Chimanimani (Local Artists) Top 20 With Bubble B
2.9K subscribers
About Chimanimani (Local Artists) Top 20 With Bubble B
This channel is for the radio listeners who are interested in promoting music talents which are being showcaced by our youngsters within our province . Ooops I almost forgot to tell you please just click on the name of your most favourable musician in order for you to vote for him or her......best of luck
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

Makadini hama vadikani , vamwe vedu vaimbi vari kubvunza kuti chirongwa chemumhanzi yakasiyana siyana yema local artists Top 20 top 20 hakusisina here .... kwete chiriko asi kuti tanga tichimbocherechedza mimhanzi mitsva yakaburwa iri kudiwa nevanhu igone kupinda mumakwikwi egore rino. Hazvigoni kuti nziyo yakakwikwidza 2024 ipinde zvakare mumakwikwi. Kana yako mimhanzi isati yasvika Kuma studio eChimanimani FM mhanya nadzo nekuti nguva yapera chirongwa choda kutanga . Ndatenda zvangu. Zveibve kuanhu zveipetuka kuanhu. 100.0mHz

Chimanimani FM stations manager Themba Gata Mhlanga live on ZBC News.... keep on raising the Flag of our district. Chimanimani FM Zveibve kuanhu zveipetuka kuanhu...100.0mHz.