MAI MUKU🌹CONFESSIONS AND JOKES🤣🚶🔐 TRENDING WATSAAP CHANNEL
February 28, 2025 at 08:30 PM
*Kuva stepfather ndiwo ma1😭😭🤦🏻‍♂️* 👦🏾: Daddy Tv yamama irip? 🧔🏽‍♂: Ndairasa mwanangu 👦🏾: Ahhh mairasirei 🧔🏽‍♂: Yanga isingashandi 👦🏾: Ko imwi zvamusingashandi makaraswa nani😲 mama vanokudai makangogara wani!!!? 🤣🤣🤣🤣😭😭🙌🏻🙌🏻
😂 🎉 5

Comments