🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
February 15, 2025 at 03:37 PM
*Hapana vanhu vaigezerana nesu vekuma 90s*
*Gezai kuti muone TV*
*Gezai vaenzi vakuuya*
*Gezai ndikutumei*
🙌🙌🙌🙌
https://whatsapp.com/channel/0029Vae5iEhLSmbcMHmY1a0y
*Share* 🇿🇼🇿🇼
😂
😮
25