
Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
February 14, 2025 at 04:58 PM
*➡️Follow Our Channel Link for TILDER Zim🇿🇼,BHOZHONGORA LIVE, D££p,Dhaki S£cr£ts and c0nf£ssions*
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
*Zvinoitika muhupenyu*
*F@m!ly Dark S£cr£ts and c0nf£ssi0ns* *Zvinoyera* *Zvinotyisa* *Zvakavanzika* *Humhondi* *Hurombwa*
*Hupfambi* *C0nf£ssi0ns* *D££p s£cr£ts*
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z
Makadini mukoma , ndiri mudzimai anemakore 26 ekuberekwa murume wangu akandi roora ndakazo zviziva kuti imbavha. pandakauya kuno ku joni kuti ndinge ndichimuramba ndakabva ndanzwa kutya ini. tikabva tango gara hedu apa vabereki vangu havatozvizivi kuti mukwasha wavo wavano dada naye imbavha apa ndiri mwana wamufundisi. last year my dad vakato tengerwa mota nemurume mushure mekunge va scammer umwe munhu pa facebook vaiita zveku advetiser. mota then pakunosangana vokutorera cash yako by force. then this year vakabata contract rekuti ma lights aya ma solar lights ari kuiswa muma street. kune vema tender vanotofara kana akbiwa so that varambe vachipihwa tender rekuma replacer. saka muurme wangu ndozvavainge voita vaitopiwa zvekuma 90k kuti vaite basa iroro. zvinhu zvinenge zvichito zivikanwa nevanhu vakuru. murume wangu akazo buda ne vamwe vake ndokubva vanoba ma lights aya but akabva azodonha saka izvezvi akato kuvara musana. but hanzi achipora hake but fr now achatombogara mu wheel chair maybe for a year. so handizivi kuti ndomusiya here because i did not know kuti anoita zvechimbavha in the first place.