
Prophetess Deborah Ministries 2
15.7K subscribers
Verified ChannelAbout Prophetess Deborah Ministries 2
*WELCOME TO THE ARENA OF LIBERTY...WHERE ONLY PRAYER CAN SET YOU FREE!!!*
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

https://whatsapp.com/channel/0029Vao3OBDEKyZPTeM51t1M *share link!!*

*DAY 1 PRAYER AND FASTING AGANIST ANCESTRAL POWERS!* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Isaiah 41:10 So do not fear, for I am with you; do not be dismayed, for I am your God. I will strengthen you and help you; I will uphold you with my righteous right hand. Isaiah 41:11 "All who rage against you will surely be ashamed and disgraced; those who oppose you will be as nothing and perish. AMEN NHASI I DAY 1 PRAYER AND FASTING PANE DZIMWE HONDO DZINORAMBA DZAKAVANZIKA DZICHIRWISA HUPENYU HWAKO USINGAZIVE KUTI CHII CHIRIKUMBOITIKA MULIFE MANGU..KUSVIKA PASIMUDZA MU PROFITA ANOFUMURA DEMON NYAYA DZOBUDA PACHENA WOTANGA KUZIVA CHAURI KURWA NACHO WOTANGA KUNAMATA NDOKUTI UBATE TESTIMONY YAKO NDAVA PANE VANHU VANONGONAMATA VASINGAZIVE MWEYA UNOVANETSA VAMWE VAKATOVANZIRWA NEKUBIRWA ZVEKUTI VAKAWANA ANOVAVHURA MESO UNOTORAMBA UCHIVANZA DEMON RACHO..PANE MUNHU PANO ATOBVA ZERA ASINA KUROORWA ACHIROTA ACHIRATA NEMURUME ASI UKAMUUDZA KUTI UNE SPIRITUAL HUSBAND ANORAMBA,,MUMWE ANOTORAMBA KUTI ANE DEMON RENHAMO ASI AKAPFEKA TROUSERS YAKABOOKA,,KUSVIKA WATANGA KUBVUMA CHOKWADI CHEZVIRI KUITIKA HUPENYU HWAKO NEKUFUMURA SECRET LIFE YAURI KUSANGANA NAYO KUHOPE NDOKUTI UPONE IWE.... MUDIKANI PANE VANHU PANO VANE NHOROONDO DZEMADZINZA DZINOVATEVERA, PANE MWEYA YENZINZA INOITA TAKEOVER YOUR LIFE AND ITS CONTROLLING YOUR PHYSICAL AND SPIRITUAL LIFE, PANE CURSE YAUNOTOZIVA KUTI IZVI KWEDU HAZVIBVUMIRWE,,,😭😭😭😭 CHERO WAKANAKA SEI IMBA HAIMIRE KUENDA KUMURUME UNODZOKA CHETE,, CHERO UKASHANDA SEI UKABATA MARI YAKAWANDA SEI HAPANA CHAUNOITA CHISVINU PANE ZVINOTOITIKA MARI YOPERA VARIKO VAIVA NABUSINESS MUMHURO YENYU ASI HAPANA CHINORATIDZIKA MUHUPENYU HWAVO KUNZE KWEMIDHURI YAKAPAZIKA NEMBIRI MURAINI ISINA MARI KUNGONZI KWANHINGI NDEKWEMASHOP NEZVIGAYO.. PANE CHIRWERE CHEKUTI UKAONA CHAKUPOTSA IWEWE CHINOENDA PAMUNIN'INA WAKO ASI CHAUNOZIVA NDECHEKUTI