Chimanimani (Local Artists) Top 20 With Bubble B
Chimanimani (Local Artists) Top 20 With Bubble B
February 5, 2025 at 11:44 PM
Makadini hama vadikani , vamwe vedu vaimbi vari kubvunza kuti chirongwa chemumhanzi yakasiyana siyana yema local artists Top 20 top 20 hakusisina here .... kwete chiriko asi kuti tanga tichimbocherechedza mimhanzi mitsva yakaburwa iri kudiwa nevanhu igone kupinda mumakwikwi egore rino. Hazvigoni kuti nziyo yakakwikwidza 2024 ipinde zvakare mumakwikwi. Kana yako mimhanzi isati yasvika Kuma studio eChimanimani FM mhanya nadzo nekuti nguva yapera chirongwa choda kutanga . Ndatenda zvangu. Zveibve kuanhu zveipetuka kuanhu. 100.0mHz
🙏 ❤️ 😂 ❤️‍🔥 👍 14

Comments