
AMAZING HOME OF JOKES🇿🇼
64.6K subscribers
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Vanoziva Zimbabwe taurai tinzwe😂🤗* *Jet✈️ yedu iyo iri kupi?* - *Chiredzi 🥲* - *Bulawayo ❤️* - *Chegutu 🙏🏻* - *Bindura 😭* - *Vic Falls 😯* *80% havazivi even kuma groups 😭😂*


God is killing 3 strong giants in your life. 🏹 Tears 🏹 Stress 🏹 Sadness In Jesus name, Amen 🙏✨

Hello bhururu.Uchiri kuyeuka paya pawakandibatsira ndabroker ndikati handife ndakakukanganwa? 👶YES I REMEMBER 👨Ndabroker futi

Guys Kuyavela Yini Ukuthi Ngi Upload Nge IPhone 14📱 😊

🧔🏾"Hey 🧕"Taura nyaya yako" 🧔🏾"I love you😘 🧕"I love you too🥰kumba kwedu kune party this weekend titengere mombe😂

"test yiphi manje" ngalesoskhathi kuyobekwa iy'khwama phambili😩

*||☆Handikanganwe nzara yakambondirova usiku ndichiri ne6 months ndakachema zvisingaite zvikanzi mwana uyu arikuona zvinhu vakatanga kupisa upfu vachindikachidzisa neutsi hwavo💔💔☆😂😂😂*

*Ma civil servants tichatokuisirai mugomo wemvura mubhawa kt muwanewo chekumwa , ndiko hr kufunda kwacho kwekuuya kuzosiririsa mubhawa koisu makorokoza akaguma grade 6 tomwirepi 😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻* *Yoooh chero December wacho weBonus🙌🏻🙌🏻🤦🏻♂️*

"Sigad Umzila lah", Ayy fakof nemlenze yeqhude🌚

> *"Touch🎥 is a move mudhara!😂"* *Mwana akadeedzera🗣️ kuna baba vake mushure mekunge vabata kanyama🥓 kadiki mundiro yavaidya nemwana🤠 wavo.* *Mundiro mainge masara nhengo mbiri🍖🥩, hombe neduku😂😂* *Baba vakatora kanyama🍖 kaye ndokuisa pamusoro pehombe🥩* > *"Ko baba makuita sei?"* kamwana kakabvunza kakatyamara. *"Ndabuda bhobho! Waruza. mwanangu😂😂😂"* 😂😂😂😂😭😭 *Mudhara achitorova bhobho🍖🥩 rake😂😂😂💔*