MAMA VEE OFFICIAL 🇿🇼
June 4, 2025 at 04:35 AM
🐒 *🐵 Tsoko nagudo vakanga vagere mfundisi vachiparidza, zvikanzi namfundisi🕵️‍♂️🗣️* *Pastor 🧙🏼‍♂️:* udza ari pedyo newe kuti wakanaka chose, uri mukaka wakamiwa rungwanani mhuru dzisati dzabvongodza🥹🔥 *Tsoko🐒 akatarisa gudo akaseka ,akamutarisazve🙉🙊 akazunguza musoro, akasimudza ruoko akati🗣️* *Tsoko🐒:* Gudo nemahobi aka ayo muudzei mega ini handidi kutadzira Mwari ini😂🤣🤣🤣🙌 *Kuudza munhu kuti akashata hakusi kutadzira mwari here😂😂🙌🏻* Ndiko 😂 Aewa hakusi❤️ Chokwadi ngachitaurwe🙏🏻 *SHARE*🔥🔥🔥
😂 🙏 ❤️ 👎 👍 😢 😮 😘 🤷‍♀ 🫣 190

Comments