini Nero ndiri kurwadziwa kani itai zvishoma apa musana hausi kuita uyu,she said handina kumbomuteerera ini ndakafamba nebhora kusvikira zvandanga ndichida zvaita ndikabva ndatobuda kudzoka kushop but hey ropa zvaranga rakaita pasinhi rangu ummm ndakatosvika nekuenda kunogeza. "Zvafamba here dad,paida asked ndikati yes baby"Yaa handichade kunzwa kuti mavata Naye futi uyu ngaaende kumba kwavo I think nyaya yacho takaipedza kare,she said ndikabva ndamuvimbisa kuti Ari kuenda. "Ndakazogara zvangu ndichiona mukadzi wangu achibika asi pane zvandakatanga kunzwa munyama dzangu zvaisaita mushe,Ndainzwa a sort of mabayo kumabhora kwangu uku pandakakurura bhurugwa kudayi ndakarohwa nehana kuona mabhora azvimba apa anga aita kupenya chaiko. "Chiitiko ichi chakandityisa ndikabva ndaratidzawo paida iye akabva ati"Ndakakuudza kare kuti Tarisai anoroya uya chiona manje. End of chapter 12

Ma follower hr tik tok page rangu https://www.tiktok.com/@olivia.kufarimani?_t=ZM-8uI9uE84ed5&_r=1

Ini handibvunze mufaro nokuti murikunditsamwisa henyu nemawandiro enyu kudai mondiudza kut murikukonewa 1k pamalikes musadaro veduwee svitsai malikes enyu ndikupei bk .

Kana mukasasvitsa 1k pamalikes mangwana hamuwani book

Book ndokupai na8 mafans kana mandigutsa ne 1k chete chete.ndokupai two chapters ndoziva kuti mozviita imi

Morning vanhu vangu let's push pama likes

Mukasasvitsa 1k book moriwana Monday nekuti rinenge ririkubhowa

Kasi book harisi kunakidza here nhai kana ririkunakidza ndoona nemalikes enyu Izvezvi kubook na10 ndifanira kukupai machapter 2 kana masvitsa 1K chete

Let's push malikes edu tiwane Chapter 12 na 8

Handei nawo malikes Pana Tarisai naNero ndikupei two machapter 1 k ngaikwane