MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL

15.3K subscribers

About MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL

HOT TOPIC EVERDAY ZVIRI MUDZIMBA JOKES AND CONFESSIONS ADVERT ITS NOT FOR FREEE 👇👇👇$2 per 1 post then$14per 1week https://wa.me/+263776888507?text=hie+mai+muku https://wa.me/263771367569?text=Hie+Hearty❤️💙+i+would+like+to+chat+with+you ROAD TO 30K FOLLOWERS 🥳🥳🥳 *Thanks for choosing to be part of our community! We appreciate you* Makandikoshera🥀🧚🇿🇼 zvevanhu vanoti number piwai na Admin $5 $2 per post..... $14 per week Advertising 👆👆👆 Hype Shona only

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:31:03 PM

Yeah ndakanyatsogara muzasi mehapwa ya conductor ,mota yakakosha shuwa

😂 🎉 7
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:32:18 PM

Matovako hre kumaSleepover kana kuti mavakugadzirira kuenda or hamuna kwekuenda ...kana kuti maneta nazvo 🤣🤣🤣🤣

😂 🎉 8
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 9:02:16 PM

*Which one is correct✅✅✅* *S3x, love , marriage (🥰)* *Love , s3x , marriage (😘)* *S3x , Marriage , Love* (❤️) *Marriage , Love S3x* (🥳) *Love , Marriage , S3x* (🙏) *S3x. , S3x. , S3x* (😂)

🙏 😂 😘 54
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:30:12 PM

*Kuva stepfather ndiwo ma1😭😭🤦🏻‍♂️* 👦🏾: Daddy Tv yamama irip? 🧔🏽‍♂: Ndairasa mwanangu 👦🏾: Ahhh mairasirei 🧔🏽‍♂: Yanga isingashandi 👦🏾: Ko imwi zvamusingashandi makaraswa nani😲 mama vanokudai makangogara wani!!!? 🤣🤣🤣🤣😭😭🙌🏻🙌🏻

😂 🎉 5
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:33:16 PM

Hi Major zviriko mfunge henyu vanhu mmwe anotakura kana ainaro ko kana asina anongouya hant mnhu arikupemha anoriwanepi kmba pamwe knekusina nhamo dzosiyana iwe sisi hausiye basa mukira kuseni uwache gumbeze iroro wazvichengetedza hako usasiye basa neixvoxvo

❤️ 👍 🎉 5
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 9:01:12 PM

hide my ID Ndine muface wnku it's like we broke its been a month now ska nyaya yakamira so neboyfriend yanku iyi towanzo rambana almost every time ska sometimes ndini ndonyanya kuapologiser chero ndisiri wrong ndotozonyengerera ndini like inini l used to be a tomboy bt l changed becoz ndomuda pese pandotaura kana boys chero pasina nyaya vamwe vacho maclassmates anotanga kundi accuser kti ukucheater ototi handichade so this is the third time tichirambana anotonyarara he doesn't call me anenge achitoziya kti ndichadzoka it's been a month haasi kana kutaura akamirira kti nduiye kuzokumbira ruregerero sak macousins ndibatsireiwo ndodii apa mu relationship yacho ndini ndoisa maefforts akawanda um always the one calling him texting him l buy him gifts bt iye he doesn't bt l ddnt mind zvanku semunhu waunenge Uchida ska now pamwe pacho ndaneta iniii kana ndoita move on hr 🤝kana ndonyengerera futi please help...❤️ kana kti handitodiwe anoshandisa advantage yekuti ndomuda please ndiudze chokwadi

❤️ 🤝 🎉 👍 👎 🫱‍🫲 12
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 9:08:01 PM

I created a new facebook account with a pic of a beautiful lady now my dad sent me a friend request saying he single and has no children 💀😂

😂 💪 😮 15
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 9:06:08 PM

Carol Ruvarashe Chimbadzwa pane ano muziyawo here ndine msge yake yanda piwa if pane ano muziya ngaauye inbox 📥

😂 ⚰️ 🎉 😮 5
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:40:49 PM

Anoziva John ndiyani please pakaipa izvozvo

😂 🎉 👍 🖐 5
MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
2/28/2025, 8:33:12 PM

*Paunoti chirega ndichirarawo Kuma 8pm stress yobva yati tine meeting kusvika na 4am kuseni*🤔🤔🤔

😂 🎉 8
Link copied to clipboard!