
Maths & English exam tips
17.0K subscribers
About Maths & English exam tips
Mr Ziv Online tutorials: 0773130314
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*A synonym is a word or phrase that means precisely or nearly the same as another word. *Examples* Brave =courageous Amazing =Incredible *Choose the synonym of [fast]* ❤️Quick 🙏Rapid 👍move 😂run

https://youtu.be/he3Pv1yKMg0?si=iM2361F_7T-N9QTH *Mr Ziv Online tutorials* *Ita kuteerera uchinyora manotes*

*✍🏿1hr =3600seconds* 24hrs = ? ❤️86400seconds 🙏2400seconds 👍3200seconds 😂240000seconds

*✍🏿📉Timbowona vanoita English vari muno* Fill in the gaps using "am", "is" or "are ". ✍🏿They ____here for the party. 👍is ❤️are 😂am

*✍🏿📉MR ZIV ONLINE TUTORIALS* *How do we conduct our online lessons* Verenga kusvika wapedza👇🏼👇🏼👇🏼👇🏼👇🏼 Ndoda kukutsanangurira kuti tinoshanda sei 1)chekutanga todzidza Monday to Saturday. 2) Tinoshandisa mavideos se arimuno muchannel ,audios ne mapictures zvekuti chero wakaita sei unonzwisisa chete. 3)Chakanakira Mr Ziv matutorials andokupa anobva agara muphone mako zvekuti tapedza lesson unongoramba uchidzokorodza uchimawona. 4)Time table yedu kana usinga yende kubasa toita during the day vese vaya vanoyenda kubasa kana kichikoro totanga na 7pm. 5) Vese vanenge vava nemakore akawanda vasina kudzidza ndotanga newe kwekutanga *ndichikuitisa one on one kuinbox* kana wava kuziva chaizvo unobva wapinda muclass mune vamwe ( Ziv groups) 5)Uchida kuona passrate yedu ndakaisa pacatalogue . 0773130314

*✍🏿📉Converting between units of length* *Mr Ziv Online tutorials* *Converting cm to mm* 6cm =60mm *✍🏿Question* *Convert 9cm to mm* A)👍90000mm B)❤️90mm C)🙏900mm D)😂18mm *Ramba kutadza Maths unobuda nema A chete gore rino handeyi neiyi unongoisa ❤️👍🙏tobva tapinda next.*

Fill in the gaps using "am", "is" or "are ". ✍🏿They ____here for the party. 👍is ❤️are 😂am

*OUR PASSRATE:👇👇👇* https://wa.me/p/9870754536271439/263773130314 https://wa.me/p/29598201139827018/263782623309 https://wa.me/p/9339803476070743/263782623309 https://wa.me/p/28196449776665253/263782623309 https://wa.me/p/9126804267432967/263782623309 https://wa.me/p/9870754536271439/263773130314 *Maresults ayo anouya mushure mekunge tashanda iwewe student uchishanda pako Mr Ziv vachiita pavo* 📝Wese arikuda kutanga ndirikuda munhu anoti inini ndaneta nema U ,E ndirikuda kushanda nemi zvibude.Isusu tinoshanda wogara wapabata ipapo maresults edu anouya tashanda. 0773130314

Fill in the gaps using "am", "is" or "are ". ✍🏿We____very excited. 👍is ❤️are 😂am