Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό WhatsApp Channel

Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό

57.8K subscribers

Verified Channel

About Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό

For Advertising,Stories and Confessions Message Uncle Gee on WhatsApp Click⬇️. https://wa.me/message/NB3GD26NGARKN1 TikTok ⬇️ https://www.tiktok.com/@unclegeesekuruvenyika?_t=ZM-8wan6D77kJR&_r=1 Facebook ⬇️ https://www.facebook.com/djgottazmixofficerrealpage

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 8:53:18 AM

Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/BmOQFpZd2dI6raOMC0vGX1

πŸ˜‚ 1
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 8:48:21 AM

Vakaremerwa pindai umuπŸ‘†πŸ»πŸ‘†πŸ»πŸ‘†πŸ»

πŸ™ 1
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 9:07:42 AM

Hie Uncle Gee topic yenyu ayiperi isin kuputsa imba iumwe chete unodaro mrume aripo hazwibelive nhasi vamwe vanorara vachikhonana kuti ati tosagam utag munhu aga agar anezwanetsa zovha zwabatira ndatenda hangue *Tosiyana nayo here topic iyi ndimire kuunza ma message acho ari kuinbox kwangu?* Ngaiende mberi ❀️ Ngaipere πŸ’”

πŸ’” ❀️ ❀ πŸ˜‚ πŸ’― 75
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 8:53:45 AM

Mudzimai usasarire☝🏼☝🏼

Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 7:49:07 AM

πŸ₯’πŸ«›πŸŒΉβ€΄οΈπŸ₯’πŸŒπŸ‹β€πŸŸ©πŸ«›πŸŒΉπŸŒβ¬†οΈπŸ₯’πŸ«›πŸŒΉπŸ‹β€πŸŸ©πŸ₯’πŸ«› *Uchinge wakaremerwa pinda muchannel iri padenga iyoyi unokwanisa kubatsirika zvoupenyu ungadaro uine sari, yeast infection, chero jeko chero kugadzira muviri wako unonobatsirwa nemanatural methods* *Pasi nezvinhu zvine maside effectsβ–ͺ︎β–ͺ︎β–ͺ︎* *GogoπŸŒŸπŸ’œ ChirembaπŸŒŸπŸ’œ vs Tete Keylin*πŸ’œπŸŒŸ

βœ… ❀️ πŸ‘ 😒 πŸ«† 5
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 9:00:17 AM

Maswerasei uncle Gee Mai avo vane 29 years vakaroorwa 2013 vane murume Ari kuvadzinga pamba asiri kutenga chikafu ngavaende papolice station iri pedyo navo vonomhan'ara nyaya yavo Sense ❀️ N0nsense πŸ’”

Post image
❀️ ❀ πŸ’” πŸ˜‚ 44
Image
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 9:16:29 AM

Hi uncle Gee , please post Haaa isu nyaya yemavhijini nemvana tavabho manje. Mavhijini kumavhijini, mvana kumvana . Mvana hatina mumbochemera kuroorwa nemi murivhijini isu so noise ndeyei nxaa Agree ❀️ Disagree πŸ’”

❀️ ❀ πŸ’” πŸ˜‚ πŸ€₯ 40
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 9:11:25 AM

Havadyire ava🀭

Post image
πŸ˜‚ πŸ‘ 18
Image
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 8:48:11 AM

Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/FREp83Tx9qT8EQtbwVdpv2

Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
Uncle Gee Secrets & Confessions πŸ‡ΏπŸ‡Ό
6/20/2025, 7:49:00 AM

*Gogo Chiremba vauya nechirongwa chakanaka chirongwa chinogonawo kubatsira uno nauyo agara aine shungu nechidokwadokwa chokurapa, hazvibatsire kuti tingoswera tichirapana tisingapi ruzivo kuvaduku. Nokuti isu wacho ndiko kudzama kwatave kuita uku. Naizvozvo vose vanoda kudzidziswa kurapa pindai muchannel ino muchaona magroup edu tichasenda imomo vose vanenge vaaine chido chokurapa tinenge tichizosangana mumagroup edu. Kana musina kumaona magroup munenge momirira paanotumirwa varipo vechidiki vanomhanya mhanya vanoisa vamwe ndivo vane maphone number edu zvose zvinongoita*. *Mazvita*. *Munodzvanya view channel modzvanya follow*⬇️⬇️⬇️

Post image
βœ… ❌ ❀️ ⬇️ πŸ₯° 7
Image
Link copied to clipboard!