
Zim๐ฟ๐ผ Shona Novels 24/7 ๐
14.9K subscribers
About Zim๐ฟ๐ผ Shona Novels 24/7 ๐
Shona novels ๐ ๐ ๐
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

Embers of Sorrow By Authoress Tee https://whatsapp.com/channel/0029Vb2tSdlBadmVa8Bjmj42 Chapter 3 Tendai Ndofunga manzwa nezvangu kubva kare ndi wacho Tendai murume waMelisa .Ndoshanda paneimwe company ndiri Economic Consultant and also ndine shop yemafoni mutown so financially I'm stable .Melisa ndomuda zvisingaite uye chimwe chinhu chinoita kt ndinyanye kumuda zvisingaite irespect yaanondipa vanhu vekumba kwedu vanotofunga kt ndakadyiswa but hakuna mupfuhwira unokunda respect.Melisa ndakatanga kumuona muneimwe shop inotengeswa maperfume maaishanda pandakangomuona hana dzedu dzakabva dzatoroveranawo ndazopihwa number ndokutanga kudanana naye kwandakaita mazuva iwayo agerwa musoro asingarukwe kana kuita make up but waingoona kt mwana akanaka uyu .Ndini ndakazotanga kumudzidzisa zvese zvemake up nekurukwa nekt ndozvandinofararira plus hembe ndinoda apfeke dziri sexy .Mazuva akafamba rudo rwedu rwuchipisa ndakatanga kudzidza nezvake ndikaona kt kwaaigara aisanyatsogara zvakanaka and aive akapasa A level yake ndakamuvimbisa kt ndaizomuendesa kuchikoro takugara tese ndochinjawo mararamiro ake .Nyaya hombe yakazotangira pandakaenda naye kuma introduction mhamha naTracy havana kumufarira nekt she came from a poor family plus she is not a working class .Mhamha vaida munhu anobvawo kumhuri inemari seyedu plus vaive nemusikana wavaida ndirore uyo aiva mwana weshamwari yavo kumba kwavo kwaiva nemari svinu but ndaisamuda nekt anga asina hunhu I still remember mumwe musi waakauya ndanga ndiri ndega pamba akasvika ndakatorara hangu muroom mangu ndakapfeka jogger short akapinda ndokuuya pabed akauya pamusoro pangu ndokutanga kundikisser aaa yakaita batai batai ndakatozoita kutiza nehupunyu hwangu saJosefa .Ndakabva ndamuvenga mhamha ndakangovaudza kt mukore uno hauchazi wekurongerwa marriage ndozvimwe zvakaita kt vanyanyise kuvenga Melisa munhu aingondisupport kt ndirore Melisa ndiTanisha sister yangu last born .Ukuwo kumba kwana Melisa step mother vake vaida ndirore muninina waMelisa anodzi Kundai vakangosiyana negore but zvakaramba kushanda I still remember mumwe musi wandakaenda kumba kwavo ndichimutsvaga anga anemazuva asiri kubatika pafoni kubasa vaiti haachauye ndakasvika zvichinzi aenda kumvura ndikati regai ndimumirire ndopandakatanga kuudzwa zvinhu zviri bad pamusoro paMelisa ndokundiudza kt ndirore Kundai nekt aiva nehunhu wakanaka plus akadzidza coz by then anga ari kuUniversity iye Kundai wacho kusanyara anga akutodawo .Ndakazooneka ndatoona kt nyaya dzavo dzakadhakwa ndamuroad kudzokera kumba ndine munhu wandakaona saMelisa ndakamisa mota ndokuburuka ndichimhanya kwaari ndakanomubata bendekete achibva ashinyira kuratidza kurwadziwa anga akazara mavanga muviri wese akati akaroverwa kudanana neni vachibva vamusiyisa basa nekt ndoraimufurira kuita zvevakomana ndokumutorera foni .Mmmm ndakarwadziwa ndozvakandipa shungu dzekt ndikasire kumurora nekt ndaizokuvadzirwa mukadzi.Ndakazonobvisa mari kumba kwavo ndokuchata tikatanga hedu kugara tese .Takatanga tichigara kwana mhamha nekt imba yedu yanga isati yapera kuvakwa but mmm mhamha naTracy vaishungurudza Melisa zvisingaite apa iye aisataura chero ukamubvunza anga akugara asina mufaro kana kudya anga akusadya ndozvakazondipa kt ndibve kumba kwanamhamha tinogara kwedu tenga .Takatanga kugara tega imba hedu isati yanyatsopera kuvakwa yakatozopera takugara ipapo .Melisa ndakazomuendesa kuuniversity sekumuvimbisa kwandakamuita .Makore akafamba zvinhu zvese zvichiendeka asi nyaya yemwana ndoyanga yakunetsa takambozama kuenda kumadoctors akasiyana siyana but vaingotaura the same thing kt patiri hatina problem ukuwo Melisa akambotanga achichema zvaimurwadza but akazodzimara azvigamuchira kt takumirira nguva yaMwari mhamha ndopavakatanga kuchinyatso tsoma Melisa nenyaya yekusazvara semusi wandakasvika varikumba ndakatoziva kt Melisa aitopinda busy chete apa zvaindirwadza kuona misodzi yake.Ndakasviko vamhoresa ndokutanga hedu kuitaura nyaya time dzakapinda Melisa musitting room achibva mubedroom vakati vatangana naye mmm mhamha vaizonyanya kutuka kwacho sure vangatuke mukadzi wangu kt murume nekt haazvare mmm zvakandirwadza hngu ko