Natural Remedies Official ๐ฟ๐ผโจ๏ธ
86.5K subscribers
About Natural Remedies Official ๐ฟ๐ผโจ๏ธ
Natural home remedies ๐โจ๏ธ๐ฟ๐ผ Outerspaceโ ๐ฟ๐ผ For advertising only please ๐ฅtap the link below https://wa.me/+263786831375?text=Hie+Outerspace+I+want+to+advertise+Willing+to+pay+how+much
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
Tired of failing provisional driving? Do you want to pass your provisional driving test on first trial? Your answer is here,join or follow my channel for affordable learning and free driving tips Follow our 14k channel ๐๐ป๐๐ป https://whatsapp.com/channel/0029ValHM1aLNSa5lrIP621H Join Group ๐๐ป https://chat.whatsapp.com/CxdsAzWRx9GDJr9cBClDhc
*Remedy yekupedza kunhuwa kwenhengo yemukadzi zvachose.* 1) Kana mapedza kuita bonde Mukadzi ngaaenda pa chamber or bucket rako woita weti uchigeza nhengo yako neweti iyoyo wozopedzisa nemvura I tell you haumbofa wakaita kasmell futi. 2) Munhukadzi ngaageze nhengo yake nemvura yakachena nguva nenguva kwete kumirira kugeza vavakuda kusangana naBaba chete. Please ndapota musageze nhengo dzenyu nesipo zvinoita kuti nhengo izoite zvimwe zvirwere kana kuti inopedzisira yavakushaiwa mafeelings nekuda kwemishonga inogadziriswa sipo. 3) Munhukadzi ngaageze nhengo yake neGyna guard or Apple Cider nhengo inoita very fresh zvekuti hakuna chero kamunhuwi kanozombonzwika zvachose. Gyna guard inotengeswa mumapharmacies. Vanoda photo reGyna guard munondibata kuinbox or ndoisa pagroup kana muchida kuiziva. Ndapota madzimai musadzinge varume mubedroom or kuti vashaiwe havi yebonde nekuda kwekunhuwa kwenhengo kunovhariridza imba yose or zvekuti murume anorumwa nemosquito achitadza kufuga jira kumeso. Ndatenda madzimai. *Panokwanira 300+โคโ๐ฅ๐๐ค๐ฅฐ reactions toennderera mberi ,kukasika kwawo ndiko kuwanda kwema remedies pazuva rega rega๐๐ป๐๐ป*
*"Ndatadza kurasa mvura zvachose, ndazama iri kubuda iri shoma, ndoita sei"* Dambudziko iri riri kusangana nevarume vanhasi, angava murume wess ane makore ekuma 40 zvichienda mberi. Group rino richakubatsira kupedza uye kugadzirisa dambudziko iri. https://chat.whatsapp.com/LBtQUBcdXLg74i56fMvJX4 If you want personalized help join this platform
HOUSE LIZARD ( DZVINYU) Dzvinyu iri rinowanzotambira mumba richimhanya nemadziro kana roof yemba. Vamwe vanozivisisa nezvaro vanoti rinoshandiswa nevakaipa kukonzeresa kusashanda kwemari yako zvakanaka, kugara mumba mune mhirizhonga, kusadanana zvakanaka nevaunofambidzanana navo kana wawakaroorana naye. Zvakawanda! Ungaita sei naro? Tora garlic wosanganisa nemunyu wemagodo nemvura inodziya womwaya mwaya mumba mako. Chitora makanda emazai woisa mumacorner eimba mukati. Hauzomaoni zvakare. Isaiwo ma likesโค๏ธ๐๐ป๐๐ปโ ๐ฅฐ
