Dj Pee Memes
January 30, 2025 at 06:50 PM
*`Ndeupi munhu ari worse apo`* *😂 `munhu wekuti munodanana asi asingakuudze kuti ane mwana`* *❤️ `munhu wekuti unodanana naye asingakuudze kuti ane chirwere`* *😮 `Munhu wekuti munodanana asingakuudze kuti ari mumarriage`* *😭 `Munhu wekuti anokuudza zuva remarooro day okuti fano gadzirirai obva anoroora zvake kumwe`* 👍🏾 *`Munhu wekuti anokupa mari yabva kuchikomba kana kusmall house achiti ndiye aishanda`.* 😂😂😂💔💔🫶🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Va99vuRKgsNmxdS6BU1q
❤️ 😂 👍 😢 😭 11

Comments