Bag RemaJokes🤣
2.7K subscribers
About Bag RemaJokes🤣
Home of Jokes😹
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
🗣️ We as men we want sex 🍆🍑💦everyday if you don't give us we cheat ,once you give us everyday we get bored and cheat again🤷♂🤣
Hide Id. Ndiri msikana ndine 22yrs ndopinda Roma. Ndine mukomana wandodanana naye, aida zvekutoroora asi haaendi ku church. Saka ndakamunyengerera kuti auye kwedu ku church kuRoma, akabvuma, akatonyorwa zita akato bhabhatidzwa nekusimbiswa. Dambudziko zvino rave rekuti church yamuspaka zvekuti akati haachadi kuroora ave kuda kuita Fata. Nhai hama ndodii mukomana ndomuda zvakanyanya, ndakatomboedza kumudhonza kuti tibude zvedu church yacho but arikuramba, hanzi buda wega. https://chat.whatsapp.com/ExnsEnHYLmB2V7RkBs2108
*Unenge uchitoona ma reels pa Facebook obva wasangana ne skit ra Mama Vee vachitamba wobva wamisa*💔
🧑🏽🦱: _its over_ 👨🏿🦰: _*sorry but ndiani uyu?*_ 🧑🏽🦱: _aaaah ndiSarah_ 👨🏿🦰: _*hoooh okky ndanga ndichiti.....ndanga ndichifunga kuti ndi Mary, no problem saroro saraldo*_ *Apa unenge uchiti acharwadziwa😂😂😂💔*
Chitungwiza 😭🗣️ Ndatenga 4 ma pie e $1 Anga ane nzimbe pakati🙌🏾
Good night, Sweet Souls! 💤 May God's peace wrap around you like a warm blanket. Remember, 'And now these three remain: faith, hope and love. But the greatest of these is love.' - 1 Corinthians 13:13 ❤️ Sleep tight, knowing you're loved and cherished.
*Wokwira mushika shika naAmai vemunhu wako wonzwa vakuti "Haa mwana wangu ndamutadza, anovharira kana 5 pazuva"🤣🤣🤣*
A wise man once told me The day a mosquito will land on your balls....Is the day you'll realize that not every problem should be solved with force 🤭