Bag RemaJokes🤣
February 22, 2025 at 05:41 PM
Hide Id. Ndiri msikana ndine 22yrs ndopinda Roma. Ndine mukomana wandodanana naye, aida zvekutoroora asi haaendi ku church. Saka ndakamunyengerera kuti auye kwedu ku church kuRoma, akabvuma, akatonyorwa zita akato bhabhatidzwa nekusimbiswa. Dambudziko zvino rave rekuti church yamuspaka zvekuti akati haachadi kuroora ave kuda kuita Fata. Nhai hama ndodii mukomana ndomuda zvakanyanya, ndakatomboedza kumudhonza kuti tibude zvedu church yacho but arikuramba, hanzi buda wega. https://chat.whatsapp.com/ExnsEnHYLmB2V7RkBs2108
😂 😮 4

Comments