kuzoti Melisa wacho akanzwa sei ndoyaiva first time yangu kuona Melisa achichema kunyangwe pamwe pese ndaiona nemaziso ake kt ambochema .Melisa aiti kunyangwe tikanetsana sei aisachema ndichiona.Ndakazomutora kuenda naye kubedroom ndakanomunyararidza ndokuzonobika hangu yes kubika ndaikufarira ndaitoti dzimwe nguva ndikakasira kubva kubasa ndaimubatsira kubika.Ndakati nditori busy kubika mhamha vakapinda ndokupeta havo maoko vakanditarisa ndokuti ''Tendai ndikufanhira kukutora ndiende newe umbonorutsiswa zvawakadyiswa sure ungabike Melisa akarara basa rake nderei ndiye atovaka baba vepano anobikirwa akarara'' ''Mhamha Melisa is not feeling well '' Vakambopopota ndokuzobuda havo ndakapakura ndokuenda nechikafu tikadya .Melisa akazobuda nemaplates ndakasara ndokubvisa hembe dzese ndikamonera DT ndakamirira Melisa adzoke paakauya ndakamunyengera kt tinogeza akamboda kuramba hake ndokuzonogeza tikaita mutambo wedu ikko .Takazorara makuseni ndakamubatsira kusuka mhamha vakamboda kutaurisa asi ndavaudza chokwadi ndokuzobuda havo vachisiya varidzira Melisa zitsamwa ndakazonogadzirira zvekubasa Melisa nekuside achindibatsira takazoonekana zvakanaka ndakuenda kubasa .Pandakasvika kubasa ndakamboshanda shanda ndokuzofunga kt handina kutaura nemukadzi wangu ndichimuudza kt ndafamba boe ndakamufonera tikambotaura hedu nyaya achindiyemera ndokuzoendera mberi nebasa .Ndakazoti ndakuda kuenda kulunch ndakanzwa foni kuringer ndakadaira anga ari Tracy uyo aipopota kt Melisa atuka mhamha ndakatomboshamisika coz mukadzi wangu aisafa akaita zvakadaro akazocutter foni ndichibva ndafonera mhamha avo vakangodaira nekutochema ''Chii mhamha?''ndakadaro ndiri worried Asi vaingoti zvandaitwa nemukadzi wako zvakaoma mwanangu ndakazovavimbisa kt ndaipfuura neko after work .Ndakazopedza basa ndokupinda muroad kuenda kumba kwana mhamha .Ndakatambirwa naTanisha nemufaro ndiye anga asati arorwa so aigara namhamha ''How are you bro?''akadaro achisekerera uyu anga atosiyana naTracy apa ndiye aiva mudiki ''Ndiriboe murisei vatete ,mhamha varipi?'' ''Vari kubedroom kwavo'' Ndakuda kutoendako ndopandavaona vachitodzika mastairs vachiuya kusitting room kwatanga tiri ''Maswera cy mhamha ,chii chaitika ko mazobva ndisipo sei ?'' Ndakadaro tagara pasi Vakabva vatanga kuchema ndokuzoti ''Zvandaitwa nemukadzi wako zvakaoma Tendai sure kundituka inini kt ndini ndiri kumutadzisa kuita vana ndobva andidzinga pamba ndarwadziwa mwanangu'' ''Mhamha are you sure kt Melisa adaro coz .. '' ndisati ndapedza vakabva vatondikata ndokt ''So now ukuti ndonyepa newewo futt uri mwanangu zvechokwadi here kana kt ndakachinjirwa muchipatara''vakabva vatanga kuchema mmmm zvakandirwadza kuona amai vangu vachichema ndakanogara pavari ndikatanga kuvanyararidza sure Melisa angatuke amai vangu sure anozviziva here kt misodzi yemubereki inemunyama .Ndakazooneka ndakuenda kumba ndaiita kudedera nehasha ndakasvika pamba ndikaisa mota mugarage .Ndakapinda mumba ndichitodedzera Zita rake akauya achida kundi hugger asi ndamurambidza ndakamuudzisa and aitofanhira kunokumbira ruregerero iye akabva aramba ndakabva ndatomuudza kt kana achida tiwirirana anotofanhira kunovakumbira ruregerero ndichibva ndatoenda kubedroom ndakanogeza iye akazouya nechikafu but ndakachiramba akanochidzosera ndikasara hngu ndichirara paakauya amboda kutaura nezvese nyaya iyi ndakabva ndatobuda ndikanorara kuguest room ndaisada zvekutaura naye .Mazuva akafamba tisiri kuwirirana mumba medu .Akazondinokera pamota achindiudza kt aa ready kunokumbira ruregerero ndakamuudza kt agadzirire toenda manheru .Ndakubasa ndakazofonera mhamha ndichivaudza kt tiri kuuya manheru .Time dzekuenda kumba dzakakwana ndikasvika atova ready kt tiende muroad mese hapana aitaura nemumwe .Takati tichipinda mumba ndakashamisika kuona Tracy arimo apa akangoti achiona Melisa akati atanga kumutuka iye Melisa wacho anga akungochema akazopfugama ndokuti ....... Don't forget to react Stay Tuned

