Maths & English exam tips
Maths & English exam tips
May 15, 2025 at 05:04 AM
*✍🏿📉MR ZIV ONLINE TUTORIALS* *How do we conduct our online lessons* Verenga kusvika wapedza👇🏼👇🏼👇🏼👇🏼👇🏼 Ndoda kukutsanangurira kuti tinoshanda sei 1)chekutanga todzidza Monday to Saturday. 2) Tinoshandisa mavideos se arimuno muchannel ,audios ne mapictures zvekuti chero wakaita sei unonzwisisa chete. 3)Chakanakira Mr Ziv matutorials andokupa anobva agara muphone mako zvekuti tapedza lesson unongoramba uchidzokorodza uchimawona. 4)Time table yedu kana usinga yende kubasa toita during the day vese vaya vanoyenda kubasa kana kichikoro totanga na 7pm. 5) Vese vanenge vava nemakore akawanda vasina kudzidza ndotanga newe kwekutanga *ndichikuitisa one on one kuinbox* kana wava kuziva chaizvo unobva wapinda muclass mune vamwe ( Ziv groups) 5)Uchida kuona passrate yedu ndakaisa pacatalogue . 0773130314
❤️ 😢 😮 6

Comments