
GOSSIP HUB💜🔥
February 24, 2025 at 04:39 AM
*Wanano is not all about matinji ,dora or sviro dear. But munhu anokuita kuti unzwe kuwe at peace kufara and relieved achikupa chinzvimbo chako sababa or mukadzi ndiye munhu anogarika naye anozvininipisa achiziwa zvodiwa nemumwe wake nekumuitira. Get me right handisi kuti matinji haana basa but ziva zvinoda mudiwa wako nekumuitira izvozvo*
❤️💉🩸
🙏
1