https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V zvakaoma Admin ndinoshandira out saka ndakadzoka Kumba zuro kuvhura door wanike munin'ina wemukadzi anotamba naadzimai wemunext akarara pamubhedha it was around 10 pm ndakashokwa ndichiona mazamu akati Twii .I knocked Mumba meshamwari yaadzimai Kuti ndadzoka ndichida Kuti adeedze young sister yake but she told me Kuti ngaangorara rarai mese tozomuwanira plan mangwana .Tazongorara kusvika kuseni atozomuka Kuma 10 pandamukawo ndodini nesituation Kutaura Kuno adzoka arara nemanhede pamubhedha arikuona ma India pa tv arikutotaura Kuti haadi zvekurara Kunext door zvino ticharara Sei svondo rese apa Mwana achiri kudziya muviri ropa unonzwa richipfakanyika she is 20 hakusi kupihwa mukadzi here uku KO madam vakazvinzwa panobuda chakanaka here .NB tangorara hapana zvataita hamenowo nhasi

*๐ ini wangu murume haadaro.l trust him so much, he'll never cheat on me*: *Vadzungairi 10 vs5* ======================= *๐Marriage is not an achievement:* *Tsikombi 2 vs 31 kusvika ka pa 34* ======================= *โฃ๏ธbabe handisati ndamboona munhu akanaka sewe soo:* *Vatsotsonyi 5 vs 8 kusvika pa 10* ======================= *๐ณUri online usiri kutaura neni uri kutaura naani*: *Vamanikidzi 10 vs 3* ======================= *๐คฃ๐คฃ๐คฃWatove chembere mvana ine vana 2 uchaonekwa nani:* *Vadzikisiri 38 vs 1 to 52* ======================= *๐๐ผโโ๏ธ๐๐ผโโ๏ธ: marriage hachisisiri chinhu Chino shamisira*. *Asi iye aripamurume:* *Vafuriri 6 vs 3 to 8* ======================= *๐don't wrry mkadzi wanku haambobati phone yanku:* *MaShurugwi 2 vs 7 kusvika pa 99* *=======================* *โฃ๏ธ hapana murume asingahure ndozvawari wese imba inoda kushinga:* *Zvekupenga 10 vs 6 todzika nayo zvishoma* ======================= *๐คฉ babie unofitwa ne short hair than kurukwa*: *vaomeri 5 vs 21* ======================= *๐คทโโfoni yemurume hayibatwe:* *vavhundutsiri 5 vs 20* *=======================* *Mozoti tanga tisingakuudzei maverse* *Forward this message vamwe vawanewo ma verse manyama haikona kuseka wega nhaika* Follow this channel https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0u

https://whatsapp.com/channel/0029Vb3OtZBE50UgJE9RwC39 My wife zvaandiita nhasi ๐ฏ๐ฏ๐ค!! Atora foni yangu ndobva aDeleter nhamba *dzaLorraine.* Semunhu akanzwa kuti ndodanana naLorraine nefriend yake abva asevha nhamba dzake kuti _*Lorraine.*_ Ndiri kubasa ndaona message yakanzi *dhiya, ndiisire airtime ye$10,* ndobva ndatumira ndichifunga kuti *ndiLorraine.* Ndave kumba ndazokanda Text msg kuna *Lorraine* ndichiti *zvaita here?* Zvikanzi *ndifonere izvezvi.* Pandabuda panze kuti ndifone ndokutonzwa *Madam* vachidaira varimukicheni vachiti: *"Huyai mudye sadza raibva."* Ndodii ndichitori panze izvezvi???ndopinda here guys help๐ฉ๐ฉ๐ฉ๐ฅบ๐ฅบ๐ฅบ _Follow our channel on WhatsApp:_

https://chat.whatsapp.com/KNUFbWfQvwBBfl6lHajR30 business opportunity promoter : .Ndauya naro Basa Amity perfumes&products be your on boss:4more info contact FT Dihori +2771 8482 735


`Follow the Nyaya Dzesviro channel on WhatsApp:` https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0u *Inbox for comments* +263 788 712 638 Follow this channel โ https://whatsapp.com/channel/0029VavriDR8PgsEKj1GZa3F Ndakasvira nyoro ndikaita sendichabvarura beche nekunakirwa. Zvakatanga taenda kumeeting kuoffice kwaHeadmaster sezvo maexam ainge asvika so, ndaitamba hangu nephone yangu ndichiona hangu mapictures emboro yangu neavamwe vasikana andinotora patinosvirana hedu kumba kwangu. Kamwe kateacher kemaths kainge kakagara kumashure kwangu kaidongorera nepaside ndokuona mapics ese ini handina chandaizva ipapo. Kazonyora mufoni mako ka message zvikanzi stop showing us that traumatising pono yako. Guys kutaura chokwadi ndakanyara zvekunyara zviya. Ndakabva ndadzima foni ndokuisa mupocket there and there. Ndakangoti regai ndizokaona after meeting totaura zvedu ndichikumbira ruregerero. The lady was looking gorgeous compared to other young ladies at my school. Apa akaisa kaperfume kainhuhwirira ndofunga i Chanel 5 chete, nzara ndakaitwa manicure kumeso kwakaitwa makeup yakapenga black opa. Takaita break a bit ndobva tabuda apa nyadzi dzakandibata kauya kwandiri ndokundishaudha, hanzi is this what you do in Zim that you move around showing people pono. What do you teach our children here unofanirwa kuva disqualified. Ndainge ndoita sebenzi ipapo. Ndakakumbira ruregerero but hapana akanzwa. Tapinda hedu musecond half yemeeting. Ini ndabva ndapedzisira kupinda mumeeting ndokugara kumashure shure ndokubva kauya kuzogara next to me tiri kumashure kwevamwe vose. Aaaaa kakaisa ruoko nepasi petable kakatanga kubabata mboro