
Natural Remedies Official 🇿🇼✨️
June 20, 2025 at 01:15 PM
Siya reaction.
*VASINGADYE ZVINE MAKUMBO MANA OR NYAMA*
Tora midzi yeGavakava diki riye rine white n green. Kanoita; Bika pamwe nenyama nemidzi yacho wodya kana zvaibva. Hauna chauchazonzwa futi kunze kwekunakirwa nenyama 🥩🥩🥩
Remedy 1 ye nyaviri. Boil quater cup ye brown sugar ne one table spoon yeginger mucup ine ¾ apple cider vinegar. Isa twumvura twushoma. Nyika cotton ball mukati then wozorera panyaviri yako. Uchaona result ipapo ipapo..
( siya reaction hama yangu kuitira kuti chiremba venderere mberi) ♥️ ♥️
❤️
👍
🙏
😢
😂
😮
90