
ZIM MUSIC 🎶 Mabhoyi🇿🇼
June 18, 2025 at 02:23 PM
Officer: Iwe mukomana nhonga mbanje yako yawakanda pasi.
Mukomana: Ko Officer sei mati mbanje iri pasi ndeyangu?
Officer: Mbanje ndeyako nekuti ndiwe wakamira pedyo nayo.
Mukomana: Nhai officer imimi zvamakamira pedyo nebhazi nderenyu here?
🤣🤣🤣🤣🤣.
Musadherere mapurisa imimi
😂
👍
3