yangu after kabva kundipopotera apa yakabva yaita danda. ko ini nekutya handina kuda kuita nharo. Ini ndatoziva kuti ndikamubatawo ingatoita nyaya basa rikapera. Ndakaramba ndaka tenser zvangu ndichitopindurawo mubvunzo yaibvunzwa. Ndangozoti wait babie we will definately have it after meeting and she just nodded her head ndikaziva kuti yachata. Kana vanhu makanzi muchasvirana chokwadi itโs easy hapana kana any obstacle. Handina chandakazombonzwa meeting yese ndaive ndofunga makoiriro andaida kuzomurovera. We had our lunch na 12 ini ndakadya light kuitira zvaiva mberi hazvidi wakagutisa. Takapinda mumota yangu Nissan ndokuenda kumba apa landlord wangu akatondimaka nenyaya yekuuya nema babe ari different every day. Tasvika muroom ndikabvisa hembe dzandaive ndakapfeka ndokusara neka short apa ndagara handipfeki panti kubva ndiri mudumbu ramai vangu. Mboro yangu yakatobhenda kuita banana. Babe rakabva rabvisawo hembe maSouth Africans kuda mboro kwavo kwakawoma. Akabva asara neg-string with matching braa, she didnโt hesitate kundiudza kuti kaive katota kare kotongoda iyo without kubatwa batwa. Ndakatora macondomu angu ikozvino ndakangwara ndakatenga box rine 150 macondms maflavours akasiyana siyana. Mwana ane shavi chete uyu, ndichiri kuvhura condomu ndanzwa kashort kabviswa katova mumabvi apa yanga yamira zvekumira zviya kuti twii kachibva kavhura ziso kuti dheeee kakaitarisa kudai apa kakabata muromo kachifemera mukati. I am sure hakasati kambooona dzinonzi mboro aka siyai kakadaro, kazama kuiisa pakati pechanza so ndokutadza kuipotedza. Ndakarariswa ndakatarisa mudenga ndikatanga kudyiwa mboro, yaisvipirwa tumasiriri yonanzva kuita seichabuda ropa yaiiita kusvetwa so zvokuti wainzwa tsinga dzemudhidhi dzichisungana rough. Ndakazama kundobata beche kudai baba raive rovhita sechironda chinotsvaga hurwa. Kaida kuti ndidye beche rako ini aaaa kutanga riiini, chero dai ndairidya ndingachadya iro rongochururuka juice irori ndingasaita maronda pahuro here.*Inbox for comments* +263 788 712 638 Ndaramba kudya beche kakatanga kuita sekochema kachiti โBabe pliz chindisvorawo ndirikuda kunzwa ichigumha chiberekoโ, aitaridza kuti hapana mboro hombe yaaive ambosvirwa nayo. Hapana chinhu chakaooma sekushaya bonde rinogutsa unofa nenzara mboro dziripo regai nditokwira zvangu ini ndibatsire vanoshoterwa nemboro ava. Gumbo ranga ravhurwa 180 dregrees chaidzo. Ndakazoti zvino ndoipinza kunzwa beche richiiita kuibata nekuti yanga yakazadza beche ichishinyirira kupinda kwacho zvokuti ndaitonzwa kuti shasha iribvarukira mbichana semunhu iaive ajaira kukwirwa nezvimboyo zvitiki tiki. Zimboro raive ranzi zvino mone nemazitinji anenge emuchangana chaiye kureba kunge nzeve dzetsuro. Ndakakoira zvemufirimu chaizvo kuti koi koi koi koi koi apa babe richiiita kuchemerera sembwa yoda kubata mhembwe. Ndakazonzwa shasha yachiti zii yapera simba ini ndichisvira rough chaiyo. Pasina nguva ndakanzwa comdomu kuti paaaa, aaa ndakaribvisa ndikaisa nyoro chaiyo ko ndini ndadii. Ndakamusimudza ndokumufongoresa apa iri nyoro ndokuinyudza shondo yese kuti nyangara ndokutanga kukoira zvishoma ndisingaibudise panze kuti ainzwire kuchibereko chaiko. Mwana ngaaatange kusura ndichikoira kudaro ayaa kana kuri kuvhunduka hameno. Ndaiti ndikainyudza yose ndikabaya kumberi mberi aiiita kuzuzuma muviri wese so achibudisa mweya kuti bweeeee. Ndainge ndototya kumamirwa apa achibvunda zvine power muviri wese apa achitunda. Ndakamushaudha, shuwa munhu angatunda makuseni seni akadai. Pandamushaudha ndakabva ndamudenha. Tanogeza tikapedza akatora tuma lubricants mumota make ndokutuzora mboro yangu ndokuigarira baba imi, ndakoirirwa kunge ndichadamburwa mboro yangu nechikapa chete. Condomu kana kurifunga munorifunga beche nemboro zvisati zvatonga mupfungwa. Aiti akati koikoi koi ombosura oti koi osura ombozorora hanzi kumberi kunonyanya kurwadza. Babe rakabva raneta ndokugara pasi ini nekuda kutunda ndakamukotamisa futi nyoro inoitisa munhu waya. Ndanyudza yose mukati so ndokutanga kukoira ndichibudisa ndichinyudza ndaingonzwa tuma pfuuu pfuuuu kusurira kure kure kwatinoti kupfushura ipapo ndaisvira munhu kuita seachasvuuka beche. Beche ranga ravakupisa ndokubva kakuramba kusvira hanzi mira ndiiite yekudya kusvika watunda. Machende anga akabatwa ose kuti dzviii achipuruzirwa uku