PAMHURI YEGA YEGA HAPASHAYI ANOFA NACHO..MUDIKANI KANA DEMON RENZINZA RAKUVAVARIRA CHESE CHAUNOITA RINOFURIDZA RICHIRAMBIDZA KUTI KWEDU HATIZVIZIVE RINOKUUNZIRA ZVIRWERE ONE AFTER THE ANOTHER KUTI CHAWAUNGANIDZA CHIPARARE NDATI DEMON REDZINZA RINOUNZA DIVISION MUKATI MEMHURI MOTANGA KUNONGEDZERANA NEKUPUMHANA ASI PASINA AKABATA CHOKWADI CHESOURCE OF PROBLEM...PANE MASATANIC TARGETS ARI MUHUPENYU HWAKO IWE AWA TRYER KU BREAKER ASI ZVIRI KURAMBA..UKAITA MARI PANE AMOUNT YAUSINGA TENDERWI KUPFUURA,, HAUTENDERWEI KUGARA MUMARRIAGE FOR 2 YEARS HAUTENDERWI KUGARA MURELATIONSHIP FOR 2 MONTHS HAUTENDERWI KUGARA USINGARWARI FOR 7 DAYS, HAUTENDERWI KUITA MIMBA INOSVIKA 9 MONTHS, VANA VAKO HAVATENDERWI KUPEDZA FORM 4 , HAUTENDERWI KUGARA PANE MAGETSI ...DEVIL IS A LIAR🔥🔥🔥🔥 EVERY EVIL SATANIC FAMILY MOUNTAIN FIGHTING AGANIST YOUR LIFE SHALL SCATTER NOW IN JESUS NAME 🔥MWEYA YE MADZINZA IRI KU CONTAMINATOR NEKUSVIBISA DESTINY YANGU COME OUT IN JESUS NAME 🔥CHIKAFU CHESE CHAKABVA KUMA FAMILY IDOLS ALTARS CHAKAMIRA KUPARADZA HUPENYU HWANGU CHICHIVHARA CHAKANAKA COME OUT NOW IN JESUS NAME 🔥NDINODAMBURA MHIKO DZESE DZAKASUNGA HUPENYU HWANGU DZAKAITWA MUHUPENYU HWANGU NEVEDZINZA RANGU NEZITA RAJESU 🔥MWEYA WESE WEMUDZINZA WEKUSAENDA MBERI WEKUSAITA ZVINOBATIKA WAKAMIRA MUHUPENYU HWANGU DISAPPEAR NOW IN JESUS NAME 🔥DEMON RESE RENHAMO RINOTEVERA HUPENYU HWANGU KUBVA KUMADZIBABA ANGU HAUNA SIMBA MUHUPENYU HWANGU IWE NDAKATENGWA NEROPA RAJESU RIZERE NEHUPFUMI 🔥WESE AKASIMUKA MUDZINZA AKANO TRADER ACHITENGESA MWEYA WANGU ACHIKONZERA MA EVIL SOUL TIES NDOTAURA MOTO WEDENGA KUDAMBURA SUNGANO DZESE NEZITA RAJESU 🔥MA SATANIC TARGETS ESE ARIKUTEVERA HUPENYU HWANGU BECAUSE OF MY FOREFATHERS FAILURE I BREAK THEM IN JESUS NAME 🔥EVERY ANCESTRAL EVIL MOUNTAIN OF ANTI MARRIAGE REGEDZA LIFE YANGU AND SCATTER NOW IN JESUS NAME. 🔥HUROI HWESE WAKAITWA MUHUPENYU HWANGU KURWISANA NEKWANDINOENDA NEZVANDINOBATA NGAHUPARARE NEZITA RAJESU 🔥DEMON RESE REKUKUNDIKANA RINOSIMUKA KUBVA MUDZINZA MA NDINOBEREKWA CATCH FIRE AND DIE NOW IN JESUS NAME 🔥 CHIRWERE CHESE CHINOTEVERA ROPA, MAZITA NEMUTUPO YOU ARE NOT MY PORTION GET OUT OF MY LIFE NOW IN JESUS NAME AMEN IT IS WELL WITH YOU IN JESUS NAME

