🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes WhatsApp Channel

🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes

116.8K subscribers

About 🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes

✅ For paid adverts only https://wa.me/+263776121143?text=Hie+ZIMADS+I+want+to+advertise 🇿🇼 Laugh out loud with Zim Shona Jokes & Comedy Videos! 🤣😂 Daily doses of Zimbabwean humor, comedy skits, and Shona jokes. Subscribe for non-stop laughter! 😆👍 #zimcomedy #shonajokes #zimbabweanhumor #zimlaughs #comedyzimbabwe #mamavee #comicelder #moojayazw

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/13/2025, 7:54:26 PM

🤣

Post image
😂 😢 😮 ❤️ 🤣 🙄 116
Image
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/13/2025, 6:17:23 PM

*NJERE HADZIWANIKWI MUMABHUKU CHETE......* *Mai vakashanyira mwana wavo kuchikoro ainzi mike aigara ne room mate yake yechisikana yainzi Sally.* *Pavakaona kunaka kwaroom-mate yemwana wavo vaka suspecta kuti vaviri ava vanofanira kunge vachidanana, chimwe chakaonekwa namai ava ndechekuti Sally ane cup yake yesilver yaanofarira kunwira chero chipi chinwiwa zvacho. Amai vakaviga cup iya mumagumbezi aSally.* *Mushure me-one week mai vamike vadzokera kumba Sally akauya achiudza mike kuti kubva pakauya mai vako cup yangu handichaione.* *Mike akafonera mai vake achiti: 'Handina kuti makaba cup uyezve handisikuti hamuna kuba asi kuti cup yakangoshaika kubva pamakabva kuno.'* *Mai ndokuti: 'Kana neni handisi kuti munodanana kana kuti hamudanane, ndiri kungoti dai Sally airara mumagumbeze ake dai makawana cup.* *Sando 🔨 🔨 🔨 kunaani??* 😂😂😂😂😂😂 *iyi yandityora* *chapotsa chandidzipisa nesadza😂😂😂😂😂 chakanyanyisa* *mhomz* 👊🏼

😂 👊 👍 ❤️ 😮 🙏 🤛 🤜 😢 🤣 326
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 10:30:22 AM

*Chamboko🧔🏿‍♂:* hey bbie warova *Ex👩🏽:* ehe takuita zvimwe *Chamboko🧔🏿‍♂:* oh was thinking if you are free timbonogocha♨️ *Ex👩🏽 :* hiii ehe sure hande + kukusuwa😊 *Chamboko🧔🏿‍♂:* ok bring your friend uya aisandifarira uya *Ex👩🏽:* ndomusiya anokara uya *Chamboko🧔🏿‍♂:* manje 14 migles unozoipedza wega here haipere *Ex👩🏽 :* whats Migles? *Chamboko🧔🏿‍♂:* miguri yechibage, ndingagochei newe😎😂 😂😂😂😂😭😭😭😭🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🔥 *REACT & SHARE🙌🏻🙌🏻🔥🔥*

😂 😮 ❤️ 😢 🙏 🤣 👍 👏 💯 101
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 6:34:12 AM
Post image
😂 😮 ❤️ 👍 🔥 😎 🙏 🤣 😚 118
Image
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 10:39:00 AM

