Dj Pee Memes

2.6K subscribers

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Dj Pee Memes
1/30/2025, 6:52:01 PM

*Nhasi ndaona kamwe kamwana👼👀 kachishungurudzika karasa $50 , saka pa 50 yandanga ndanongawo ndachipawo $10 , kana waitirwa nyasha namwari itirawo vamwe , hallelujah*😂😂😂💔🙌 https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 😮 🙏 ❤️ 😢 8
Dj Pee Memes
1/30/2025, 6:50:56 PM

*`Ndeupi munhu ari worse apo`* *😂 `munhu wekuti munodanana asi asingakuudze kuti ane mwana`* *❤️ `munhu wekuti unodanana naye asingakuudze kuti ane chirwere`* *😮 `Munhu wekuti munodanana asingakuudze kuti ari mumarriage`* *😭 `Munhu wekuti anokuudza zuva remarooro day okuti fano gadzirirai obva anoroora zvake kumwe`* 👍🏾 *`Munhu wekuti anokupa mari yabva kuchikomba kana kusmall house achiti ndiye aishanda`.* 😂😂😂💔💔🫶🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

❤️ 😂 👍 😢 😭 11
Dj Pee Memes
1/28/2025, 6:24:59 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 😢 3
Dj Pee Memes
1/28/2025, 6:24:52 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 😮 3
Dj Pee Memes
1/23/2025, 7:20:01 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 👍 5
Dj Pee Memes
1/23/2025, 7:19:49 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 2
Dj Pee Memes
1/23/2025, 7:19:36 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q

😂 🙏 4
Link copied to clipboard!