mboro iri mumuromo amanaka unomhanya bani, aiti akamboyamwa machende so uku achibonyora mboro yangu kutaurirwa hunyima sembare dzekumusana. Ndaichemerera so nekunakirwa, ndaida kutundira mubeche chaimo saka abva arara manhede ndokuipfekera mubeche ndichikwesha mwana wevanhu zviya zvekuti iye abva ashaya kana manzwi aingozviruma ruma malips ake ega ipapo apa ndaida kumufixer semunhu ambondishaudha kumeeting. Ndazongonzwa huronyo hopisa ini ndokusundira mboro mukati chaimo ndokuti hwese huuuuuu. Haikona kuvhomora mboro kana wotunda isa mukati chaimo ndokuti ubereke vakomana. ndichaibata nyaya iyoyi yekuisa mboro mberi kuti ubereke boys. *Inbox for comments* +263 788 712 638

https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m *CHIKAPA LESSON* Kana Mukadzi wakarara neMUSANA muchiita BONDE iye MISSIONARY POSITION Mukadzi uno fanirwa kuziva CHIKAPA chinonzi RUSERO. Ichi CHIKAPA cheRUSERO chinoita Mukadzi uzive KUPEPETA kunoitwa murume paBONDE. Uye CHIKAPA cheRUSERO chiri easy kuita kana uchiziva zvatakataura paLESSON 1 kuti MUCHIUNO mako ndimo mune simba rese rekushanda paCHIKAPA, kana wakarara nemusana funga munhu ari kupepeta NZUNGU neRUSERO. Chishandisa chiuno kupepeta murume ari pamusoro. Mese munonakirwa asi anonyanya kunakirwa zvokuti ndiwe Mukadzi nekuti ndiwe unenge uri DRIVER ipapo. Kana murume abata RYTHM yacho yauri kumuitira chimurega achiita iyoyo iwe womubatirira kuti asabhudisa MBORO neMISTAKE, Ukanzwa murume oyita sekuwedzera Speed yeku koyira iwe, sunga Beche nekushandisa maMUSCLES uchi sunga kubva kumagaro kuita MAGARO awomarare kunge CEMENT chaiyo, ukadaro chete murume anotadza kumhanya paSPEED, Ukanzwa iwe UNGA hwako hwaungana muchiuno chiRELAXER MUVIRI wako chimusiya aite zvaanoda uone zvinoitika kana atanga kukoyira ipapo ndipo paunonzwa kuchema kweMURUME mukuro akudurura MBEU. Chikapa chinodawo kuti uku uri kuita neMUCHIUNO uku uri kunzwa pfungwa dzako dzichibvuma kuti pano ndiri kuita zvakanaka nekuti iwe pachako uri kunakirwa, ukuwo muromo uri kududza kuti zviri kuitwa ndizvo. Kwete kuti Mukadzi umirire kunzwa COMMENT yeMURUME kuti YES YES iwe ita zvako chete nekuti ndiwe uri kuDRIVER murume paCHIKAPA. Iwe ndiwe unofanirwa kuita Noise kana uchiona zvauri kuita zvichifadza iwe. Kwete kuti uri kunakirwa wochemera mumoyo kunge uri kubirira Bonde neCHIKOMBA paCHIKAPA munhu ahunakirwe wakanyarara handizvo. Munhu chemererawo zvinoenderana nezvauri kuita kuratidza wafara. Iko kuchemerera paBONDE kunokubatsira kurerusa muviri kuti ukasire kuita ORGASM zvekare, kwete zvekunyeperana kuti kunoda kuiswa MUSHONGA kuzasi kuti kudzoke unakirwe. Kana usiri munhu uya anongoti kupinzwa wototanga wega kuchemerera, dzidzira kusaruma mazino kana uchi svirwa, Pakuita CHIKAPA rega manzwi anoda kubuda abude pamuromo wako. Murume anobva azivawo kuti ari kunaka. Varume havadi zvokuchemerera. Anongozogomera ava kubudisa hurume. โค๏ธ Panguva yeBONDE toziva kuti vazhinji vano zungunuka asi panyaya yeCHIKAPA itori imwe yeZVIDZIDZO zvinotoda kuDZIDZA matambirwo acho. Saka kungo tambisa MAGARO neMUSANA paBONDE hakusi kutamba CHIKAPA. Chikapa hutori hunyanzvi hweBONDE zvekuti nguva yese yeBONDE MUDZIMAI ahu pakure MBODZA nekuti unoziva kubikwa kweBonde saka zveCHIKAPA zvinotodzidzwa. Saka iwe kana usina kudzidziswa zveSEX EDUCATION kana zveCHINAMWARI tangira pauri ipapo kuzvidzidzisawo wega, asi itawo SHUNGU yekuda kushandisa chiuno chako. Ita ATTITUDE yekuda kusunga NHENGO yemurume wako nekushandisa NHENGO yako. Ita PFUNGWA yekuda kuva neFREEDOM OF EXPRESSION pakusvirana nemurume wako. Kana wazvibata zvese izvi CHIKAPA CHINONAKIDZA kana wakaisa makumbo pamafudzi pemurume. PaSTYLE iyi kuti unogona kutambisa chiuno kana kuti kwete hazvina basa nekuti iyi STYLE kazhinji inoita yega CHIKAPA chinonzi KUDYIRA kweHOVE. Ipapo Murume anokuita nhapwa yeBONDE nekuti anonzwa kukutamba kweMBUTU ichiyamwa MBORO chaiyo. Unongonzwa uchikurungwa sebota wakanzi shwete iri mukati. Fc Asi mamwe maitiro anoita ega pakushandisa chiuno, kana wangozvitanga haumbozozviregi iyi inonzi CHIKAPA cheMAGETSI unongoita kunge wabatwa neMAGETSI zvekuti murume anogona kumira kumbosvira avhunduka kuti chiiko chakuitwa neMUKADZI wangu. MUDZIMAI waNHASI tanga nhasi kufunga kufadzana nomurume wako kwete kuita pfungwa dzekuda kutsvaga zvinodzora Mbutu uchiti murume