AMAZING  HOME OF JOKES🇿🇼
AMAZING HOME OF JOKES🇿🇼
February 26, 2025 at 05:22 PM
> *"Touch🎥 is a move mudhara!😂"* *Mwana akadeedzera🗣️ kuna baba vake mushure mekunge vabata kanyama🥓 kadiki mundiro yavaidya nemwana🤠 wavo.* *Mundiro mainge masara nhengo mbiri🍖🥩, hombe neduku😂😂* *Baba vakatora kanyama🍖 kaye ndokuisa pamusoro pehombe🥩* > *"Ko baba makuita sei?"* kamwana kakabvunza kakatyamara. *"Ndabuda bhobho! Waruza. mwanangu😂😂😂"* 😂😂😂😂😭😭 *Mudhara achitorova bhobho🍖🥩 rake😂😂😂💔*
😂 👍 😢 11

Comments