
ZIM MUSIC 🎶 Mabhoyi🇿🇼
9.5K subscribers
About ZIM MUSIC 🎶 Mabhoyi🇿🇼
Mabhoyi Social News ,Novels And Celeb Updates💜🔥 🇿🇼Stay updated on social and celebrity updates💜🏌🏻🔥 *For paid adverts inbox🔰* https://wa.me/
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

Ndakatsamwa chaiko. haaaaaaa ndrikurwadziwa hako.nyaya yekudanana nevarume vevanhu iyi yakaoma zvayo Zuro ndakafonerwa nemufes akaty upinde mtwn uzondiona anoita hake zvekugera mtwn.ndini paya pedzei kurudunura msoro wangu apa ndaida kutonopiwa mari yekurukwa vhudzi rangu ndandavane 3 years ndisingageri rarakura zvekuty apa riri natural. ndini paya pfacha kushop ndakawana asina client ndokugara zvangu pacheya yemugerwi tichiita nyaya madam yacho ndiye pfacha ndakangonzwa mufes oti Moda kugerwa cut yakadii ini ndokunyumwa ndokungoti ladies cut.veduwe ndakagerwa apa ndichihwa sendinotsva but papasina yekutamba ndakagerwa kusvika ndapera madam iya irimo ndapedza kugerwa moyo wakagwadza kuty ndongobuda ndakabva ndati ko change ndakupai $20 ndokupiwa 15 asi haaaaaa ndrikurwadziwa nevhudzi rangu ini.