anakirwe, asi iwe usina pfungwa dzekufadzwa neMBUTU yako paBONDE. Murume agara anonakirwa paMBUTU yese kana yamunoti iHOMBE sei. Chino ratidza kunakirwa kweMURUME paBONDE kutunda kweMBORO yake. Saka unoda kufadza chiiko pamunhu agara anotunda iwe usiri kutunda. CHIKAPA chinoitawo kuti iwe Mukadzi utunde kwete kuti utundiswe neMurume kwete. ๐๐ปMukadzi kana wagonera murume pachikapa kazhinji murume ahati nhasi wagona asi unogona kunzwa nekutaura kwake nyaya After Bonde. Asi ukanzwa murume achakuudza kuti wagona nhasi panenge pane zvaari kuyedza kuvhara kuti usazive nekuti kutori kushorwa ikoko kunzi nhasi wagona seiko mazuva ese ange asiri kukudzidzisa kana wanga usiri kugona. Saka MADZIMAI kana muchiona nyaya dzedu dzakadai, tinoda kuti varume vazive kuti munodawo Bonde kupfuura ivo, asi Vakadzi Vazhinji vanoda kuita seMUKADZI weNGOZI anomirira chete kumira kweNHENGO yemurume yongo pfekerwa seTSONO iri kusona CHIGAMBA kana yapedza yongo sendekwa parutivi kumirira pachada kusonwa zvekare. ๐Saka kuti Mukadzi ugare uchisvirwa mumba mako ndiwe unofanirwa kuziva kuDRIVER MBORO yeMURUME wako kuti imire kana uchidawo zveBONDE kwete kuti unoti murume wangu ahasi kurara neni, murume anorara newe kana iye anzwa kuda kuzviita saka usape murume MHOSVA kana iwe usiri kutanga paunenge uchinzwa kuda kusvirwa. Iwe Mukadzi gara uchigona kuKWEZVA murume wako kuti agare ane pfungwa yekurara newemazuva ese. Murume munhu ari nyore kunyengetedza panyaya dzeBONDE. Saka muchiona akaona mukadzi wekusango akango munyemwerera anobva ati ndadiwa nekuti angoona kunyemwerera akati kudiwa. Mumwe murume anozoona kuti ahana kudiwa otukwa kunzi imi mukuwasha ndikwanireyi. Mukadzi kana wafungawo zveBONDE chiziva kuti nguva yekuti wabvisa bhurugwa kuti ufare usangoita kunge vamanikidzwa kusvirwa Pfungwa iyoyo ngaibve mumba mako pindwa nePFUNGWA dzekuda kuzvifadza kwete zvekuda kunyengerwrwa kunge PFAMBI yasiya MURUME kumba kwayo. Kana wabvuma kuSVIRWA nemurume wako chitaridza kuti murume ndewako uye ane kodzero yezvinhu izvi, iwe zvekare uchiratidzawo kuti uchaita zvaunoda paBONDE kwete kungonzi ita So padiki diki wonzi zvekare ita So.

*THE REAL TRUTH ABOUT CHIKAPA (Kana uri pamusoro ndiwe)* 1.Pane zvamunoudzwa nekuudzana kuma kitchen parties kwenyu madzimai nekuZvina uko.Kutonyeberana zvenyu. 2.Hanzi kana uchiita chikapa tambisa chiunu.Chiunu ngachitambe icho.Zvongonyoka kazvo, pepeta murume. No,no, no, no. Buditsa all that talk mumusoro mako nhasi chaiye.Thats not it.Thats false.Kutonyeberana zvenyu kuya. 3. Chinonzi chikapa my dear ukachitarisa from angle yako iwewe mukadzi watoirasa.That moment watorasika and kurasika chaiko. 4. Chikapa chinotariswa from angle yemurume. Ndiri kumbotiiko ini? Chikapa kuita mamovements semukadzi ekuti SKIN yepaMBORO padad ifambe-fambe UP and DOWN. I will dzokorodza.CHIKAPA KUITA MA MOVEMENT SEMUKADZI EKUTI SKIN YEMBORO YADAD INOITA MOVE UP AND DOWN. Follow this channel โ https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m 5.Chinonzi murume anakirwa kunge skin yake yaita move and up the shaft yake(chipombi chemboro).Kumover up and down ikoko ndiko kunoita kuti murume anakirwe,atunde.Ndiko kunoita kuti twatingati tuma flesh seeds twemukati mebeche mako tuitwe rubbed neskin yemboro usvike pakutunda.Ndiko kunoita kuti arove-rove g-spot yako, chiya chinenge chisponge chiri kumusoro kwebeche rako mukati about 2-cm so kubva pamalips ebeche chinoti grrrrr-grrrrr so ukachibata 6.Ukatambisa chiunu zvinengei, skin yemboro haifambe-fambe.Murume haatunde or anozotunda after kana 45 minutes.Ndipo pakuzoti ini handigone chikapa. Nyamba dzidziso was wrong. 7. Chinotamba magaro.Chiunu chiri ziiiiiiiiiiiiiiiiiiii.Chinotamba magaro.Chiunu chakamira kuita statue.Chinotamba magaro.Chiunu chichibalancisa magaro nemabvi. Magaro ndiwo anomfanira kuita move up and down, up and down mboro iri mubeche.Uchimafambisa zvekuti paunosimukira mboro inobuda kusvika pachimusoro.Paunodzokera pasi, mboro inonyura yese kusvika pamabhora chaipo. 8.Ukangodaro chete, haaaaa kana ne 5 minutes dzinopfuura here mese musati matundirana. 9.Chinotamba magaro not chiunu 10.Chinotamba magaro not chiunu 11.Chinotamba magaro not chiunu Join our group for more lessons