#zvinotyisa #zvinoyera #zvinoda kufumurwa... FOLLOW HOUSE OF ENTERTAINMENT FOR MORE FAMILY S£CR£TS AND CONFESSIONS Hie king poster nyaya yangu mu channel mako why mwari vandidaro https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 Ndaiti ndazorora ndawanawo mbabvu yangu,ndaizivei kuti kwakava kuzvibata kumeso kwegudo kusada kutarisana nerufu. Pazvose ndaiti pachedu kuwirirana sezvo ndaisava nedzimwe pfungwa zvangu pamusoro paIdah. Idah aive musikana wandakadanana naye ndokubva ndapinda murudo zvese nemwoyo. Idah aitovewo nemwoyo wake ega haana kana zuva raakandikumbira kana cent pese pandaida kumupa mari aiiti chengeta ugonorora. Ndakafara kuti ndaive ndawana musikana akabva kuvanhu uye aisava neruchiva nemari yangu. Takagara takadaro kusvikira tazowirirana kuti tichiroorana. Ndakamuudza mari yandaive ndaunganidza ndokuti aiwa hapana chakaipa takaenda zvedu kunoroora. Semunhu akanga akandiudza kuti inherera hazvina kundishamisa tichisvika pamusha paine zera diki uye vaive tezvara kana ini ndaive vakuru kwavari. Zvirango zvakaitwa zvikapera semukwasha ndikanzi ndiuraye mbudzi,hazvina kana kunditorera nguva mbudzi yaive yafa. Ndakapihwa bhodho zvikanzi ndiibike ndipe vanhu vese kuratidza kuti ndave mukwasha. Hana yakamboda kuramba asi zvisinei ndakati,handingatongi zvemumusha mevanhu sezvo tsika nemagriro takasiyana. Nenguva pfupi sadza rakanga raibva pamwe nenyama ndakapakura ndokusheya munhu wese sekuudzwa kwandaive ndaita. Takapedza mabasa ese ekuroora npamwe nezvirango ndokudzokera zvedu kumba kwedu. Semunhu aive abvisa pfuma ndaitarisira kurara nemumwe wangu usiku hwese tichipemberera wanano yedu asi hazvina kuita sekudaro Idah akati aive akaneta Saka ndakamunzwisisa. Hazvina kutora mazuva ndakatanga kurota hope dzityisa ndaiti chete kuudza mumwe wangu aisava nebasa nazvo aingoti asi wakuda kuita n'anga here why the fussy nehope. Chinhu kana uri murudo hautangi wazviona pamwe nekufungira kuti pakati penyu pangave negonye. Pasina mwedzi Idah akanga ava nepamuviri zvakandifadzawo kuti ndava kuzoitawo baba. Idah akadzokera kumusha kwaakanoita mazuva ari handina kuita basa nazvo sezvo ndaingoti imimba inofarira kumba kwayo. Ndakatanga kunzwa nhengo yangu kurwadza pamwe nekubuda ropa ndakaenda kuchipatara but hazvina kupera. Kugara ndakanga ndisisagoni kana kubasa ndakanga ndarega ndakafonera mudzimai ndichimuudza asi akati achauya cz paive nezvaanoita. Ndakafonera vabereki nokuti chekunyara pakanga pasisina. Amai vakauya ndokubva vambofamba neni asi chakabuda hapana ndakatowedzera kubuda ropa. Ndakanga ndatoneta nekurarama chandaive ndakuda kufa ndizorore. Hupenyu hwakanga hwave hwemapamper nemapads. Idah akazouya after a week ndokuwana Mai varipo asi haana kufara nazvo instead akapopota kuti vaidei. Idah akanditi taizobva pamba pataigara toenda kuri nani kwaakasiirwa nevabereki. Takaenda kumba kwaaive ati akasiirwa nevabereki vake nyangwe zvazvo ndaisada handina kugona kuramba sezvo ndaida muriritiri paurwerwe hwandaive nahwo. Regai nditure mafemo ndisati ndataura zvaive zvakandimirira mberi. Takanga tavanemazuva anechitsama takugara patezvara saka ndakamuka rimwe zuva usiku ndokuwana Idah achiyamwa nhengo yangu yaibuda ropa ndakatya kana kuridza mhere. Ndakadzokera mukuvata asi ndisina kubatwa nehope ndichiterera pamwe nekuona zvaiitika. Baba vandaive ndakanzi ndivo baba vandakapa roora vaivewo mumba asi semunhu aitya kuvhurisa maziso handina kumuona zvaive zvichiitika zvese asi ndakaona Idah ashanduka mazino pamwe nemaziso ake muromo wakazara ropa. Ndakada kuridza mhere ndikazvidzora kutya kuti ndaizoonekwa. Pasina nguva ndakakwirwa pamusoro pangu nemhuka inenge imbwa ndokutanga kuiita mukadzi. Ndakayuwira nemarwadzo pamwe nekurwadziwa mwoyo kuti chokwadi ndizvo here zvaive Ishe atendera pandiri. Ko nhumbu yaive naIdah aive aiwanepi nokuti zvakanga zvava pachena kuti handina kubvira ndakarara naye. Kunze kwakayedza ndisisade asi kuti ndiudze mumwe wangu zvaisagona saka ndakaturira amai zvaive zvaiitika husiku hwapfuura. Takaronha kuti mai vaizoenda neni kumusha Idah asingazive sezvo aive iye honzeri. Sezvineiwo Idah haana kumbobvira andisiya chero chinguva chidiki kudhorobha aituma munhu uku hurwere hwakaramba hwokura. Mai vakazovindisa ndokuti kunaIdah vaida kuenda neni kumusha sezvo hurwere hworamba hwakasunga. Idah akabvuma kuti ndiende sezvo naiyewo aizoenda neni. Chokwadi mudzimu kana yakupa chironda yati nhunzi dzidye. Mai...part2 ndaisa na 09:13 nhasi👏❤️ Don't forget to follow our channel for more ######

Post image
😢 😭 🙏 ❤️ 👍 😮 👏 🇺🇸 🇿🇼 80
Image
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 6:51:36 AM