HUTANO KUVANHU NEPHYTOMED Ndiani akati chirwere chauinacho HACHIRAPIKE https://chat.whatsapp.com/FI7GgJF64ckLVhsF9hMn8O Nhasi ndauya negood news rapwa nePhytomed yakagadzirwa nehunyanzvi payapfuura napo haipotse Phytomed cures the following diseases and many more๐๐ฝ๐๐ฝ๐๐ฝ โ Zvirwere zvepabonde(STI) All kinds of STI's โ Arthritis โ Kushaya mbereko (infertility) โ Chibereko โ Kurwadziwa pakuita tsvina(constipation) โ Ulcers โ Asthm@ โ High Blood Pressure (BP) โ Kushaya hope โ Eczโฌma โ High colosterol โ Kutemwa nemusoro โ Chirwere cheshuga(sugar diabetes) โ Chirwere chemoyo(heart problems) โ Kidney problems โ Stroke โ Cramps โ Kungopera simba muviri โ Kusanzwa kuda kudya (loss of appetite) โ C@ncโฌr โ Maronda anetsa kupora โ Pfari/zvipusha โ Hernia โ Boosting immune system โ Acids (nyon'o) โ Gout โ Fibroids โ Pain and bleeding during or after sโฌx โ Misscarriages โ Continuous bleeding โ An@emia WITH PHYTOMED YOU WON'T GO WRONG GIVE IT A TRY๐ฅ For more information join our Whatsapp group or contact us on +263779212858 https://chat.whatsapp.com/FI7GgJF64ckLVhsF9hMn8O
*Dakumboisa remedy yekudzora muviri neyeku simba .....imbondiudzaiwo first kuti uri papi apo or unoda muviri upi๐คฒโคโ๐ฉน* *S [๐] M [๐]* *L [โค๏ธ] XL[๐]*
*Kupedza siki* Siki iyi kuchipatara nyangweukaswerera inongoramba ichidzoka inezveratidzo sezvizvi Kubuda twumapundu twumablisters twunongouya twuchienda pamwe twakupora twosiya twuronda pamusoro pesikarudzi kana nhengo yechidzimai Inogona kuzosiya mavanga anenge ekutsva akatsvukuruka inenge yatove herps inogona kuzokonzera low sperm count kuite hurume hwakaita mvura kusiya growth like chitsinga mumabhora kupera simba pabonde Kuvakadzi inokuvadza chibereko dzimwe nguva kuzobuda discharge inonhuwa Vanhu vazhinji chirwere ichi vanacho asi vanozvitarisira pasi saka kana unezviratidzo izvi Ndoisa here remedy yesiki *Hangu [โค๏ธ]* *Kwete[๐๐ป]*
Siya reaction. *VASINGADYE ZVINE MAKUMBO MANA OR NYAMA* Tora midzi yeGavakava diki riye rine white n green. Kanoita; Bika pamwe nenyama nemidzi yacho wodya kana zvaibva. Hauna chauchazonzwa futi kunze kwekunakirwa nenyama ๐ฅฉ๐ฅฉ๐ฅฉ Remedy 1 ye nyaviri. Boil quater cup ye brown sugar ne one table spoon yeginger mucup ine ยพ apple cider vinegar. Isa twumvura twushoma. Nyika cotton ball mukati then wozorera panyaviri yako. Uchaona result ipapo ipapo.. ( siya reaction hama yangu kuitira kuti chiremba venderere mberi) โฅ๏ธ โฅ๏ธ
```๐๐๐ญ๐ฌ ๐ฌ๐๐ ๐จ๐ง๐ฅ๐ข๐ง๐ ๐ซ๐๐๐๐ญ๐ฌ:``` ๐๐๐ฌ๐ญ ๐๐จ๐ซ๐ง (โค) ๐ ๐ข๐ซ๐ฌ๐ญ ๐๐จ๐ซ๐ง (๐) ๐๐ก๐ข๐ซ๐ ๐๐จ๐ซ๐ง (๐ฅน) ๐ ๐จ๐ซ๐ญ๐ก ๐๐จ๐ซ๐ง (๐ฅ) ๐๐ง๐ฅ๐ฒ ๐๐ก๐ข๐ฅ๐ (๐) ๐ ๐ข๐๐ญ๐ก ๐๐จ๐ซ๐ง (๐ข)
*No matter what situation yaunayo ...mai vanotoita urare wadya and umuke une hutano ๐ฅน๐โคโ๐ฉน ahhbimbosiyawo like to all the parents out there ๐๐*