*MADZIKIRIRA REMEDIES* Vose vanoti madzikirira,isai weti yenyu padoor muroyi haapindi Bute padoor muroyi haapindi Kushai munyu wematombo mumba haapindi๐ฅ Mafuta ehwayi pfungaidzai mumba muroi haapindi๐๐ป๐๐ป *Ndatenda, kana wakambobatwa nemadzikirira isa emoji tione vachabatsirika๐ฅ๐๐ฅฐ๐๐ป๐๐ป*https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O

BOOK *life after marriage*๐ญ๐๐๐๐https://whatsapp.com/channel/0029VafVXn08F2p9bMXQ7W0b *episode 1*๐๐๐๐๐ '...Haa dhemeti mhani buda mumba mangu ndati buda i say get out! buda unotaura wave kuchibage uko hamba, mai Rudo handis kuda kukonzera ngozi pano pamba get out!! buda hako ndisati ndakukanganisa, U are Ev!l muroyi chaiye uri witch! mukadzi iwewe.. ndandaaaa....' 'Ehe Ngaaende mukadzi uyu ibenzi fani pano pamba shuwa ndingagare nemunhu ane chikomba mumba mangu buda get out enda hatigari nemahure.isu gooo.ita zvavaudzwa hanzi endaaa.baRudo mudzingei ayende uyu..' Vakadaro Mai Slvester vachinobata dhuku ravo kuti vayedze kundirova naro sezvo vainge vashaya riri jamhu. Weduwee zvehupenyu mutoro kubva zvandainge ndaroorwa ndaisamboziva kuti murume wangu anodya marasha kudaro. Zvichida zvainge zvozowedzerwa nemhamba yaainge anwira nwira kushabini kwaasiendauko. Ava vamwene ndivo vaichiopesvera vachikwichidzira vagofuridzira kuti moto unganduke kana iri paraffin ndivo vainge vodira kut murume wangu apopote kudaro. Pane maroja aigara munext ainge achingoti shushururu vakapeta zvavo maoko vachingotarisawo firimu remahara mukadzi mukuru achiizwa sekashiye kegudo. Hupenyu hwainge hwachiita mhidigari, kudivi kwangu imba iya uandaichemera yainge yave kuzondivava segavakava, zvino kana vari wavengi ndofunga vaizobata denga musi uyu nekufarira kudzingwa kwangu. Mumoyo ndangariro dzakandibaya semunzwa wemupangara. Rimi remoto wegehhena ndainge ndorinzwa ndichiri pano pasi. Taisionawo dzimba dzevamwe dzichigumira panzira ndichiti ndezveikoko yakazoti yandishanyirawo break up ndakaita sendisiri munhu panyika pano. Mwana wevhu ainge otambudzwa. Mhosva yangu yainge isingazivikanwi kut ndeipi chaiyo nekuti pakupopoterwa apa ndakanzwa potaurwa nyaya dzezvikomba. Izvi zvaibvirawo pakuvengwa kwandainge ndaitwa nohama dzemurume . Hama dzangu ukaona wavengwa neaamwene wako gara wakatarisira zvese mumarriage yako. Kana uchinge wavengwa ziva kuti kunyeperwa,kuvengwa, kurohwa kana kudzingwa ndiyo inozoita outcome pamarriage yako. Kana kuri kudivi kwangu ndainge ndatotanga kumyeperwa nyaya dzezvikomba zvandaisamboziva. Kuroorwa kwangu kwainge kusina kunatsofambiswa nemazvo sezvo ndainge ndakaita zvekutizira 5 years ago mushure mekunge ndanzwa makuhwa ekut murume wangu ainge ane mumwe musikana waaida kuzoroora mumwedzi waAugust gore iroro. Saka nekutya kusiiwa nemunhu ainge andibira moyo wangu agondipa wake ndakaona sekunge ndaizotadza kuzogara nemumhu wandinoda nokudaro ndakabva ndatotizira ndisina kana nhumbu yacho. kana certificate rangu recourse yemagets yandainge ndaita handina kuzokwanisa kutora ndchiomhanyira murume kut asaende naMarwei . Izvi zvakashamisa hama dzose dzemurume wangu zvokuti 5 years dzose dzandakazogara mumarriage handina kumbobvira ndaona zino raamwene wangu. Izvi ndizvo zvimwe chetezvo nemurume wangu aiti akabva kubasa nyangwe ndkamubikira chikafu chorudzi rwupi, kana twakakwidza aisadya ainodya kumashops kana kunodya mumba maamwene wake sezvo ndainge ndakazodzingwa mumba maamwene umu ndichiobikiswa ndega muroom mangu . Izvi zvaingorevawo kuti nguva yekumboyemerawo murume wangu yaizoita shoma kwazvo kana kunzi i love you zvainge zvatove zvitsva kwandiri. Mumwe musi ndakatopfuura amwene wangu vachiraira mwana wavo kut vasauye mumba mangu vachitomuti achiri jaha anofanira kutsvaga mumwe musikana chaiye anoenderana naye ane degree saiye, vachitot kana zvanetsa vaitozotsvaga vega munhu wavanoda kuti aite muroora wavo kwete kuroora majoki emuno muKuwadzana aya. Mashoko aya akandibaya hama dzangu. Ndakatombofunga kusiya imba that very moment, asi nekuda kwekushingiswa nemazano andaiwana kumamwe madzimai.pawhatsapp zvikuru sei kubva kumadzimai emugroup redu reladies talk ratainge tagadzira ndakazviudza kuti pano andibve i will surely fight for my love. Ndakaramba ndakashinga ndchigara ndega muroom mangu ndichiita semunhu anogara mulunchbox vamwe vachigara imba yose . Hupenyu hwakatanga kundirwadza sezvo painge pasisina chandaipihwa nemurume wangu. Kazhinji murume wangu baRudo