GOSSIP HUB💜🔥 WhatsApp Channel

GOSSIP HUB💜🔥

9.8K subscribers

About GOSSIP HUB💜🔥

For Paid Adverts Inbox 0711990527 / 0788916983

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/28/2025, 10:42:54 AM

How is Your Day Going ☺️ 🙂

GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/28/2025, 10:38:38 AM

*Mabhazi achinetsa, vamwe ambuya vari pachiteshi, bhazi parakauya vakaita chipatapata kupinda mubhazi nevamwe vose, vachidzvanydzirana. Zvakaitika kuti zip yeskirt yakabva yavhurika ukuwo vasina bhurugwa mukati, ndokubva murume aiva shure kwavo ati dzawira mutswanda, ndokuvhura yakewo zip. Pasina nguva ambuya vaye vakanzwika voshevedzera kuti "Hezvo, hezvo, hezvo!! Nhaimi i pressure rudzii inonaka kudai....wedzera vanhu Driver🔥🔥🔥😍???*

GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/18/2025, 9:28:08 AM

Mint XBOX Series S for sale 512gb SSD Two controllers Comes with the following Games: Forza Horizon FC24 Call of Duty Roadblox DM ADMINS: +263712487894/+27649838431 Price :US$350

Post image
🙏 🤚 2
Image
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/24/2025, 4:37:10 AM

*PICTURE REMUPURISA RABUDA NHASI ACHIRATIDZA KUTENDA MAHWINDI NEBASA RAKANAKA PAROAD ,ABVA ANGOMUPA HAND SHAKE* 😄😄😄😄🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

Post image
Image
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/21/2025, 8:09:38 PM

Master H's explosive new single "Dancehall Time" featuring Jamaican reggae legend Capleton has finally dropped. This highly-anticipated collaboration is set to take the dancehall scene by storm! 🔥🔥🔥🔥 *Click link to watch video:* https://www.instagram.com/reel/DGWDKI1sPO6/?igsh=eXY5Y2w4bjZ1cXVz

GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/21/2025, 8:29:17 AM

Good morning my beloved followers

❤️ 3
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/21/2025, 8:40:35 AM

*Which friend are you?😎* *The funny one 😂* *The quiet one ❤️* *The smart one 💙* *The drama king/queen ❤️‍🩹* *The unpopular one 💔*

😂 ❤️ 💔 ❤‍🩹 ❤️‍🩹 💙 27
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/23/2025, 5:42:36 PM

*♣️I have 6 eggs 🥚🥚🥚🥚🥚🥚* ♠️*I broke 2 🥚 🥚* ♠️ *I fried 2 🥚🥚* ♠️ *I ate 2🥚🥚* *how many left* ⭕0❤️ ⭕4👍 ⭕2🙏 ⭕1😂 ⭕6😮

👍 ❤️ 🙏 😂 33
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/24/2025, 4:40:34 AM

*Tomboti murume wako ari kurwara zviri serious ndiwe uri kumuchengeta kumupaka chikafu kuti akwanise kunwa mapiritsi ave kuita zviri nani wobata phone yake woona asender message kusmall house yake yekuti ndaakuita nani chengeta zvinhu zvangu dear😲😭* *Uri iwe mukadzi unoitasei?😂🙌🏻🙌🏻🙌🏻* 😂 *Ndomupfuudza⚰️* 🙏🏻 *Ndinomusiya* ❤️ *Ndinoshingirira*

❤️ 😂 🙏 3
GOSSIP HUB💜🔥
GOSSIP HUB💜🔥
2/24/2025, 4:39:36 AM

*Wanano is not all about matinji ,dora or sviro dear. But munhu anokuita kuti unzwe kuwe at peace kufara and relieved achikupa chinzvimbo chako sababa or mukadzi ndiye munhu anogarika naye anozvininipisa achiziwa zvodiwa nemumwe wake nekumuitira. Get me right handisi kuti matinji haana basa but ziva zvinoda mudiwa wako nekumuitira izvozvo* ❤️💉🩸

🙏 1
Link copied to clipboard!