Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼
June 20, 2025 at 07:49 AM
*Gogo Chiremba vauya nechirongwa chakanaka chirongwa chinogonawo kubatsira uno nauyo agara aine shungu nechidokwadokwa chokurapa, hazvibatsire kuti tingoswera tichirapana tisingapi ruzivo kuvaduku. Nokuti isu wacho ndiko kudzama kwatave kuita uku. Naizvozvo vose vanoda kudzidziswa kurapa pindai muchannel ino muchaona magroup edu tichasenda imomo vose vanenge vaaine chido chokurapa tinenge tichizosangana mumagroup edu. Kana musina kumaona magroup munenge momirira paanotumirwa varipo vechidiki vanomhanya mhanya vanoisa vamwe ndivo vane maphone number edu zvose zvinongoita*. *Mazvita*. *Munodzvanya view channel modzvanya follow*⬇️⬇️⬇️
Image from Uncle Gee Secrets & Confessions 🇿🇼: *Gogo Chiremba vauya nechirongwa chakanaka chirongwa chinogonawo kubat...
❤️ ⬇️ 🥰 7

Comments