vaingouya kana vazofungawo kurara neni ende wainatsoona kut vaitoita zvekutumwa naamwene kunzi imboenda woite training pahure rako nekuti zvizhinj zvacho vaitozvidududza zvose kunyanya panguva yekuti wave kunyanya kunakirwa vari pamusoro pangu. Pamwe pacho murume wangy aitomboyedza kuda kugara neni asi kut amwene ndivo vaisada kana padiki zvapo, nokudaro dzimwe nguva baRudo vaizouya husiku mumba mangu saka ndainge ndoziva game yacho ndaingosiyawo door risina kunyanya kuvharika. Zvokuti kana matsotsi chaiwo ndainge ndisisa matye nekuti hapana pandaizogara ndisingazivi murume. Nyangwe dai ndaizoshinga sei beche pachezvaro rinototaura kuti pane chisipo apa sisi. Hongu dzimwe nguva ndaitomboonawo p0no dzataitumirana mumagroup edu asi ponl idzi dzaitozoita kuti ndipote ndichishandisa kachigunwe kangu kusvikira ndazvitotesa ndobva ndabatwa nehope. Saka hupenyu uhwu hwainge hwondirwadza asi semunhu aida imba yake ndakashingirira kusvikira ndatojairawo kahupenyu ikaka. Zvakazoitika manje rimwe zuva baRudo vakangoti vachipinda padoor rangu ende ndainge ndakaita kurara ndakavhura gumbo beche rose ndakariyanika kuti warawara zemo randaive naro paisamboda nhaurirano paongoda kuti daddy vasvike nekutoshooder vachioipfekera yose zvayo ndava ndainge ndakatota nakare askana zveupenyu izvika. Saka ndaitove pakati pokuchifarawo kuti yaa baRudo wapinda manje. Ndakabva ndatanga kuita zvangu zviye zvandaiudzwa kugrup remadzimai ndchiotanga kutambisa beche rangu nekapointing finger kaye apo ndchichemerera. Ndaingonzwa mazip nemabhande abaKuda kurira achivhurwa mumoyo ndchibva ndaziva kut shasha yandivinga nhas ndozvamburwa nayo iya isingaoneki pese pese. Ndisati ndambodii ndakabva ndanzwa amwene vatanga kusheedza murume wangu bambo imwee. haya. "Mwanaaaangu baRudo waindepizve husiku huno chidzoka zvakwaaaana mwanangu.." Vaidaro amwene vachikarara kusheedza. Nayewo baRudo nekuteerera ndiye u turn kudzokera asikana vamwe vana amai vane simba pavana wavo ndikakuudzai zvose zvandakaona mungati ndinonyepa imi. Musi uyu ndakaita hasha senyuchi yegonyera chaiyo ndigovira ndogovaima semheni.. ndakasumuka sendege chaiyo.. Zvivindi zvakandibata ndigoita hasha dzisingaiti. Zemo ndairwinzwa musi uyuka raisamboda zvinhu zvisina basa. Ndakabva ndatanga kupopota nemo nemo. 'Aah mhamha saka munot ndosvirwa nani beche racho ndoripa sadza here ini. Chakurwadzai chii ipapa Saka marwadziwa kut ndingosvirwawo kana kamwe chete zvako here Chii chakadaro amai mwana wenyu hamudi here anditundirewo handisi muroora wenyu here mhai. Ehe ndozviziva kuti uyu mwana wenyu asi zvimwe zvacho nyaraiwo amai imi siyaiwo mwana aite madecisions ake inga wani zvese ndinokuitirai mama inga rudo ndinarwo wani kana kuri kutadzirana amundiregererewo here amai saka kana zvanetsa chihuyai imim wacho tiite zvandaifanira kuita nemwana wenyu , huyai izvezvi so huyai mundisvire kwacho. Mhamha ndaisada kukuudzai mashoko aya asi pachokwadi murikundirwadzisa inga wani muri amai weruwadzano hutsinye hwabvepi. munoti ndinopedza kutapira kuri pamwana wenyu here honai mave kutomuita fuza manje.. Sorry kana ndakutadzirai asi its very bad whatmore ndikazokuvigirai chirwere mumba muno.Do you even know ndogona kunohura ndikakuchengetesai vana vasiri venyu pano pamba here neluda kwenyu mhamha chiichandakakutadzirai what you are doing is absolutely wrong mum ndaa....' Handina kuzopedza kutaura amwene vainge vatomira padoor pangu wave kutotanga kudzorera nemashoko akadzama. Apa munhu agara aida zvehondo. Ndopatakanga kuchizopopotedzana ipapo Hameno pamwe ndaive wrong asi ini ndainyatsotaurawo zvaive pamoyo ndchinatsopopotedzana navo ndisina kupfeka kuitira waone kut ndainge ndichidawo murume ndainge ndisina kuwinga sadza kana mari dzavo bodo. Vachipopota kudaro ndaitove busy kuvatambisira beche rangu iyi yainge yatove do or die ndainge ndatove chimwe chimunhu chisina kana hunhu. Vakati vobatsirana nemwana wavo uyo ainge axopedza kukwidzira trouse rake raainge adzikisa . Zvikanzi get out mai Rudo. get out you dauther of a pige0n buda mumba mangu wandizvidza buda totaura wave kunze uko hure chii chaunoita ipapa. Hausvodi here nhasi tinopedzerana budaaa ndati budaaa. Onini baRudo munhu imhuka uyu ngaabude kunze uko. Basa kuuua nezvikomba budaa enda even usina kupfeka unonopihwa hembe neHmetro uri hure budaaa...