MAMA VEE OFFICIAL ๐ฟ๐ผ
29.9K subscribers
About MAMA VEE OFFICIAL ๐ฟ๐ผ
๐ต|Business advertising ๐|Social Media Boost CLICK LICK BELOW โฌ๏ธโฌ๏ธโฌ๏ธโฌ๏ธ https://wa.me/+263776598951?text=Hie+takue
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
๐๐๐โ๏ธ

*Ini ndakarambwa kuri kuseni ndikaenda kubasa kusiriko๐คฆ๐พโโ๏ธ๐* _Koiwe wakadii?_ ๐๐๐๐๐๐
*Moyo ukuda kusiya zvechยฃating asi sikarudzi ikuti hatisati tanzwa mamwe marudzi* ๐คทโโ๏ธ๐คทโโ๏ธ๐คทโโ๏ธ๐๐๐ *Share*๐ฟ๐ผ๐ฟ
๐ *๐ต Tsoko nagudo vakanga vagere mfundisi vachiparidza, zvikanzi namfundisi๐ต๏ธโโ๏ธ๐ฃ๏ธ* *Pastor ๐ง๐ผโโ๏ธ:* udza ari pedyo newe kuti wakanaka chose, uri mukaka wakamiwa rungwanani mhuru dzisati dzabvongodza๐ฅน๐ฅ *Tsoko๐ akatarisa gudo akaseka ,akamutarisazve๐๐ akazunguza musoro, akasimudza ruoko akati๐ฃ๏ธ* *Tsoko๐:* Gudo nemahobi aka ayo muudzei mega ini handidi kutadzira Mwari ini๐๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐ *Kuudza munhu kuti akashata hakusi kutadzira mwari here๐๐๐๐ป* Ndiko ๐ Aewa hakusiโค๏ธ Chokwadi ngachitaurwe๐๐ป *SHARE*๐ฅ๐ฅ๐ฅ
*Ndukutsvagawo imwe song ya holy ten asi ndadhibha zita racho asi beat rotanga richiti ta ta ta dhi dhi dhi dhu dhu dhu bha bha bha dhe dhe kana pane anayo please ndipoo fast ๐โโ๏ธ ๐ guys*๐๐๐๐๐
*Nhai team kana babe richikuti rava ne two months risina kuenda ku period anenge asiri ma acids here iwayo ๐๐๐๐๐ค๐ค๐ค๐ค*
*Ndaenda kumba kwatete vangu izvezvi mwana๐ถ vavo arikuda kundibaya nebanga๐ช* *ivovarikuti musiye akubaye nekuti anozochema* ๐ญ๐๐๐
*Inini ndikati kumunhu "i mic you" chiregawo kuti really because handifarire kunyeba ka2๐ค๐ค๐ค๐ค*
*Ukaona mukomana wako ari online but asiri kutaura newe, it means ari kutaura nana sekuru vake, panyaya yekuzobvisa pfumaโบ๏ธ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐* *SHOKO NGARIFAMBE๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐๐๐*
*Ukaona uri single๐ง๐ผโโ๏ธ.... uri musikana hausi kufirita ma photos ako๐๐๐๐ฃ๏ธ* *Fifiritaโบ๏ธ- firita๐ฉโ๐ฆณ mwanasikana zvakawanda unozotsanangura masangana๐๐๐๐ป๐๐ป* *Kana ndanyepa ndiisei kuchikurubhi asi ndizvo zvazviri worldwide๐*