🥲

Post image
😂 😢 ❤️ 💯 😮 👍 🔥 🙏 🤞 🤣 74
Image
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 1:09:47 PM

https://chat.whatsapp.com/F4M7TISu6p002Pm6HzQHT0 *Company iyi musasarire vanhu varikufa nemari💃💃💃😂.*💸💸💸💸💸💸💸🙏💃💃💃💃💃 *Join others in the train of being successful*‼️‼️‼️‼️‼️ *2025 kana wawana mukana wakanaka seuno unokuita uite mari dont waste time, pinda mu Tradeflow Capital management. Pinda uone zvirikuitwa nevamwe*🥇🥇🥇🥇🥇 *Musapedzere nguva pazvinhu zvisina mari Gore rino igore remari kumunhu wese. Auya ma companies anemikana yekuitisa vanhu mari💸💸💸💸💸💸💸💸💸💸💸💸*‼️‼️‼️‼️‼️💃💃💃💃😂😂 *Uyu mukana gore rino rekuti utenge mota, imba uraramewo hupenyu hwakanaka. Pinda umu group risati razara ufambirane navamwe. Vanotanga kupinda vanowana ma rewards*‼️‼️‼️‼️‼️‼️‼️‼️‼️ *.*⏱️⏱️⏱️⏱️⏱️⏱️⏱️⏱️⏱️

🪓 👍 🙏 ❤️ 😊 😮 10
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 12:34:41 PM

*Mukadzi aipinza chikomba Chake Mumba ,murume aenda kubasa🤫🤫🤫🤫* *Her 10 year old son Takue ,akadzoka kumba unexpectedly 🥺,akaona chikomba chamhamha* *Takue akapinda mu cupboard achida kunyatsoona zvaiitika...* *Murume akabva adzokawo kubasa unexpectedly 🥺..* *Mukadzi akatora chikomba akaisa mu cupboard...maive nemwana Takue...* *Takue* 👶"yooh murima muno" *Chikomba* 👨‍🦱"yes it is " *Takue* 👶"ndine bhora re soccer ,ndikutengesa ...amuridi here .." *Chikomba* 👨‍🦱"--no thanks " *Takue* 👶"Baba vangu vari panze ,mukasaritenga ndovasheedza " *Chikomba* 👨‍🦱"ohk imari bhora racho" *Takue* 👶"$50" *A few weeks later ,zvakaitika futi..mwana nechikomba mu cupboard futi....* *Takue* 👶"yooh murima muno" *Chikomba* 👨‍🦱"yes it is" *Takue* 👶-"ndikutengesa bhutsu dzebhora⚽" *Chikomba👨‍🦱"(chakarangarira last tym.. nekukasika )* how much " *Takue* 👶$100" *Chikomba* 👨‍🦱"fine ..will buy them" *Few days later ,father says to the boy...* *Father* 👨"Tora bhutsu , dzebhora ⚽ ne bhora ...totamba panze .. *Takue* 👶"ndakazvitengesera shamwari yangu $150.." *Father* 👨"unehutsinye ungadaro shamwari yako...ndikuenda newe kuchurch Kuti unoreurura...wakaitira shamwari yako hutsinye..." *Baba nemwana vakenda kuchurch Sunday pastor pliz make my boy to confess his SINS ...* *PASTOR vakaisa chimwana Takue mu box rekureurura ... vakaudza ma usher Kuti avhare ma door 🚪...* *Takue* 👶"yooh murima muno" *PASTOR* 👨‍💼"don't start that shiti here" MU CHURCH MANGU MUNO ,HAMUSI MU CUPBOARD KANA MUMBA MABABA VAKO..." Guess Chikomba aive ani😂😂🔥📖 🤣🤣🤣🤣😭😭😭🙌🏻🙌🏻🙌🏻

😂 😮 👍 😢 ❤️ 🙏 👨‍🦱 👨‍🦰 🔥 😭 130
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/14/2025, 12:34:07 PM

*CLICK LINK AND JOIN OUR WHATSAPP CHANNEL FOR:* 🔥WORD OF GOD 🔥 MIDNIGHT PRAYERS 🔥PRAYER AND FASTING 🔥DELIVERANCE PROPHETIC AUDIOS 🔥ALNIGHT PRAYERS 🔥GOMO PRAYERS 🔥PRAYER REQUESTS 💃💃💃💃💃💃💃💃 *TESTIMONIES EVERY MINUTE!!* https://whatsapp.com/channel/0029Vao3OBDEKyZPTeM51t1M *TIKASANAMATA TINOFAA,...TINOITWA DHENDE NA SATAN!!!* *GARA WAPINDA NOW!!* *86000 plus have already joined ndiwe wega wasara!* 👆👆👆👆👆👆👆👆👆👆👆👆

🙏 😂 ❤️ 👍 👏 🔥 😉 10
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
🇿🇼 Zim Jokes , Confessions & Memes
6/13/2025, 6:16:16 PM

https://whatsapp.com/channel/0029VaxtstjDTkJxuFlCOr0K

🚮 👍 😤 5
Link copied to clipboard!