*DAY 1 OF PRAYER:AND FASTING AGANIST ANCESTRAL POWERS* DESTROYING THE ANCESTRAL GIANT MANIFESTING AGANIST MY LIFE IN JESUS NAME AMEN 1Samuel 17 Goliath was approximately 2,5 meters tall. His Amour weighed 90 kgs. Yet this phenomenon did not deter David. His Faith in the Almighty God of lsrael was unshakable. lmagine walking into a crisis with the knowledge that you already have the Victory!! What is changed other than the features of the giant? The God of David is unchanging God and He is ready to do the battle on your behalf if you will trust in Him. Get into prayer and face the giant and allow the fire of the Holy Spirit to consume that satanic giant They overcame him because of the Lamb's blood, and because of the word of their testimony. They didn't love their life, even to death. Revelation:12:11 -🔥l Destroy every giant blocking my testimony be it financially, marital life, fruit of the womb, carreer, health in Jesus Name 🔥- l Confront every giant ministering into my life so that l end up having fear to to achieve my destiny in Jesus Name 🔥- l Rebuke every giant driving my life to its own ways and causing confusion and frustration in my life in Jesus Name -🔥l Splash fire prayers aganist every satanic force using me in its ministry be it witchcraft, theft, prostitution, poverty in Jesus Name 🔥- l Destroy every giant coming into my dreams marrying me, sleeping with me blocking my womb, giving me strange babies, causing false pregnancy intenting to destroy my marriage in Jesus Name 🔥- l Command out every satanic strange dreams in Jesus Name 🔥- l Destroy and scatter every satanic giants altars raised aganist my life be it aganist my marriage, my womb ,finances, carreer, health in Jesus Name -🔥Every generational curse standing as a giant aganist my life shall by Power of the Holy Ghost die in Jesus Name 🔥- l Render powerless every giant from the waters or marine kingdom operating and tormenting my life in Jesus Name 🔥- l Rebuke every giant ministering in my dreams to block my testimony in Jesus Name -🔥l Rebuke every giant putting satanic mask, shame and bad luck in my life in Jesus Name -🔥l Render powerless every satanic marks or tags which were made on my body to connect me to the satanic giants in Jesus Name -🔥 l Command out every disease *MAY EVERY ANCESTRAL GIANT COME OUT OF YOUR LIFE AND TESTIFY IN JESUS MIGHTY NAME AMEN!*

*MAY HOLY SPIRIT HELP YOU TO FIGHT THIS BATTLE IN JESUS NAME....NO MORE ANCESTRAL POWER SHALL OVER TAKE YOU IN JESUS NAME!!!* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

*l DECLARE AND I DECREE THAT:* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 *The land where you dwell is commanded to favour you. You didn't come there to watch others succeed, you are there to succeed as well. Therefore, you too will make news in that land, the prosperity of the land will reflect in your life and bank accounts. You will not be trapped by the evil altars of that land in the Name of Jesus!*

GOD, OUR RESTORER! There are seasons in life when everything feels dry, distant, or broken. You may look around and wonder where the fire, joy, and closeness with God have gone. But the good news is this—God is a Restorer! He is not done with you. What seems lost can be renewed, what feels distant can be restored, and what feels broken can be rebuilt. (Joel 2:25) Like Israel cried out for renewal, you too can ask God to restore your spirit, refresh your heart, and realign your steps. No matter how far you feel, God’s love is reaching for you. His grace is calling you back. His power is ready to renew you! (Psalm 23:3) This is your season of restoration! Everything that seemed stagnant, delayed, or broken will be revived by the power of God. Stay encouraged and keep pressing into His presence. I pray that your life will experience divine renewal and that the Lord will restore you in every area—spiritually, emotionally, and physically. In Jesus’ mighty name, Amen! .


*LETS PRAY WITH THIS AUDIO AS WE PREPARE OURSELVES FOR PRAYER AND FASTING!* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

*HAUITE MARI NEKUTI WASHANDA ASI UNOBATA MARI NEKUDA KWENYASHA!!!* 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 ENDA PA LIVE YANHASI UNOTORA NYASHA 👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇👇 https://www.facebook.com/100064090537214/videos/1136216834647221/?app=fbl