Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
Zim🇿🇼 Shona Novels 24/7 📚
February 14, 2025 at 04:58 PM
*➡️Follow Our Channel Link for TILDER Zim🇿🇼,BHOZHONGORA LIVE, D££p,Dhaki S£cr£ts and c0nf£ssions* https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V *Zvinoitika muhupenyu* *F@m!ly Dark S£cr£ts and c0nf£ssi0ns* *Zvinoyera* *Zvinotyisa* *Zvakavanzika* *Humhondi* *Hurombwa* *Hupfambi* *C0nf£ssi0ns* *D££p s£cr£ts* https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z Hi Admin ini ndiri murume ane makore 45 years ekuberekwa ndinoitawo zve gold buying ndine gamba rangu randinoshandisa ku mine kwangu so gamba rangu iri rinorarama ne ropa revanhu ndaka chkeresa makorokoza 9 vakafira kumine kwangu but havana kufa vose in 1 year vaifa ka 2 pa gore saka zvaizvezvi ropa mu hari yangu yehurombwa richirimo rinotoita zveku pfachukira nekuzarisa saka i think no need for another sacrifice kusvika ndafa but gamba rangu iri rinoda futi mukadzi ndakaripa mwana wangu uyo ane 16 years ne handzvadzi dzangu asi handzvadzi yangu ari ku south andi tambudza mwana wekwa bamukuru ndava ne 5 years ndichida kumuita mukadzi wechidhoma changu but anonamata zvinosvota zvekuti gamba rangu rikaenda richida kurara naye rinodzoka richindi rova richiti kwandabva kunopisa saka chinobva chandirova zvekuti ndinotombo rwara icho chinoti sisi vangu ava vane vaurume vaviri vanopenya vanovachengetedza umwe anenge ari nechekuma kumbo ekumu bhedha kwavo umwe wacho anenge ari nechekumusoro vakachengetedzwa kunyangwe mukufamba nekuti pavakaenda ku joni ndakavatevera ndichinyepedzera serudo ndichida kuona pavanogara dzaiva nharo hadzo nekuti vari ku zim ndakambo zviita ndikava tsvagira basa muharare kune friend yangu vaishanda mu shop saka zuva randaida kuti vapondwe ndakaita kuti vashande kusvika late then vakazoti vavakufamba vaburuka kombi vava kuuya kumba it was past 8 ndainge ndatotsvaka mabhinya ekuti avaponde asi vakomana vaya vakatadza basa vakati ivo mushure mekunge vabata sisi vangu kuti vava uraye vakabva vaona mapurisa maviri ndokutiza asi chidhoma chakati vaisava mapurisa asi varume vaya vano penya vava ku joni ndikati handingambo shayi mu south african anozvigona ndikawana uyo akati anoda 2000rands kuti varohwe nepfuti murume uya aifanira kupfura sisi ava akati ndamupa mari sanhasi akazvi tsika nemota yake kwava kuto vhunika gumbo aka gara muchipatara kwenguva refu hameno akazvifambisa sei but akakangwa kuisa mota mu handbrake moita ikaita roll back akadonha and the wheel crushed his leg ndakabva ndazo siyana nazvo zvose izvi ivo sisi havazvizivi ndaona kuti ndavatadza ndakabva ndavaisa mweya wekuvengwa nevanhu pavakauya kuno ku zim ndakati kune mukadzi avape 2 in 1 randainge ndakapihwa ne n'anga yangu vakarara vakari fuga vasinga tozivi kuti varikuto tora mhepo yemunyama saka mumhuri hapana anomuda akavengwa nevose ndini ndega ndinowirirana naye but ndakamusungira futi life kuti avengwe nevamwe ndakazviitira kuti asazoita kuti vamwe vange vachinamata saiye otherwise chidhoma changu chaizoshaya kwekupotera saka mumhuri anotonzi ndiye muroyi anohwanda nekunamata
😢 1

Comments